Acts 6 (BOSCB)

1 Mumazuva iwayo vadzidzi zvavakanga vachiwedzerwa pauwandu, vaJudha vaitaura chiGiriki vaiva pakati pavo vakagununʼuna pamusoro pavaJudha vaitaura chiHebheru nokuti chirikadzi dzavo dzaidarikwa pakugoverwa kwezvokudya zvemisi yose. 2 Saka vane gumi navaviri vakaunganidza vadzidzi vose pamwe chete vakati, “Hazvingavi zvakanaka kwatiri kuti tirege ushumiri hweshoko raMwari kuti tishande pamatafura. 3 Hama, sarudzai varume vanomwe pakati penyu vanozivikanwa kuti vakazadzwa noMweya nouchenjeri. Isu tichaisa basa iri kwavari, 4 uye ticharamba tiri pakunyengetera napaushumiri hweshoko.” 5 Shoko iri rakafadza boka rose. Vakasarudza Sitefani, murume akanga azere nokutenda uye noMweya Mutsvene; uyezve Firipi, Pirokorasi, Nikano, Timoni, Pamenasi, naNikorasi aibva kuAndioki, akanga akatendeukira kuchitendero chechiJudha. 6 Vakaisa varume ava kuvapostori, ivo vakavanyengeterera vakaisa maoko pamusoro pavo. 7 Saka shoko raMwari rakapararira. Vadzidzi vakawanda kwazvo paJerusarema, uye boka guru ravaprista rakagamuchira kutenda. 8 Zvino Sitefani, murume akanga azere nenyasha dzaMwari nesimba, akaita zvishamiso zvikuru nezviratidzo pakati pavanhu. 9 Kusapindirana kwakamuka, kuchibva kunhengo dzeSinagoge reVokusununguka (ndiro raiva zita ravo), vaJudha vokuSairini nevokuArekizandiria pamwe chete namatunhu eKirikia neEzhia. Varume ava vakatanga kukakavadzana naSitefani, 10 asi havana kugona kukunda uchenjeri hwake kana Mweya waaitaura nawo. 11 Ipapo vakakurudzira vamwe varume muchivande kuti vati, “Tanzwa Sitefani achitaura mashoko okumhura Mozisi naMwari.” 12 Nokudaro vakamutsa mwoyo yavanhu navakuru uye navadzidzisi vomurayiro. Vakabata Sitefani vakamuuyisa pamberi peDare Guru. 13 Vakabudisa zvapupu zvenhema, zvikati, “Munhu uyu haamboregi kutaura zvakaipa pamusoro penzvimbo tsvene ino uye napamusoro pomurayiro. 14 Nokuti takamunzwa achiti Jesu uyu weNazareta achaparadza nzvimbo ino uye agoshandura tsika dzatakapiwa naMozisi.” 15 Vose vakanga vagere muDare Guru vakatarisisa Sitefani vakaona kuti chiso chake chakanga chaita sechiso chomutumwa.

