Isaiah 2 (BOSCB)

1 Izvi ndizvo zvakaonekwa naIsaya mwanakomana waAmozi, pamusoro peJudha neJerusarema: 2 Mumazuva okupedzisira,gomo retemberi yaJehovha richasimbiswa,richava guru pakati pamakomo;richakwiridzirwa pamusoro pezvikomo,uye ndudzi dzose dzichamhanyira kwariri. 3 Ndudzi zhinji dzichauya dzichiti,“Uyai ngatiendei kugomo raJehovha,kuimba yaMwari waJakobhoIye achatidzidzisa nzira dzake,kuitira kuti tigofamba mumakwara ake.”Nokuti murayiro uchabva paZioni,shoko raJehovha richabva kuJerusarema. 4 Achatonga pakati pendudziuye achapedza gakava pakati pamarudzi mazhinji.Vachapfura minondo yavo vagoiita miromo yamagejo,namapfumo avo vagoaita mapanga okuchekerera miti nawo.Rudzi rumwe harungazosimudziri munondo kuno rumwe rudzi,kana kuzodzidzirazve kurwa. 5 Uyai, imi imba yaJakobho,ngatifambei muchiedza chaJehovha. 6 Nokuti makasiya vanhu venyu,ivo imba yaJakobho.Vakazara nezvinamato zvokuMabvazuva;vanoita zvokuvuka kufanana navaFiristia,vachibatana maoko nevedzimwe ndudzi. 7 Nyika yavo izere nesirivha negoridhe;pfuma yavo haiperi.Nyika yavo izere namabhiza;ngoro dzavo hadziperi. 8 Nyika yavo izere nezvifananidzo;vanopfugamira mabasa amaoko avo,kuzvinhu zvakaitwa neminwe yavo. 9 Naizvozvo munhu achaderedzwauye marudzi avanhu achaninipiswa,musavakanganwira. 10 Pinda mumapako,uvande muguruva,ubve mukutyisa kwaJehovhanokubwinya kwoumambo hwake! 11 Meso omunhu anozvikudza achaninipiswa,uye kuzvikudza kwavanhu kuchaderedzwa;asi Jehovha oga ndiye achakudzwa pazuva iro. 12 Nokuti Jehovha Wamasimba Oseane zuva raakachengetera avo vosevanozvikudza navanodada,navose vanokudzwa (uye vachaninipiswa), 13 nemisidhari yose yeRebhanoni, yakareba neyakakwirira,nemiouki yose yeBhashani, 14 namakomo ose akakwirira,nezvikomo zvose zvakakwirira, 15 neshongwe dzose dzakakwirira,namasvingo ose akasimba, 16 nezvikepe zvose zveTashishi,nemidziyo yose yakanaka. 17 Kuzvikudza kwomunhu kuchaderedzwa,uye kuzvikudza kwavanhu kuchaninipiswa;Jehovha oga ndiye achakudzwa pazuva iro, 18 uye zvifananidzo zvichapera zvachose. 19 Vanhu vachatizira kumapako amatombo,nokumwena yapasinokuda kwaJehovha anotyisa,uye nokubwinya kwoumambo hwake,paanosimuka achizungunutsa nyika. 20 Pazuva iro vanhu vacharasirakumakonzo nokuzviremwaremwa,zvifananidzo zvavo zvesirivha nezvifananidzo zvegoridhe,zvavakaita kuti vazvinamate. 21 Vachatizira kumapako amatombonokumikaha yakarembera,nokuda kwokutya Jehovha,uye nokubwinya kwoumambo hwake,paanosimuka kuti azungunutse nyika. 22 Regai kuvimba nomunhu,anongova nokufema mumhino dzake.Anobatsireiko?

