Proverbs 10 (BOSCB)
1 Zvirevo zvaSoromoni:Mwanakomana akachenjera anofadza baba vake,asi mwanakomana benzi anosuwisa mai vake. 2 Pfuma yakawanikwa zvakaipa haibatsiri chinhu,asi kururama kunorwira parufu. 3 Jehovha haatenderi akarurama kuti anzwe nzara,asi kupanga kwowakaipa anokusundira kure. 4 Maoko ane usimbe anoita kuti munhu ave murombo,asi maoko anoshingaira anopfumisa. 5 Anounganidza zvirimwa muzhizha, mwanakomana akachenjera,asi anorara munguva yokukohwa, mwanakomana anonyadzisa. 6 Maropafadzo ndiwo korona yomusoro woakarurama,asi kuita nechisimba kuzere mumuromo womunhu akaipa. 7 Kuyeukwa kwowakarurama kuchava chikomborero,asi zita rowakaipa richaora. 8 Akachenjera pamwoyo anogamuchira mirayiro,asi benzi rinotaura zvisina maturo richaparara. 9 Munhu akarurama anofamba akachengetedzeka,asi uyo anofamba nenzira dzakaminama achabatwa. 10 Uyo anochonya neziso roruvengo anouyisa kusuwa,asi benzi rinotaura zvisina maturo richaparara. 11 Muromo womunhu akarurama chitubu choupenyu,asi kuita nechisimba kuzere mumuromo womunhu akaipa. 12 Ruvengo runomutsa kupesana,asi rudo runofukidzira zvakaipa zvose. 13 Uchenjeri hunowanikwa pamiromo yavane njere,asi shamhu yakafanira musana wouyo asina njere. 14 Vanhu vakachenjera vanochengeta zivo,asi muromo webenzi unotsvaka kuparara. 15 Upfumi hwavakapfuma ndiro guta ravo rina masvingo,asi urombo ndiko kuparadzwa kwavarombo. 16 Mubayiro wavakarurama ndihwo upenyu,asi zvinowanikwa nowakaipa ndiko kurangwa. 17 Uyo anoteerera kurayira anoratidza nzira youpenyu,asi ani naani anozvidza kudzorwa anotsausa vamwe. 18 Uyo anovanza ruvengo rwake ane miromo inoreva nhema,uye ani naani anoparadzira guhwa ibenzi. 19 Kana mashoko ari mazhinji, chivi hachingashayikwi,asi uyo anodzora rurimi rwake akachenjera. 20 Rurimi rwakarurama isirivha yakaisvonaka,asi mwoyo wowakaipa haubatsiri chinhu. 21 Miromo yemunhu akarurama inosimbisa vazhinji,asi mapenzi anofa nokuda kwokushayiwa zivo. 22 Kuropafadza kwaJehovha kunowanisa upfumi,uye haawedzeri matambudziko kwahuri. 23 Benzi rinofadzwa nokuita zvakaipa,asi munhu anonzwisisa anofarira uchenjeri. 24 Zvinotyiwa nowakaipa ndizvo zvichaitika kwaari;zvinoshuviwa nowakarurama zvichapiwa kwaari. 25 Kana dutu rapfuura napo, vakaipa havazowanikwi,asi vakarurama vachamira vakasimba nokusingaperi. 26 Sevhiniga kumazino noutsi kumaziso,ndizvo zvakaita simbe kuna avo vachamutuma. 27 Kutya Jehovha kunowedzera mazuva kuupenyu,asi makore owakaipa achatapudzwa. 28 Tarisiro yowakarurama mufaro,asi tariro dzowakaipa dzichaparadzwa. 29 Nzira yaJehovha ndiyo utiziro hwavakarurama,asi ndiko kuparadzwa kwaavo vanoita zvakaipa. 30 Akarurama haangatongodzurwi,asi vakaipa havangarambi vari munyika. 31 Muromo womunhu akarurama unobudisa uchenjeri,asi rurimi rwakaipa ruchabviswa. 32 Miromo yomunhu akarurama inoziva zvakafanira,asi muromo womunhu akaipa, zvakaipa chete.
