Proverbs 30 (BOSCB)

1 Zvirevo zvaAguri mwanakomana waJake, shoko rake:Murume uyu akati kuna Itieri,kuna Itieri nokuna Ukari: 2 “Ndini munhu asingazivi zvikuru kwazvo pakati pavanhu;handina kunzwisisa kwomunhu. 3 Handina kudzidza uchenjeri,uye handina ruzivo rwaiye Mutsvene. 4 Ndiani akakwidza kudenga uye akazoburuka?Ndiani akabata mhepo mumaoko ake?Ndiani akasungirira mvura munguo yake?Ndiani akaisa migumo yose yenyika?Zita rake ndiani, uye nezita romwanakomana wake?Ndiudzei kana muchiriziva! 5 “Shoko rimwe nerimwe raMwari nderechokwadi;iye chidzitiro kuna avo vanovanda maari. 6 Usawedzera kumashoko ake,kana kuti achakutsiura uye agokuratidza kuti uri murevi wenhema. 7 “Zvinhu zviviri zvandinokumbira kwamuri, imi Jehovha,musandirambira izvi ndisati ndafa: 8 Bvisai kusatendeka nenhema zvive kure neni;musandipa urombo kana pfuma,asi ndipei chete zvokudya zvemisi yose. 9 Zvichida, ndingava nezvakawanda kwazvo ndikasakukudzai,uye ndikazoti, ‘Jehovha ndianiko?’Kana kuti zvimwe ndingava murombo ndikaba,uye ndikasaremekedza zita raMwari wangu. 10 “Usareva muranda kuna tenzi wake,nokuti achakutuka, uye uchazviripira izvozvo. 11 “Kuna avo vanotuka madzibaba avouye vasingaropafadzi vanamai vavo; 12 vaya vanozviti vakachena pamaonero avoasi vasina kusukwa tsvina yavo; 13 vaya vane meso anozvikudza nguva dzose,vane matarisiro okushora; 14 vaya vane meno anenge minondonameno eshaya dzavo anenge mapangakuti vaparadze varombo panyika,navanoshayiwa kubva pakati pavanhu. 15 “Chikwevaropa chine vanasikana vaviri.Vanodanidzira vachiti, ‘Tipei! Tipei!’ “Kune zvinhu zvitatu zvisingatongoguti,zvina zvisingamboti, ‘Zvaringana!’: 16 guva,chizvaro chisingabereki,pasi pasingaguti mvura,nomoto usingamboti, ‘Zvaringana!’ 17 “Ziso rinotuka baba,rinoshora kuteerera mai,richanongorwa namakunguo omumupata,richadyiwa namagora. 18 “Pane zvinhu zvitatu zvinondishamisa kwazvo,zvina zvandisinganzwisisi, zvinoti: 19 nzira yegondo riri mudenga,nenzira yenyoka paruware,nenzira yechikepe pagungwa,uye nzira yomurume ane musikana. 20 “Iyi ndiyo nzira yomukadzi chifeve:Anodya agopukuta muromo wake uye agoti,‘Hapana chinhu chakaipa chandaita ini.’ 21 “Nyika inodedera nokuda kwezvinhu zvitatu,zvinhu zvina zvaisingadi kuona: 22 muranda anozova mambo,benzi rine zvokudya zvizhinji, 23 mukadzi akaroorwa asi asingadiwi,nomurandakadzi anotorera vatenzi vake murume. 24 “Panyika pane zvinhu zvina zvidiki,asi zvakachenjera kwazvo: 25 Masvosve zvipuka zvine simba dukuasi anounganidza zvokudya zvawo muzhizha: 26 mbira zvipuka zvisina simba guru,asi dzinoita imba yadzo mumatombo; 27 mhashu hadzina mambo,asi dzinofamba pamwe chete mumapoka adzo; 28 dzvinyu rinogona kubatwa namaoko,asi rinowanikwa mumizinda yamadzimambo. 29 “Kune zvinhu zvitatu zvino kufamba kunokudzwa kwazvo,zvina zvino kufamba kunokudzwa kwazvo; 30 shumba, ine simba pakati pezvikara, isingadududzi pamberi pechikara chipi zvacho; 31 mafambiro okuzvikudza ejongwe,nenhongo yembudzi,uye namambo akakomberedzwa navarwi vake. 32 “Kana uchinge waita upenzi nokuzvirumbidza pachako,kana kuti waronga zvakaipa,bata muromo wako noruoko rwako! 33 Nokuti somukaka warozva unobudisa ruomba,uye sokudzvinyirira mhino kunobudisa ropa,nokudaro kumutsa hasha kunobudisa kukakavara.”

