Joel 3 (BOSCB)

1 “Mumazuva iwayo, napanguva iyoyo,kana ndichinge ndadzosa pfuma yeJudha neyeJerusarema, 2 ndichaunganidza ndudzi dzosendigoenda nadzo kuMupata waJehoshafati.Ipapo ndichavatonganokuda kwenhaka yangu, vanhu vangu vaIsraeri,nokuti vakaparadzira vanhu vangu pakati pendudzi,uye vakagovana nyika yangu. 3 Vakakanda mijenya pamusoro pavanhu vangu,vakatsinhanisa vakomana nezvifeve;vakatengesa vanasikana kuti vagotenga wainiyokuti vanwe. 4 “Zvino ndakakutadzirai chiiko, imi Tire neSidhoni, nemi matunhu ose eFiristia? Muri kundiripira chimwe chinhu chandakaita here? Zvino kana muchindiripira, ini ndichadzosera zvamakaita pamisoro yenyu chaiyo nokukurumidza chaizvo. 5 Nokuti makatora sirivha negoridhe rangu, mukatakurawo midziyo yangu yakanakisisa mukandoiisa kutemberi dzenyu. 6 Makatengesa vanhu veJudha neveJerusarema kuvaGiriki kuti muvaendese kure. 7 “Tarirai, ini ndichavamutsa kubva kunzvimbo dzamakavatengesera, uye ndichadzosera pamisoro yenyu chaiyo zvamakaita. 8 Ndichatengesa vanakomana navanasikana venyu kuvanhu veJudha, uye vachavatengesa kuvaShebha, rudzi rwuri kure.” Jehovha ataura. 9 Paridzirai izvi kundudzi dzose:Gadzirirai hondo!Mutsai varwi!Varwi vose ngavaswedere pedyo varwise. 10 Pfurai mapadza enyu muaite minondo,uye mapanga okuchekerera miti muaite mapfumo.Asina simba ngaati, “Ndine simba!” 11 Uyai nokukurumidza, imi ndudzi dzose, kubva kumativi osemugoungana ipapo. Haiwa Jehovha, burutsai varwi venyu. 12 “Ndudzi dzose ngadzimutswe;ngadziende kuMupata waJehoshafati,nokuti ipapo ndipo pandichagara pasikuti nditonge ndudzi dzose kumativi ose enyika. 13 Shandisai jeko,nokuti gohwo raibva.Uyai musvine mazambiringa netsoka dzenyu,nokuti chisviniro chazara,uye zvirongo zvopfachukira,uku ndiko kukura kwakaita kuipa kwavo.” 14 Vazhinji zhinji, vazhinji zhinji,vari mumupata wokutonga.Nokuti zuva raJehovha rava pedyomumupata wokutonga. 15 Zuva nomwedzi zvichasvibauye nyeredzi dzichadzima. 16 Jehovha achaomba paZioni,uye achatinhira ari muJerusarema;denga nenyika zvichadedera.Asi Jehovha achava utiziro hwavanhu vake,nhare yavanhu veIsraeri. 17 “Ipapo muchaziva kuti ini Jehovha Mwari wenyu,ndinogara muZioni, gomo rangu dzvene.Jerusarema richava dzvene;vatorwa havachazorirwisazve. 18 “Pazuva iroro makomo achachururuka waini itsva,uye zvikomo zvichaerera mukaka;hova dzose dzomuJudha dzichaerera mvura.Chitubu chichaerera chichibva muimba yaJehovha,uye chichadiridzira mupata wemiti yemiunga. 19 Asi Ijipiti ichava dongo,Edhomu ichava gwenga risina basa,nokuda kwokurwiswa kwakaitwa vanhu veJudha,vakateura ropa risina mhosva munyika yavo. 20 MuJudha muchagara vanhu nokusingaperi,uye nomuJerusarema kusvikira kuzvizvarwa zvose. 21 Mhosva yavo yeropa yandisina kuregerera,ndichairegerera,nokuti Jehovha anogara muZioni.”