In Other Versions
Proverbs 10 in the ANGEFD
Proverbs 10 in the ANTPNG2D
Proverbs 10 in the AS21
Proverbs 10 in the BAGH
Proverbs 10 in the BBPNG
Proverbs 10 in the BBT1E
Proverbs 10 in the BDS
Proverbs 10 in the BEV
Proverbs 10 in the BHAD
Proverbs 10 in the BIB
Proverbs 10 in the BLPT
Proverbs 10 in the BNT
Proverbs 10 in the BNTABOOT
Proverbs 10 in the BNTLV
Proverbs 10 in the BOATCB
Proverbs 10 in the BOATCB2
Proverbs 10 in the BOBCV
Proverbs 10 in the BOCNT
Proverbs 10 in the BOECS
Proverbs 10 in the BOGWICC
Proverbs 10 in the BOHCB
Proverbs 10 in the BOHCV
Proverbs 10 in the BOHLNT
Proverbs 10 in the BOHNTLTAL
Proverbs 10 in the BOICB
Proverbs 10 in the BOILNTAP
Proverbs 10 in the BOITCV
Proverbs 10 in the BOKCV
Proverbs 10 in the BOKCV2
Proverbs 10 in the BOKHWOG
Proverbs 10 in the BOKSSV
Proverbs 10 in the BOLCB
Proverbs 10 in the BOLCB2
Proverbs 10 in the BOMCV
Proverbs 10 in the BONAV
Proverbs 10 in the BONCB
Proverbs 10 in the BONLT
Proverbs 10 in the BONUT2
Proverbs 10 in the BOPLNT
Proverbs 10 in the BOSNC
Proverbs 10 in the BOTLNT
Proverbs 10 in the BOVCB
Proverbs 10 in the BOYCB
Proverbs 10 in the BPBB
Proverbs 10 in the BPH
Proverbs 10 in the BSB
Proverbs 10 in the CCB
Proverbs 10 in the CUV
Proverbs 10 in the CUVS
Proverbs 10 in the DBT
Proverbs 10 in the DGDNT
Proverbs 10 in the DHNT
Proverbs 10 in the DNT
Proverbs 10 in the ELBE
Proverbs 10 in the EMTV
Proverbs 10 in the ESV
Proverbs 10 in the FBV
Proverbs 10 in the FEB
Proverbs 10 in the GGMNT
Proverbs 10 in the GNT
Proverbs 10 in the HARY
Proverbs 10 in the HNT
Proverbs 10 in the IRVA
Proverbs 10 in the IRVB
Proverbs 10 in the IRVG
Proverbs 10 in the IRVH
Proverbs 10 in the IRVK
Proverbs 10 in the IRVM
Proverbs 10 in the IRVM2
Proverbs 10 in the IRVO
Proverbs 10 in the IRVP
Proverbs 10 in the IRVT
Proverbs 10 in the IRVT2
Proverbs 10 in the IRVU
Proverbs 10 in the ISVN
Proverbs 10 in the JSNT
Proverbs 10 in the KAPI
Proverbs 10 in the KBT1ETNIK
Proverbs 10 in the KBV
Proverbs 10 in the KJV
Proverbs 10 in the KNFD
Proverbs 10 in the LBA
Proverbs 10 in the LBLA
Proverbs 10 in the LNT
Proverbs 10 in the LSV
Proverbs 10 in the MAAL
Proverbs 10 in the MBV
Proverbs 10 in the MBV2
Proverbs 10 in the MHNT
Proverbs 10 in the MKNFD
Proverbs 10 in the MNG
Proverbs 10 in the MNT
Proverbs 10 in the MNT2
Proverbs 10 in the MRS1T
Proverbs 10 in the NAA
Proverbs 10 in the NASB
Proverbs 10 in the NBLA
Proverbs 10 in the NBS
Proverbs 10 in the NBVTP
Proverbs 10 in the NET2
Proverbs 10 in the NIV11
Proverbs 10 in the NNT
Proverbs 10 in the NNT2
Proverbs 10 in the NNT3
Proverbs 10 in the PDDPT
Proverbs 10 in the PFNT
Proverbs 10 in the RMNT
Proverbs 10 in the SBIAS
Proverbs 10 in the SBIBS
Proverbs 10 in the SBIBS2
Proverbs 10 in the SBICS
Proverbs 10 in the SBIDS
Proverbs 10 in the SBIGS
Proverbs 10 in the SBIHS
Proverbs 10 in the SBIIS
Proverbs 10 in the SBIIS2
Proverbs 10 in the SBIIS3
Proverbs 10 in the SBIKS
Proverbs 10 in the SBIKS2
Proverbs 10 in the SBIMS
Proverbs 10 in the SBIOS
Proverbs 10 in the SBIPS
Proverbs 10 in the SBISS
Proverbs 10 in the SBITS
Proverbs 10 in the SBITS2
Proverbs 10 in the SBITS3
Proverbs 10 in the SBITS4
Proverbs 10 in the SBIUS
Proverbs 10 in the SBIVS
Proverbs 10 in the SBT
Proverbs 10 in the SBT1E
Proverbs 10 in the SCHL
Proverbs 10 in the SNT
Proverbs 10 in the SUSU
Proverbs 10 in the SUSU2
Proverbs 10 in the SYNO
Proverbs 10 in the TBIAOTANT
Proverbs 10 in the TBT1E
Proverbs 10 in the TBT1E2
Proverbs 10 in the TFTIP
Proverbs 10 in the TFTU
Proverbs 10 in the TGNTATF3T
Proverbs 10 in the THAI
Proverbs 10 in the TNFD
Proverbs 10 in the TNT
Proverbs 10 in the TNTIK
Proverbs 10 in the TNTIL
Proverbs 10 in the TNTIN
Proverbs 10 in the TNTIP
Proverbs 10 in the TNTIZ
Proverbs 10 in the TOMA
Proverbs 10 in the TTENT
Proverbs 10 in the UBG
Proverbs 10 in the UGV
Proverbs 10 in the UGV2
Proverbs 10 in the UGV3
Proverbs 10 in the VBL
Proverbs 10 in the VDCC
Proverbs 10 in the YALU
Proverbs 10 in the YAPE
Proverbs 10 in the YBVTP
Proverbs 10 in the ZBP