In Other Versions

Isaiah 2 in the ANGEFD

Isaiah 2 in the ANTPNG2D

Isaiah 2 in the AS21

Isaiah 2 in the BAGH

Isaiah 2 in the BBPNG

Isaiah 2 in the BBT1E

Isaiah 2 in the BDS

Isaiah 2 in the BEV

Isaiah 2 in the BHAD

Isaiah 2 in the BIB

Isaiah 2 in the BLPT

Isaiah 2 in the BNT

Isaiah 2 in the BNTABOOT

Isaiah 2 in the BNTLV

Isaiah 2 in the BOATCB

Isaiah 2 in the BOATCB2

Isaiah 2 in the BOBCV

Isaiah 2 in the BOCNT

Isaiah 2 in the BOECS

Isaiah 2 in the BOGWICC

Isaiah 2 in the BOHCB

Isaiah 2 in the BOHCV

Isaiah 2 in the BOHLNT

Isaiah 2 in the BOHNTLTAL

Isaiah 2 in the BOICB

Isaiah 2 in the BOILNTAP

Isaiah 2 in the BOITCV

Isaiah 2 in the BOKCV

Isaiah 2 in the BOKCV2

Isaiah 2 in the BOKHWOG

Isaiah 2 in the BOKSSV

Isaiah 2 in the BOLCB

Isaiah 2 in the BOLCB2

Isaiah 2 in the BOMCV

Isaiah 2 in the BONAV

Isaiah 2 in the BONCB

Isaiah 2 in the BONLT

Isaiah 2 in the BONUT2

Isaiah 2 in the BOPLNT

Isaiah 2 in the BOSNC

Isaiah 2 in the BOTLNT

Isaiah 2 in the BOVCB

Isaiah 2 in the BOYCB

Isaiah 2 in the BPBB

Isaiah 2 in the BPH

Isaiah 2 in the BSB

Isaiah 2 in the CCB

Isaiah 2 in the CUV

Isaiah 2 in the CUVS

Isaiah 2 in the DBT

Isaiah 2 in the DGDNT

Isaiah 2 in the DHNT

Isaiah 2 in the DNT

Isaiah 2 in the ELBE

Isaiah 2 in the EMTV

Isaiah 2 in the ESV

Isaiah 2 in the FBV

Isaiah 2 in the FEB

Isaiah 2 in the GGMNT

Isaiah 2 in the GNT

Isaiah 2 in the HARY

Isaiah 2 in the HNT

Isaiah 2 in the IRVA

Isaiah 2 in the IRVB

Isaiah 2 in the IRVG

Isaiah 2 in the IRVH

Isaiah 2 in the IRVK

Isaiah 2 in the IRVM

Isaiah 2 in the IRVM2

Isaiah 2 in the IRVO

Isaiah 2 in the IRVP

Isaiah 2 in the IRVT

Isaiah 2 in the IRVT2

Isaiah 2 in the IRVU

Isaiah 2 in the ISVN

Isaiah 2 in the JSNT

Isaiah 2 in the KAPI

Isaiah 2 in the KBT1ETNIK

Isaiah 2 in the KBV

Isaiah 2 in the KJV

Isaiah 2 in the KNFD

Isaiah 2 in the LBA

Isaiah 2 in the LBLA

Isaiah 2 in the LNT

Isaiah 2 in the LSV

Isaiah 2 in the MAAL

Isaiah 2 in the MBV

Isaiah 2 in the MBV2

Isaiah 2 in the MHNT

Isaiah 2 in the MKNFD

Isaiah 2 in the MNG

Isaiah 2 in the MNT

Isaiah 2 in the MNT2

Isaiah 2 in the MRS1T

Isaiah 2 in the NAA

Isaiah 2 in the NASB

Isaiah 2 in the NBLA

Isaiah 2 in the NBS

Isaiah 2 in the NBVTP

Isaiah 2 in the NET2

Isaiah 2 in the NIV11

Isaiah 2 in the NNT

Isaiah 2 in the NNT2

Isaiah 2 in the NNT3

Isaiah 2 in the PDDPT

Isaiah 2 in the PFNT

Isaiah 2 in the RMNT

Isaiah 2 in the SBIAS

Isaiah 2 in the SBIBS

Isaiah 2 in the SBIBS2

Isaiah 2 in the SBICS

Isaiah 2 in the SBIDS

Isaiah 2 in the SBIGS

Isaiah 2 in the SBIHS

Isaiah 2 in the SBIIS

Isaiah 2 in the SBIIS2

Isaiah 2 in the SBIIS3

Isaiah 2 in the SBIKS

Isaiah 2 in the SBIKS2

Isaiah 2 in the SBIMS

Isaiah 2 in the SBIOS

Isaiah 2 in the SBIPS

Isaiah 2 in the SBISS

Isaiah 2 in the SBITS

Isaiah 2 in the SBITS2

Isaiah 2 in the SBITS3

Isaiah 2 in the SBITS4

Isaiah 2 in the SBIUS

Isaiah 2 in the SBIVS

Isaiah 2 in the SBT

Isaiah 2 in the SBT1E

Isaiah 2 in the SCHL

Isaiah 2 in the SNT

Isaiah 2 in the SUSU

Isaiah 2 in the SUSU2

Isaiah 2 in the SYNO

Isaiah 2 in the TBIAOTANT

Isaiah 2 in the TBT1E

Isaiah 2 in the TBT1E2

Isaiah 2 in the TFTIP

Isaiah 2 in the TFTU

Isaiah 2 in the TGNTATF3T

Isaiah 2 in the THAI

Isaiah 2 in the TNFD

Isaiah 2 in the TNT

Isaiah 2 in the TNTIK

Isaiah 2 in the TNTIL

Isaiah 2 in the TNTIN

Isaiah 2 in the TNTIP

Isaiah 2 in the TNTIZ

Isaiah 2 in the TOMA

Isaiah 2 in the TTENT

Isaiah 2 in the UBG

Isaiah 2 in the UGV

Isaiah 2 in the UGV2

Isaiah 2 in the UGV3

Isaiah 2 in the VBL

Isaiah 2 in the VDCC

Isaiah 2 in the YALU

Isaiah 2 in the YAPE

Isaiah 2 in the YBVTP

Isaiah 2 in the ZBP