In Other Versions

Joel 3 in the ANGEFD

Joel 3 in the ANTPNG2D

Joel 3 in the AS21

Joel 3 in the BAGH

Joel 3 in the BBPNG

Joel 3 in the BBT1E

Joel 3 in the BDS

Joel 3 in the BEV

Joel 3 in the BHAD

Joel 3 in the BIB

Joel 3 in the BLPT

Joel 3 in the BNT

Joel 3 in the BNTABOOT

Joel 3 in the BNTLV

Joel 3 in the BOATCB

Joel 3 in the BOATCB2

Joel 3 in the BOBCV

Joel 3 in the BOCNT

Joel 3 in the BOECS

Joel 3 in the BOGWICC

Joel 3 in the BOHCB

Joel 3 in the BOHCV

Joel 3 in the BOHLNT

Joel 3 in the BOHNTLTAL

Joel 3 in the BOICB

Joel 3 in the BOILNTAP

Joel 3 in the BOITCV

Joel 3 in the BOKCV

Joel 3 in the BOKCV2

Joel 3 in the BOKHWOG

Joel 3 in the BOKSSV

Joel 3 in the BOLCB

Joel 3 in the BOLCB2

Joel 3 in the BOMCV

Joel 3 in the BONAV

Joel 3 in the BONCB

Joel 3 in the BONLT

Joel 3 in the BONUT2

Joel 3 in the BOPLNT

Joel 3 in the BOSNC

Joel 3 in the BOTLNT

Joel 3 in the BOVCB

Joel 3 in the BOYCB

Joel 3 in the BPBB

Joel 3 in the BPH

Joel 3 in the BSB

Joel 3 in the CCB

Joel 3 in the CUV

Joel 3 in the CUVS

Joel 3 in the DBT

Joel 3 in the DGDNT

Joel 3 in the DHNT

Joel 3 in the DNT

Joel 3 in the ELBE

Joel 3 in the EMTV

Joel 3 in the ESV

Joel 3 in the FBV

Joel 3 in the FEB

Joel 3 in the GGMNT

Joel 3 in the GNT

Joel 3 in the HARY

Joel 3 in the HNT

Joel 3 in the IRVA

Joel 3 in the IRVB

Joel 3 in the IRVG

Joel 3 in the IRVH

Joel 3 in the IRVK

Joel 3 in the IRVM

Joel 3 in the IRVM2

Joel 3 in the IRVO

Joel 3 in the IRVP

Joel 3 in the IRVT

Joel 3 in the IRVT2

Joel 3 in the IRVU

Joel 3 in the ISVN

Joel 3 in the JSNT

Joel 3 in the KAPI

Joel 3 in the KBT1ETNIK

Joel 3 in the KBV

Joel 3 in the KJV

Joel 3 in the KNFD

Joel 3 in the LBA

Joel 3 in the LBLA

Joel 3 in the LNT

Joel 3 in the LSV

Joel 3 in the MAAL

Joel 3 in the MBV

Joel 3 in the MBV2

Joel 3 in the MHNT

Joel 3 in the MKNFD

Joel 3 in the MNG

Joel 3 in the MNT

Joel 3 in the MNT2

Joel 3 in the MRS1T

Joel 3 in the NAA

Joel 3 in the NASB

Joel 3 in the NBLA

Joel 3 in the NBS

Joel 3 in the NBVTP

Joel 3 in the NET2

Joel 3 in the NIV11

Joel 3 in the NNT

Joel 3 in the NNT2

Joel 3 in the NNT3

Joel 3 in the PDDPT

Joel 3 in the PFNT

Joel 3 in the RMNT

Joel 3 in the SBIAS

Joel 3 in the SBIBS

Joel 3 in the SBIBS2

Joel 3 in the SBICS

Joel 3 in the SBIDS

Joel 3 in the SBIGS

Joel 3 in the SBIHS

Joel 3 in the SBIIS

Joel 3 in the SBIIS2

Joel 3 in the SBIIS3

Joel 3 in the SBIKS

Joel 3 in the SBIKS2

Joel 3 in the SBIMS

Joel 3 in the SBIOS

Joel 3 in the SBIPS

Joel 3 in the SBISS

Joel 3 in the SBITS

Joel 3 in the SBITS2

Joel 3 in the SBITS3

Joel 3 in the SBITS4

Joel 3 in the SBIUS

Joel 3 in the SBIVS

Joel 3 in the SBT

Joel 3 in the SBT1E

Joel 3 in the SCHL

Joel 3 in the SNT

Joel 3 in the SUSU

Joel 3 in the SUSU2

Joel 3 in the SYNO

Joel 3 in the TBIAOTANT

Joel 3 in the TBT1E

Joel 3 in the TBT1E2

Joel 3 in the TFTIP

Joel 3 in the TFTU

Joel 3 in the TGNTATF3T

Joel 3 in the THAI

Joel 3 in the TNFD

Joel 3 in the TNT

Joel 3 in the TNTIK

Joel 3 in the TNTIL

Joel 3 in the TNTIN

Joel 3 in the TNTIP

Joel 3 in the TNTIZ

Joel 3 in the TOMA

Joel 3 in the TTENT

Joel 3 in the UBG

Joel 3 in the UGV

Joel 3 in the UGV2

Joel 3 in the UGV3

Joel 3 in the VBL

Joel 3 in the VDCC

Joel 3 in the YALU

Joel 3 in the YAPE

Joel 3 in the YBVTP

Joel 3 in the ZBP