Job 41 (BOSCB)
1 “Ungagona kukweva ngwena nechiredzo,kana kusunga rurimi rwayo netambo here? 2 Ungagona kupinza mukaro mumhino dzayo,kana kuboora rushaya rwayo nechiredzo here? 3 Ko, ingaramba ichikumbira kunzwirwa ngoni newe here?Ko, ingataura kwauri mashoko manyoro here? 4 Ko, ingaita chitenderano newe herekuti iwe uitore senhapwa kwoupenyu hwayo hwose? 5 Ungagona kuipfuwa seshiri herekana kuisunga kuti vanasikana vako vatambe nayo? 6 Ko, vatengesi vangaitsinhanisa here?Ko, vangaigoverana pakati pavashambadziri here? 7 Ungagona kuzadza dehwe rayo nemiseve ine nzeve here,kana kuzadza musoro wayo namapfumo okuredzesa hove? 8 Kana ukaisa ruoko rwako pairiuchazorangarira kurwisana kwako nayouye haungazozvipamhizve! 9 Tariro ipi zvayo yokuitonga ndeyenhema;kungoiona bedzi kunopedza simba. 10 Hakuna munhu anotyisa zvokuti angaidenha.Ndianiko zvino anogona kumisidzana neni? 11 Ndianiko wandakatorera chinhu wandinofanira kuripira?Zvinhu zvose zviri pasi pedenga ndezvangu. 12 “Handingakonewi kutaura zvemitezo yayo,simba rayo uye chimiro chayo chakanaka. 13 Ndianiko angabvisa dehwe rayo?Ndianiko angasvika kwairi namatomu? 14 Ndianiko anotsunga kuzarura mikova yomuromo wayo,iwo wakakomberedzwa nameno ayo anotyisa? 15 Musana wayo une mitsara yamakwandeyakanyatsonamirwa pamwe chete; 16 rimwe nerimwe riri pedyo pedyo nerimwe,zvokuti hakuna mhepo inopinda napakati. 17 Akanyatsobatanidzwa pane rimwe nerimwe;akanamatirana pamwe chete uye haagoni kuparadzaniswa. 18 Kuhotsira kwayo kunoita mamvari omoto;meso ayo akaita sehwerazuva hwamambakwedza. 19 Mazhenje omoto anoyerera achibva mumuromo mayo;zvimvari zvomoto zvinobarikira kunze. 20 Utsi hunobuda mumhino dzayosepahari inovira pamusoro pomoto wetsanga. 21 Kufema kwayo kunopfutidza mazimbe omoto,uye murazvo unobuda mumuromo mayo. 22 Simba rinogara pamutsipa wayo;kuvhundutsa kuri pamberi payo. 23 Nhindi dzenyama yayo dzakabatanidzwa zvakasimba;dzakasimba uye hadzizungunuswi. 24 Chipfuva chayo chakaoma sebwe,chakaoma sapasi peguyo. 25 Painosimuka, vane simba vanovhundutswa,vanodududzira shure isati yarova mvura. 26 Munondo unosvika kwairi hauna simba,uye pfumo kana museve kana pfumo guru hazvina simba. 27 Simbi inoita seshanga kwairi,uye ndarira sedanda rakaora. 28 Miseve haingaiti kuti itize;zvimviriri zvakaita sehundi kwairi. 29 Tsvimbo inoita kunge chidimbu cheshanga kwairi;inoseka panorira bakatwa. 30 Pasi payo pakaita sezvaenga zvehari,inosiya muhwezva mumatope sechirei chinokwevewa. 31 Inoita kuti mvura yakadzika ivire segate rinovhaira,uye inokurunga gungwa sehari yamafuta. 32 Shure kwayo inosiya muhwezva unopenya;mumwe munhu angafunga kuti mvura yakadzika yava nevhudzijena. 33 Hapana chakaenzana nayo munyika,chisikwa chisingatyi. 34 Inotarisira pasi zvose zvinozvikudza;ndiyo mambo pamusoro pezvose zvinozvikudza.”
