Isaiah 43 (BOSCB)
1 Asi zvino, zvanzi naJehovha,iye akasika iwe Jakobho,iye akakuumba iwe Israeri:“Usatya, nokuti ndakakudzikinura;ndakakudana nezita rako; uri wangu. 2 Paunopfuura nomumvura zhinjiini ndichava newe;uye paunopinda nomunzizi, hadzizokukukuri.Paunofamba nomumoto, haungazotsvi;murazvo haungazokupisi. 3 Nokuti ndini Jehovha, Mwari wako,Mutsvene waIsraeri, Muponesi wako;ndinopa Ijipiti kuti ive rusununguko rwako,Etiopia neShebha pachinzvimbo chako. 4 Sezvo uchikosha uye uchikudzwa pamberi pangu,uye nokuti ndinokuda,ndichaisa vanhu panzvimbo yako,namarudzi avanhu pachinzvimbo choupenyu hwako. 5 Usatya, nokuti ndinewe;ndichauyisa vana vako kubva kumabvazuva,ndichakuunganidzai kubva kumavirira. 6 Ndichati kurutivi rwokumusoro, ‘Varegedze!’uye kurutivi rwezasi, ‘Usavadzivisa.’Uyisai vanakomana vangu kubva kure,uye navanasikana vangu vabva kumigumo yenyika, 7 vose vanodanwa nezita rangu,vandakasikira kukudzwa kwanguvandakaumba uye ndikaita.” 8 Uyai neavo vane meso asi vari mapofu,vane nzeve asi vari matsi. 9 Ndudzi dzose ngadziungane pamwe chete,uye marudzi ngaaungane.Ndianiko pakati pavo akati izvi zvichaitika,akatiparidzira zvinhu zvakare?Ngavauye nezvapupu zvavo kuti zvionekwe kuti havana mhosva,kuitira kuti vamwe vanzwe vagoti, “Ichokwadi.” 10 “Imi muri zvapupu zvangu,” ndizvo zvinotaura Jehovha,“uye nomuranda wangu wandakasarudza,kuti mugoziva uye mugonditendauye mugonzwisisa kuti ndini iye.Hakuna kumbova nomumwe mwari akaumbwa ndisati ndavapo,uye hakuchazova nomumwe shure kwangu. 11 Ini, iyeni, ndini Jehovha,uye kunze kwangu hakuna muponesi. 12 Ini ndakaratidza ndikaponesa, ndikaparidza,ini, kwete vamwe vamwari vedzimwe ndudzi vari pakati penyu.Imi muri zvapupu zvangu,” ndizvo zvinotaura Jehovha, kuti, “ndini Mwari. 13 Hongu, kubva pamazuva akare ndini iye.Hakuna angarwira munhu muruoko rwangu.Pandinoita chinhu, ndianiko angachikonesa?” 14 Zvanzi naJehovha,Mudzikunuri wenyu, Mutsvene waIsraeri:“Ndichatuma vanhu kuBhabhironi nokuda kwenyu,uye ndichaburitsa vaBhabhironi vose vachitiza,muzvikepe zvavaidada nazvo. 15 Ndini Jehovha, Mutsvene Wenyu,Musiki waIsraeri, Mambo wenyu.” 16 Zvanzi naJehovha,iye akaita nzira pakati pegungwa,nenzira mukati memvura zhinji, 17 iye akabudisa ngoro namabhiza,hondo pamwe chete nezvinosimbisa,vakavata ipapo, havana kuzombomukazve,vadzimwa, vadzimwa somwenje: 18 “Chikanganwai zvinhu zvakare;musaramba muri pane zvakapfuura. 19 Tarirai, ndava kuita chinhu chitsva!Zvino chava kumera; hamuchioni here?Ndiri kuita nzira mugwenganehova musango. 20 Zvikara zvesango zvinondikudza,makava namazizi,nokuti ndinozvipa mvura mugwenganehova musango,kuti ndipe vanhu vangu chokunwa, vasanangurwa vangu, 21 vanhu vandakazviumbira,kuti vaparidze kurumbidzwa kwangu. 22 “Kunyange zvakadaro hauna kudana kwandiri, iwe Jakobho;hauna kuzvinetesa nokuda kwangu, iwe Israeri. 23 Hauna kundivigira makwai ezvipiriso zvinopiswa,kana kundikudza nezvibayiro zvako.Handina kukuremedza nezvipiriso zvezviyo,kana kukunetesa nokuda zvinonhuhwira. 24 Hauna kundivigira kana zvinotapira,kana kundigutsa namafuta ezvibayiro zvako.Asi wakandiremedza nezvivi zvakouye ukandinetesa nokudarika kwako. 25 “Ini, iyeni, ndini ndinodzima kudarika kwako,nokuda kwangu,handizorangaririzve zvakaipa zvako. 26 Ndiyeuchidze zvakapfuura,ngatitaurirane nyaya iyi pamwe chete;zvipupurire kuti hauna mhosva. 27 Tateguru wako akatadza;vamiririri vako vakandimukira. 28 Naizvozvo ndichanyadzisa vanokudzwa vomutemberi yako,uye ndichaita kuti Jakobho aparadzweuye Israeri asekwe.
