Proverbs 3 (BOSCB)

1 Mwanakomana wangu, usakanganwa kudzidzisa kwangu,asi uchengete mirayiro yangu mumwoyo mako, 2 nokuti zvichawedzera makore mazhinji kuupenyu hwako,uye nokubudirira. 3 Rudo nokutendeka ngazvirege kukusiya;uzvisungirire pamutsipa wako,zvinyore pahwendefa romwoyo wako. 4 Ipapo uchawana nyasha nezita rakanakapamberi paMwari navanhu. 5 Vimba naJehovha nomwoyo wako woseurege kuzendamira panjere dzako; 6 munzira dzako dzose umutungamidze,uye acharuramisa nzira dzako. 7 Usazviita munhu akachenjera pamaonero ako;itya Jehovha uvenge zvakaipa. 8 Izvi zvichava utano pamuviri wakouye nokusimbiswa kwamapfupa ako. 9 Kudza Jehovha nepfuma yako,zvokutanga zvezvirimwa zvako; 10 ipapo matura ako achazadzwa kusvikira pakufashukira,uye makate ako achazara kusvika pamusoro newaini itsva. 11 Mwanakomana wangu, usazvidza kuranga kwaJehovha,uye usatsamwira kutsiura kwake, 12 nokuti Jehovha anoranga avo vaanoda,sababa nomwanakomana wavanofarira. 13 Akaropafadzwa munhu anowana uchenjeri,munhu anowana kunzwisisa, 14 nokuti hwakanyanya kunaka kupfuura sirivha,uye hunopfumisa kupfuura goridhe. 15 Hunokosha kupfuura marubhi;zvose zvaunoshuva hazvingafananidzwi nahwo. 16 Mazuva mazhinji oupenyu ari muruoko rwahwo rworudyi;muruboshwe rwahwo mune upfumi nokukudzwa. 17 Nzira dzahwo dzinofadza,uye makwara ahwo ose rugare. 18 Ndihwo muti woupenyu kuna vose vanohumbundikira;vose vanohubata vacharopafadzwa. 19 Nouchenjeri Jehovha akateya nheyo dzenyika,nokunzwisisa akaisa matenga munzvimbo dzawo; 20 noruzivo rwake mvura dzakadzika dzakapatsanurwa,uye makore akadonhedza dova. 21 Mwanakomana wangu, chengetedza kutonga kwakanaka nokungwara,usazvirega zvichibva pameso ako; 22 zvichava upenyu kwauri,chishongo chakanaka pamutsipa wako. 23 Ipapo uchafamba panzira yako murugare,uye rutsoka rwako harungagumburwi; 24 paunovata pasi, haungatyi; paunovata pasi,hope dzako dzichava dzakanaka. 25 Usatya zvako dambudziko rinovhundutsakana kuparadza kunokunda vakaipa, 26 nokuti Jehovha achava chivimbo chakouye achachengeta rutsoka rwako kuti rurege kubatwa. 27 Usarega kuitira zvakanaka kuno uyo akafanirwa nazvo,kana zviri musimba rako kuzviita. 28 Usati kumuvakidzani wako,“Ugodzoka imwe nguva; ndichazokupa mangwana,”iwe uchitova nazvo pauri. 29 Usaronga kuitira muvakidzani wako zvakaipa,anogara nechivimbo pedyo newe. 30 Usapomera munhu mhosva pasina chikonzero,iye asina zvaakutadzira. 31 Usachiva munhu anoita zvinhu nechisimba,kana kusarudza ipi zvayo yenzira dzake, 32 nokuti Jehovha anovenga munhu akatsauka,asi anoudza akarurama zvaanoda kuita. 33 Kutuka kwaJehovha kuri paimba yeakaipa,asi anoropafadza musha womunhu akarurama. 34 Anoseka vaseki vanozvikudza,asi anoitira nyasha vanozvininipisa. 35 Vakachenjera vanowana kukudzwa,asi mapenzi anozviwanira kunyadziswa.