In Other Versions
Job 41 in the ANGEFD
Job 41 in the ANTPNG2D
Job 41 in the AS21
Job 41 in the BAGH
Job 41 in the BBPNG
Job 41 in the BBT1E
Job 41 in the BDS
Job 41 in the BEV
Job 41 in the BHAD
Job 41 in the BIB
Job 41 in the BLPT
Job 41 in the BNT
Job 41 in the BNTABOOT
Job 41 in the BNTLV
Job 41 in the BOATCB
Job 41 in the BOATCB2
Job 41 in the BOBCV
Job 41 in the BOCNT
Job 41 in the BOECS
Job 41 in the BOGWICC
Job 41 in the BOHCB
Job 41 in the BOHCV
Job 41 in the BOHLNT
Job 41 in the BOHNTLTAL
Job 41 in the BOICB
Job 41 in the BOILNTAP
Job 41 in the BOITCV
Job 41 in the BOKCV
Job 41 in the BOKCV2
Job 41 in the BOKHWOG
Job 41 in the BOKSSV
Job 41 in the BOLCB
Job 41 in the BOLCB2
Job 41 in the BOMCV
Job 41 in the BONAV
Job 41 in the BONCB
Job 41 in the BONLT
Job 41 in the BONUT2
Job 41 in the BOPLNT
Job 41 in the BOSNC
Job 41 in the BOTLNT
Job 41 in the BOVCB
Job 41 in the BOYCB
Job 41 in the BPBB
Job 41 in the BPH
Job 41 in the BSB
Job 41 in the CCB
Job 41 in the CUV
Job 41 in the CUVS
Job 41 in the DBT
Job 41 in the DGDNT
Job 41 in the DHNT
Job 41 in the DNT
Job 41 in the ELBE
Job 41 in the EMTV
Job 41 in the ESV
Job 41 in the FBV
Job 41 in the FEB
Job 41 in the GGMNT
Job 41 in the GNT
Job 41 in the HARY
Job 41 in the HNT
Job 41 in the IRVA
Job 41 in the IRVB
Job 41 in the IRVG
Job 41 in the IRVH
Job 41 in the IRVK
Job 41 in the IRVM
Job 41 in the IRVM2
Job 41 in the IRVO
Job 41 in the IRVP
Job 41 in the IRVT
Job 41 in the IRVT2
Job 41 in the IRVU
Job 41 in the ISVN
Job 41 in the JSNT
Job 41 in the KAPI
Job 41 in the KBT1ETNIK
Job 41 in the KBV
Job 41 in the KJV
Job 41 in the KNFD
Job 41 in the LBA
Job 41 in the LBLA
Job 41 in the LNT
Job 41 in the LSV
Job 41 in the MAAL
Job 41 in the MBV
Job 41 in the MBV2
Job 41 in the MHNT
Job 41 in the MKNFD
Job 41 in the MNG
Job 41 in the MNT
Job 41 in the MNT2
Job 41 in the MRS1T
Job 41 in the NAA
Job 41 in the NASB
Job 41 in the NBLA
Job 41 in the NBS
Job 41 in the NBVTP
Job 41 in the NET2
Job 41 in the NIV11
Job 41 in the NNT
Job 41 in the NNT2
Job 41 in the NNT3
Job 41 in the PDDPT
Job 41 in the PFNT
Job 41 in the RMNT
Job 41 in the SBIAS
Job 41 in the SBIBS
Job 41 in the SBIBS2
Job 41 in the SBICS
Job 41 in the SBIDS
Job 41 in the SBIGS
Job 41 in the SBIHS
Job 41 in the SBIIS
Job 41 in the SBIIS2
Job 41 in the SBIIS3
Job 41 in the SBIKS
Job 41 in the SBIKS2
Job 41 in the SBIMS
Job 41 in the SBIOS
Job 41 in the SBIPS
Job 41 in the SBISS
Job 41 in the SBITS
Job 41 in the SBITS2
Job 41 in the SBITS3
Job 41 in the SBITS4
Job 41 in the SBIUS
Job 41 in the SBIVS
Job 41 in the SBT
Job 41 in the SBT1E
Job 41 in the SCHL
Job 41 in the SNT
Job 41 in the SUSU
Job 41 in the SUSU2
Job 41 in the SYNO
Job 41 in the TBIAOTANT
Job 41 in the TBT1E
Job 41 in the TBT1E2
Job 41 in the TFTIP
Job 41 in the TFTU
Job 41 in the TGNTATF3T
Job 41 in the THAI
Job 41 in the TNFD
Job 41 in the TNT
Job 41 in the TNTIK
Job 41 in the TNTIL
Job 41 in the TNTIN
Job 41 in the TNTIP
Job 41 in the TNTIZ
Job 41 in the TOMA
Job 41 in the TTENT
Job 41 in the UBG
Job 41 in the UGV
Job 41 in the UGV2
Job 41 in the UGV3
Job 41 in the VBL
Job 41 in the VDCC
Job 41 in the YALU
Job 41 in the YAPE
Job 41 in the YBVTP
Job 41 in the ZBP