Revelation 5 (BOSCB)
1 Ipapo ndakaona muruoko rworudyi rwaiye akanga agere pachigaro choushe bhuku rakanga rakapetwa, rakanga rakanyorwa kumativi ose uye rakanamwa nezvisimbiso zvinomwe. 2 Uye ndakaona mutumwa ane simba achidanidzira nenzwi guru achiti, “Ndiani akafanira kusunungura chisimbiso nokuzarura bhuku rakapetwa?” 3 Asi hakuna munhu kudenga kana panyika kana pasi penyika aigona kuzarura bhuku rakapetwa kana kunyange kutarira mukati maro. 4 Ndakachema nokuchema kukuru nokuti hakuna munhu akawanikwa akanga akafanira kuzarura bhuku rakapetwa kana kutarira mukati maro. 5 Ipapo mumwe wavakuru akati kwandiri, “Usachema! Tarira, Shumba yorudzi rwaJudha, Mudzi waDhavhidhi, akakunda. Iye anogona kuzarura bhuku rakapetwa nezvisimbiso zvaro zvinomwe.” 6 Ipapo ndakaona pakati pechigaro choushe nezvisikwa zvipenyu zvina napakati pavakuru, Gwayana rakanga rimire uye rakaita serabayiwa, rine nyanga nomwe nameso manomwe, inova ndiyo mweya minomwe yaMwari yakatumwa munyika yose. 7 Rakauya rikatora bhuku rakapetwa muruoko rworudyi rwaiye akanga agere pachigaro choushe. 8 Uye rakati raritora, zvisikwa zvipenyu zvina navakuru makumi mana navana vakawira pasi pamberi peGwayana. Mumwe nomumwe akanga ano rudimbwa uye vakanga vakabata ndiro dzegoridhe dzakanga dzizere nezvinonhuhwira, inova ndiyo minyengetero yavatsvene. 9 Uye vakaimba rwiyo rutsva runoti:“Ndimi makafanira kutora bhuku rakapetwakuti muzarure zvisimbiso zvaro,nokuti ndimi makaurayiwa,uye neropa renyu makatengera Mwari vanhukubva kumarudzi ose uye nendimi dzose, navanhu nendudzi. 10 Makavaita ushe navaprista kuti vashumire Mwari wedu,uye vachatonga panyika.” 11 Ipapo ndakatarira uye ndikanzwa inzwi ravatumwa vazhinji, zviuru nezviuru negumi rezviuru zvamazana. Vakakomberedza chigaro choushe nezvisikwa zvipenyu uye navakuru. 12 Vakaimba nenzwi guru vachiti:“Gwayana ndiro rakafanira, iro rakanga raurayiwa,kuti rigamuchire simba nepfuma nouchenjeri nesimbanokukudzwa nokubwinya uye nokurumbidzwa!” 13 Ipapo ndakanzwa zvisikwa zvose kudenga napanyika napasi penyika uye napamusoro pegungwa, nezvose zviri mazviri, zvichiimba zvichiti:“Kuna iye anogara pachigaro choushe uye nokuGwayanangakuve nokurumbidzwa nokukudzwa nokubwinya uye nesimba,nokusingaperi-peri!” 14 Zvisikwa zvipenyu zvina zvakati, “Ameni,” uye vakuru vakawira pasi vakanamata.