In Other Versions

Acts 6 in the ANGEFD

Acts 6 in the ANTPNG2D

Acts 6 in the AS21

Acts 6 in the BAGH

Acts 6 in the BBPNG

Acts 6 in the BBT1E

Acts 6 in the BDS

Acts 6 in the BEV

Acts 6 in the BHAD

Acts 6 in the BIB

Acts 6 in the BLPT

Acts 6 in the BNT

Acts 6 in the BNTABOOT

Acts 6 in the BNTLV

Acts 6 in the BOATCB

Acts 6 in the BOATCB2

Acts 6 in the BOBCV

Acts 6 in the BOCNT

Acts 6 in the BOECS

Acts 6 in the BOGWICC

Acts 6 in the BOHCB

Acts 6 in the BOHCV

Acts 6 in the BOHLNT

Acts 6 in the BOHNTLTAL

Acts 6 in the BOICB

Acts 6 in the BOILNTAP

Acts 6 in the BOITCV

Acts 6 in the BOKCV

Acts 6 in the BOKCV2

Acts 6 in the BOKHWOG

Acts 6 in the BOKSSV

Acts 6 in the BOLCB

Acts 6 in the BOLCB2

Acts 6 in the BOMCV

Acts 6 in the BONAV

Acts 6 in the BONCB

Acts 6 in the BONLT

Acts 6 in the BONUT2

Acts 6 in the BOPLNT

Acts 6 in the BOSNC

Acts 6 in the BOTLNT

Acts 6 in the BOVCB

Acts 6 in the BOYCB

Acts 6 in the BPBB

Acts 6 in the BPH

Acts 6 in the BSB

Acts 6 in the CCB

Acts 6 in the CUV

Acts 6 in the CUVS

Acts 6 in the DBT

Acts 6 in the DGDNT

Acts 6 in the DHNT

Acts 6 in the DNT

Acts 6 in the ELBE

Acts 6 in the EMTV

Acts 6 in the ESV

Acts 6 in the FBV

Acts 6 in the FEB

Acts 6 in the GGMNT

Acts 6 in the GNT

Acts 6 in the HARY

Acts 6 in the HNT

Acts 6 in the IRVA

Acts 6 in the IRVB

Acts 6 in the IRVG

Acts 6 in the IRVH

Acts 6 in the IRVK

Acts 6 in the IRVM

Acts 6 in the IRVM2

Acts 6 in the IRVO

Acts 6 in the IRVP

Acts 6 in the IRVT

Acts 6 in the IRVT2

Acts 6 in the IRVU

Acts 6 in the ISVN

Acts 6 in the JSNT

Acts 6 in the KAPI

Acts 6 in the KBT1ETNIK

Acts 6 in the KBV

Acts 6 in the KJV

Acts 6 in the KNFD

Acts 6 in the LBA

Acts 6 in the LBLA

Acts 6 in the LNT

Acts 6 in the LSV

Acts 6 in the MAAL

Acts 6 in the MBV

Acts 6 in the MBV2

Acts 6 in the MHNT

Acts 6 in the MKNFD

Acts 6 in the MNG

Acts 6 in the MNT

Acts 6 in the MNT2

Acts 6 in the MRS1T

Acts 6 in the NAA

Acts 6 in the NASB

Acts 6 in the NBLA

Acts 6 in the NBS

Acts 6 in the NBVTP

Acts 6 in the NET2

Acts 6 in the NIV11

Acts 6 in the NNT

Acts 6 in the NNT2

Acts 6 in the NNT3

Acts 6 in the PDDPT

Acts 6 in the PFNT

Acts 6 in the RMNT

Acts 6 in the SBIAS

Acts 6 in the SBIBS

Acts 6 in the SBIBS2

Acts 6 in the SBICS

Acts 6 in the SBIDS

Acts 6 in the SBIGS

Acts 6 in the SBIHS

Acts 6 in the SBIIS

Acts 6 in the SBIIS2

Acts 6 in the SBIIS3

Acts 6 in the SBIKS

Acts 6 in the SBIKS2

Acts 6 in the SBIMS

Acts 6 in the SBIOS

Acts 6 in the SBIPS

Acts 6 in the SBISS

Acts 6 in the SBITS

Acts 6 in the SBITS2

Acts 6 in the SBITS3

Acts 6 in the SBITS4

Acts 6 in the SBIUS

Acts 6 in the SBIVS

Acts 6 in the SBT

Acts 6 in the SBT1E

Acts 6 in the SCHL

Acts 6 in the SNT

Acts 6 in the SUSU

Acts 6 in the SUSU2

Acts 6 in the SYNO

Acts 6 in the TBIAOTANT

Acts 6 in the TBT1E

Acts 6 in the TBT1E2

Acts 6 in the TFTIP

Acts 6 in the TFTU

Acts 6 in the TGNTATF3T

Acts 6 in the THAI

Acts 6 in the TNFD

Acts 6 in the TNT

Acts 6 in the TNTIK

Acts 6 in the TNTIL

Acts 6 in the TNTIN

Acts 6 in the TNTIP

Acts 6 in the TNTIZ

Acts 6 in the TOMA

Acts 6 in the TTENT

Acts 6 in the UBG

Acts 6 in the UGV

Acts 6 in the UGV2

Acts 6 in the UGV3

Acts 6 in the VBL

Acts 6 in the VDCC

Acts 6 in the YALU

Acts 6 in the YAPE

Acts 6 in the YBVTP

Acts 6 in the ZBP