In Other Versions

Proverbs 3 in the ANGEFD

Proverbs 3 in the ANTPNG2D

Proverbs 3 in the AS21

Proverbs 3 in the BAGH

Proverbs 3 in the BBPNG

Proverbs 3 in the BBT1E

Proverbs 3 in the BDS

Proverbs 3 in the BEV

Proverbs 3 in the BHAD

Proverbs 3 in the BIB

Proverbs 3 in the BLPT

Proverbs 3 in the BNT

Proverbs 3 in the BNTABOOT

Proverbs 3 in the BNTLV

Proverbs 3 in the BOATCB

Proverbs 3 in the BOATCB2

Proverbs 3 in the BOBCV

Proverbs 3 in the BOCNT

Proverbs 3 in the BOECS

Proverbs 3 in the BOGWICC

Proverbs 3 in the BOHCB

Proverbs 3 in the BOHCV

Proverbs 3 in the BOHLNT

Proverbs 3 in the BOHNTLTAL

Proverbs 3 in the BOICB

Proverbs 3 in the BOILNTAP

Proverbs 3 in the BOITCV

Proverbs 3 in the BOKCV

Proverbs 3 in the BOKCV2

Proverbs 3 in the BOKHWOG

Proverbs 3 in the BOKSSV

Proverbs 3 in the BOLCB

Proverbs 3 in the BOLCB2

Proverbs 3 in the BOMCV

Proverbs 3 in the BONAV

Proverbs 3 in the BONCB

Proverbs 3 in the BONLT

Proverbs 3 in the BONUT2

Proverbs 3 in the BOPLNT

Proverbs 3 in the BOSNC

Proverbs 3 in the BOTLNT

Proverbs 3 in the BOVCB

Proverbs 3 in the BOYCB

Proverbs 3 in the BPBB

Proverbs 3 in the BPH

Proverbs 3 in the BSB

Proverbs 3 in the CCB

Proverbs 3 in the CUV

Proverbs 3 in the CUVS

Proverbs 3 in the DBT

Proverbs 3 in the DGDNT

Proverbs 3 in the DHNT

Proverbs 3 in the DNT

Proverbs 3 in the ELBE

Proverbs 3 in the EMTV

Proverbs 3 in the ESV

Proverbs 3 in the FBV

Proverbs 3 in the FEB

Proverbs 3 in the GGMNT

Proverbs 3 in the GNT

Proverbs 3 in the HARY

Proverbs 3 in the HNT

Proverbs 3 in the IRVA

Proverbs 3 in the IRVB

Proverbs 3 in the IRVG

Proverbs 3 in the IRVH

Proverbs 3 in the IRVK

Proverbs 3 in the IRVM

Proverbs 3 in the IRVM2

Proverbs 3 in the IRVO

Proverbs 3 in the IRVP

Proverbs 3 in the IRVT

Proverbs 3 in the IRVT2

Proverbs 3 in the IRVU

Proverbs 3 in the ISVN

Proverbs 3 in the JSNT

Proverbs 3 in the KAPI

Proverbs 3 in the KBT1ETNIK

Proverbs 3 in the KBV

Proverbs 3 in the KJV

Proverbs 3 in the KNFD

Proverbs 3 in the LBA

Proverbs 3 in the LBLA

Proverbs 3 in the LNT

Proverbs 3 in the LSV

Proverbs 3 in the MAAL

Proverbs 3 in the MBV

Proverbs 3 in the MBV2

Proverbs 3 in the MHNT

Proverbs 3 in the MKNFD

Proverbs 3 in the MNG

Proverbs 3 in the MNT

Proverbs 3 in the MNT2

Proverbs 3 in the MRS1T

Proverbs 3 in the NAA

Proverbs 3 in the NASB

Proverbs 3 in the NBLA

Proverbs 3 in the NBS

Proverbs 3 in the NBVTP

Proverbs 3 in the NET2

Proverbs 3 in the NIV11

Proverbs 3 in the NNT

Proverbs 3 in the NNT2

Proverbs 3 in the NNT3

Proverbs 3 in the PDDPT

Proverbs 3 in the PFNT

Proverbs 3 in the RMNT

Proverbs 3 in the SBIAS

Proverbs 3 in the SBIBS

Proverbs 3 in the SBIBS2

Proverbs 3 in the SBICS

Proverbs 3 in the SBIDS

Proverbs 3 in the SBIGS

Proverbs 3 in the SBIHS

Proverbs 3 in the SBIIS

Proverbs 3 in the SBIIS2

Proverbs 3 in the SBIIS3

Proverbs 3 in the SBIKS

Proverbs 3 in the SBIKS2

Proverbs 3 in the SBIMS

Proverbs 3 in the SBIOS

Proverbs 3 in the SBIPS

Proverbs 3 in the SBISS

Proverbs 3 in the SBITS

Proverbs 3 in the SBITS2

Proverbs 3 in the SBITS3

Proverbs 3 in the SBITS4

Proverbs 3 in the SBIUS

Proverbs 3 in the SBIVS

Proverbs 3 in the SBT

Proverbs 3 in the SBT1E

Proverbs 3 in the SCHL

Proverbs 3 in the SNT

Proverbs 3 in the SUSU

Proverbs 3 in the SUSU2

Proverbs 3 in the SYNO

Proverbs 3 in the TBIAOTANT

Proverbs 3 in the TBT1E

Proverbs 3 in the TBT1E2

Proverbs 3 in the TFTIP

Proverbs 3 in the TFTU

Proverbs 3 in the TGNTATF3T

Proverbs 3 in the THAI

Proverbs 3 in the TNFD

Proverbs 3 in the TNT

Proverbs 3 in the TNTIK

Proverbs 3 in the TNTIL

Proverbs 3 in the TNTIN

Proverbs 3 in the TNTIP

Proverbs 3 in the TNTIZ

Proverbs 3 in the TOMA

Proverbs 3 in the TTENT

Proverbs 3 in the UBG

Proverbs 3 in the UGV

Proverbs 3 in the UGV2

Proverbs 3 in the UGV3

Proverbs 3 in the VBL

Proverbs 3 in the VDCC

Proverbs 3 in the YALU

Proverbs 3 in the YAPE

Proverbs 3 in the YBVTP

Proverbs 3 in the ZBP