In Other Versions
Isaiah 43 in the ANGEFD
Isaiah 43 in the ANTPNG2D
Isaiah 43 in the AS21
Isaiah 43 in the BAGH
Isaiah 43 in the BBPNG
Isaiah 43 in the BBT1E
Isaiah 43 in the BDS
Isaiah 43 in the BEV
Isaiah 43 in the BHAD
Isaiah 43 in the BIB
Isaiah 43 in the BLPT
Isaiah 43 in the BNT
Isaiah 43 in the BNTABOOT
Isaiah 43 in the BNTLV
Isaiah 43 in the BOATCB
Isaiah 43 in the BOATCB2
Isaiah 43 in the BOBCV
Isaiah 43 in the BOCNT
Isaiah 43 in the BOECS
Isaiah 43 in the BOGWICC
Isaiah 43 in the BOHCB
Isaiah 43 in the BOHCV
Isaiah 43 in the BOHLNT
Isaiah 43 in the BOHNTLTAL
Isaiah 43 in the BOICB
Isaiah 43 in the BOILNTAP
Isaiah 43 in the BOITCV
Isaiah 43 in the BOKCV
Isaiah 43 in the BOKCV2
Isaiah 43 in the BOKHWOG
Isaiah 43 in the BOKSSV
Isaiah 43 in the BOLCB
Isaiah 43 in the BOLCB2
Isaiah 43 in the BOMCV
Isaiah 43 in the BONAV
Isaiah 43 in the BONCB
Isaiah 43 in the BONLT
Isaiah 43 in the BONUT2
Isaiah 43 in the BOPLNT
Isaiah 43 in the BOSNC
Isaiah 43 in the BOTLNT
Isaiah 43 in the BOVCB
Isaiah 43 in the BOYCB
Isaiah 43 in the BPBB
Isaiah 43 in the BPH
Isaiah 43 in the BSB
Isaiah 43 in the CCB
Isaiah 43 in the CUV
Isaiah 43 in the CUVS
Isaiah 43 in the DBT
Isaiah 43 in the DGDNT
Isaiah 43 in the DHNT
Isaiah 43 in the DNT
Isaiah 43 in the ELBE
Isaiah 43 in the EMTV
Isaiah 43 in the ESV
Isaiah 43 in the FBV
Isaiah 43 in the FEB
Isaiah 43 in the GGMNT
Isaiah 43 in the GNT
Isaiah 43 in the HARY
Isaiah 43 in the HNT
Isaiah 43 in the IRVA
Isaiah 43 in the IRVB
Isaiah 43 in the IRVG
Isaiah 43 in the IRVH
Isaiah 43 in the IRVK
Isaiah 43 in the IRVM
Isaiah 43 in the IRVM2
Isaiah 43 in the IRVO
Isaiah 43 in the IRVP
Isaiah 43 in the IRVT
Isaiah 43 in the IRVT2
Isaiah 43 in the IRVU
Isaiah 43 in the ISVN
Isaiah 43 in the JSNT
Isaiah 43 in the KAPI
Isaiah 43 in the KBT1ETNIK
Isaiah 43 in the KBV
Isaiah 43 in the KJV
Isaiah 43 in the KNFD
Isaiah 43 in the LBA
Isaiah 43 in the LBLA
Isaiah 43 in the LNT
Isaiah 43 in the LSV
Isaiah 43 in the MAAL
Isaiah 43 in the MBV
Isaiah 43 in the MBV2
Isaiah 43 in the MHNT
Isaiah 43 in the MKNFD
Isaiah 43 in the MNG
Isaiah 43 in the MNT
Isaiah 43 in the MNT2
Isaiah 43 in the MRS1T
Isaiah 43 in the NAA
Isaiah 43 in the NASB
Isaiah 43 in the NBLA
Isaiah 43 in the NBS
Isaiah 43 in the NBVTP
Isaiah 43 in the NET2
Isaiah 43 in the NIV11
Isaiah 43 in the NNT
Isaiah 43 in the NNT2
Isaiah 43 in the NNT3
Isaiah 43 in the PDDPT
Isaiah 43 in the PFNT
Isaiah 43 in the RMNT
Isaiah 43 in the SBIAS
Isaiah 43 in the SBIBS
Isaiah 43 in the SBIBS2
Isaiah 43 in the SBICS
Isaiah 43 in the SBIDS
Isaiah 43 in the SBIGS
Isaiah 43 in the SBIHS
Isaiah 43 in the SBIIS
Isaiah 43 in the SBIIS2
Isaiah 43 in the SBIIS3
Isaiah 43 in the SBIKS
Isaiah 43 in the SBIKS2
Isaiah 43 in the SBIMS
Isaiah 43 in the SBIOS
Isaiah 43 in the SBIPS
Isaiah 43 in the SBISS
Isaiah 43 in the SBITS
Isaiah 43 in the SBITS2
Isaiah 43 in the SBITS3
Isaiah 43 in the SBITS4
Isaiah 43 in the SBIUS
Isaiah 43 in the SBIVS
Isaiah 43 in the SBT
Isaiah 43 in the SBT1E
Isaiah 43 in the SCHL
Isaiah 43 in the SNT
Isaiah 43 in the SUSU
Isaiah 43 in the SUSU2
Isaiah 43 in the SYNO
Isaiah 43 in the TBIAOTANT
Isaiah 43 in the TBT1E
Isaiah 43 in the TBT1E2
Isaiah 43 in the TFTIP
Isaiah 43 in the TFTU
Isaiah 43 in the TGNTATF3T
Isaiah 43 in the THAI
Isaiah 43 in the TNFD
Isaiah 43 in the TNT
Isaiah 43 in the TNTIK
Isaiah 43 in the TNTIL
Isaiah 43 in the TNTIN
Isaiah 43 in the TNTIP
Isaiah 43 in the TNTIZ
Isaiah 43 in the TOMA
Isaiah 43 in the TTENT
Isaiah 43 in the UBG
Isaiah 43 in the UGV
Isaiah 43 in the UGV2
Isaiah 43 in the UGV3
Isaiah 43 in the VBL
Isaiah 43 in the VDCC
Isaiah 43 in the YALU
Isaiah 43 in the YAPE
Isaiah 43 in the YBVTP
Isaiah 43 in the ZBP