In Other Versions
Revelation 5 in the ANGEFD
Revelation 5 in the ANTPNG2D
Revelation 5 in the AS21
Revelation 5 in the BAGH
Revelation 5 in the BBPNG
Revelation 5 in the BBT1E
Revelation 5 in the BDS
Revelation 5 in the BEV
Revelation 5 in the BHAD
Revelation 5 in the BIB
Revelation 5 in the BLPT
Revelation 5 in the BNT
Revelation 5 in the BNTABOOT
Revelation 5 in the BNTLV
Revelation 5 in the BOATCB
Revelation 5 in the BOATCB2
Revelation 5 in the BOBCV
Revelation 5 in the BOCNT
Revelation 5 in the BOECS
Revelation 5 in the BOGWICC
Revelation 5 in the BOHCB
Revelation 5 in the BOHCV
Revelation 5 in the BOHLNT
Revelation 5 in the BOHNTLTAL
Revelation 5 in the BOICB
Revelation 5 in the BOILNTAP
Revelation 5 in the BOITCV
Revelation 5 in the BOKCV
Revelation 5 in the BOKCV2
Revelation 5 in the BOKHWOG
Revelation 5 in the BOKSSV
Revelation 5 in the BOLCB
Revelation 5 in the BOLCB2
Revelation 5 in the BOMCV
Revelation 5 in the BONAV
Revelation 5 in the BONCB
Revelation 5 in the BONLT
Revelation 5 in the BONUT2
Revelation 5 in the BOPLNT
Revelation 5 in the BOSNC
Revelation 5 in the BOTLNT
Revelation 5 in the BOVCB
Revelation 5 in the BOYCB
Revelation 5 in the BPBB
Revelation 5 in the BPH
Revelation 5 in the BSB
Revelation 5 in the CCB
Revelation 5 in the CUV
Revelation 5 in the CUVS
Revelation 5 in the DBT
Revelation 5 in the DGDNT
Revelation 5 in the DHNT
Revelation 5 in the DNT
Revelation 5 in the ELBE
Revelation 5 in the EMTV
Revelation 5 in the ESV
Revelation 5 in the FBV
Revelation 5 in the FEB
Revelation 5 in the GGMNT
Revelation 5 in the GNT
Revelation 5 in the HARY
Revelation 5 in the HNT
Revelation 5 in the IRVA
Revelation 5 in the IRVB
Revelation 5 in the IRVG
Revelation 5 in the IRVH
Revelation 5 in the IRVK
Revelation 5 in the IRVM
Revelation 5 in the IRVM2
Revelation 5 in the IRVO
Revelation 5 in the IRVP
Revelation 5 in the IRVT
Revelation 5 in the IRVT2
Revelation 5 in the IRVU
Revelation 5 in the ISVN
Revelation 5 in the JSNT
Revelation 5 in the KAPI
Revelation 5 in the KBT1ETNIK
Revelation 5 in the KBV
Revelation 5 in the KJV
Revelation 5 in the KNFD
Revelation 5 in the LBA
Revelation 5 in the LBLA
Revelation 5 in the LNT
Revelation 5 in the LSV
Revelation 5 in the MAAL
Revelation 5 in the MBV
Revelation 5 in the MBV2
Revelation 5 in the MHNT
Revelation 5 in the MKNFD
Revelation 5 in the MNG
Revelation 5 in the MNT
Revelation 5 in the MNT2
Revelation 5 in the MRS1T
Revelation 5 in the NAA
Revelation 5 in the NASB
Revelation 5 in the NBLA
Revelation 5 in the NBS
Revelation 5 in the NBVTP
Revelation 5 in the NET2
Revelation 5 in the NIV11
Revelation 5 in the NNT
Revelation 5 in the NNT2
Revelation 5 in the NNT3
Revelation 5 in the PDDPT
Revelation 5 in the PFNT
Revelation 5 in the RMNT
Revelation 5 in the SBIAS
Revelation 5 in the SBIBS
Revelation 5 in the SBIBS2
Revelation 5 in the SBICS
Revelation 5 in the SBIDS
Revelation 5 in the SBIGS
Revelation 5 in the SBIHS
Revelation 5 in the SBIIS
Revelation 5 in the SBIIS2
Revelation 5 in the SBIIS3
Revelation 5 in the SBIKS
Revelation 5 in the SBIKS2
Revelation 5 in the SBIMS
Revelation 5 in the SBIOS
Revelation 5 in the SBIPS
Revelation 5 in the SBISS
Revelation 5 in the SBITS
Revelation 5 in the SBITS2
Revelation 5 in the SBITS3
Revelation 5 in the SBITS4
Revelation 5 in the SBIUS
Revelation 5 in the SBIVS
Revelation 5 in the SBT
Revelation 5 in the SBT1E
Revelation 5 in the SCHL
Revelation 5 in the SNT
Revelation 5 in the SUSU
Revelation 5 in the SUSU2
Revelation 5 in the SYNO
Revelation 5 in the TBIAOTANT
Revelation 5 in the TBT1E
Revelation 5 in the TBT1E2
Revelation 5 in the TFTIP
Revelation 5 in the TFTU
Revelation 5 in the TGNTATF3T
Revelation 5 in the THAI
Revelation 5 in the TNFD
Revelation 5 in the TNT
Revelation 5 in the TNTIK
Revelation 5 in the TNTIL
Revelation 5 in the TNTIN
Revelation 5 in the TNTIP
Revelation 5 in the TNTIZ
Revelation 5 in the TOMA
Revelation 5 in the TTENT
Revelation 5 in the UBG
Revelation 5 in the UGV
Revelation 5 in the UGV2
Revelation 5 in the UGV3
Revelation 5 in the VBL
Revelation 5 in the VDCC
Revelation 5 in the YALU
Revelation 5 in the YAPE
Revelation 5 in the YBVTP
Revelation 5 in the ZBP