In Other Versions

Proverbs 30 in the ANGEFD

Proverbs 30 in the ANTPNG2D

Proverbs 30 in the AS21

Proverbs 30 in the BAGH

Proverbs 30 in the BBPNG

Proverbs 30 in the BBT1E

Proverbs 30 in the BDS

Proverbs 30 in the BEV

Proverbs 30 in the BHAD

Proverbs 30 in the BIB

Proverbs 30 in the BLPT

Proverbs 30 in the BNT

Proverbs 30 in the BNTABOOT

Proverbs 30 in the BNTLV

Proverbs 30 in the BOATCB

Proverbs 30 in the BOATCB2

Proverbs 30 in the BOBCV

Proverbs 30 in the BOCNT

Proverbs 30 in the BOECS

Proverbs 30 in the BOGWICC

Proverbs 30 in the BOHCB

Proverbs 30 in the BOHCV

Proverbs 30 in the BOHLNT

Proverbs 30 in the BOHNTLTAL

Proverbs 30 in the BOICB

Proverbs 30 in the BOILNTAP

Proverbs 30 in the BOITCV

Proverbs 30 in the BOKCV

Proverbs 30 in the BOKCV2

Proverbs 30 in the BOKHWOG

Proverbs 30 in the BOKSSV

Proverbs 30 in the BOLCB

Proverbs 30 in the BOLCB2

Proverbs 30 in the BOMCV

Proverbs 30 in the BONAV

Proverbs 30 in the BONCB

Proverbs 30 in the BONLT

Proverbs 30 in the BONUT2

Proverbs 30 in the BOPLNT

Proverbs 30 in the BOSNC

Proverbs 30 in the BOTLNT

Proverbs 30 in the BOVCB

Proverbs 30 in the BOYCB

Proverbs 30 in the BPBB

Proverbs 30 in the BPH

Proverbs 30 in the BSB

Proverbs 30 in the CCB

Proverbs 30 in the CUV

Proverbs 30 in the CUVS

Proverbs 30 in the DBT

Proverbs 30 in the DGDNT

Proverbs 30 in the DHNT

Proverbs 30 in the DNT

Proverbs 30 in the ELBE

Proverbs 30 in the EMTV

Proverbs 30 in the ESV

Proverbs 30 in the FBV

Proverbs 30 in the FEB

Proverbs 30 in the GGMNT

Proverbs 30 in the GNT

Proverbs 30 in the HARY

Proverbs 30 in the HNT

Proverbs 30 in the IRVA

Proverbs 30 in the IRVB

Proverbs 30 in the IRVG

Proverbs 30 in the IRVH

Proverbs 30 in the IRVK

Proverbs 30 in the IRVM

Proverbs 30 in the IRVM2

Proverbs 30 in the IRVO

Proverbs 30 in the IRVP

Proverbs 30 in the IRVT

Proverbs 30 in the IRVT2

Proverbs 30 in the IRVU

Proverbs 30 in the ISVN

Proverbs 30 in the JSNT

Proverbs 30 in the KAPI

Proverbs 30 in the KBT1ETNIK

Proverbs 30 in the KBV

Proverbs 30 in the KJV

Proverbs 30 in the KNFD

Proverbs 30 in the LBA

Proverbs 30 in the LBLA

Proverbs 30 in the LNT

Proverbs 30 in the LSV

Proverbs 30 in the MAAL

Proverbs 30 in the MBV

Proverbs 30 in the MBV2

Proverbs 30 in the MHNT

Proverbs 30 in the MKNFD

Proverbs 30 in the MNG

Proverbs 30 in the MNT

Proverbs 30 in the MNT2

Proverbs 30 in the MRS1T

Proverbs 30 in the NAA

Proverbs 30 in the NASB

Proverbs 30 in the NBLA

Proverbs 30 in the NBS

Proverbs 30 in the NBVTP

Proverbs 30 in the NET2

Proverbs 30 in the NIV11

Proverbs 30 in the NNT

Proverbs 30 in the NNT2

Proverbs 30 in the NNT3

Proverbs 30 in the PDDPT

Proverbs 30 in the PFNT

Proverbs 30 in the RMNT

Proverbs 30 in the SBIAS

Proverbs 30 in the SBIBS

Proverbs 30 in the SBIBS2

Proverbs 30 in the SBICS

Proverbs 30 in the SBIDS

Proverbs 30 in the SBIGS

Proverbs 30 in the SBIHS

Proverbs 30 in the SBIIS

Proverbs 30 in the SBIIS2

Proverbs 30 in the SBIIS3

Proverbs 30 in the SBIKS

Proverbs 30 in the SBIKS2

Proverbs 30 in the SBIMS

Proverbs 30 in the SBIOS

Proverbs 30 in the SBIPS

Proverbs 30 in the SBISS

Proverbs 30 in the SBITS

Proverbs 30 in the SBITS2

Proverbs 30 in the SBITS3

Proverbs 30 in the SBITS4

Proverbs 30 in the SBIUS

Proverbs 30 in the SBIVS

Proverbs 30 in the SBT

Proverbs 30 in the SBT1E

Proverbs 30 in the SCHL

Proverbs 30 in the SNT

Proverbs 30 in the SUSU

Proverbs 30 in the SUSU2

Proverbs 30 in the SYNO

Proverbs 30 in the TBIAOTANT

Proverbs 30 in the TBT1E

Proverbs 30 in the TBT1E2

Proverbs 30 in the TFTIP

Proverbs 30 in the TFTU

Proverbs 30 in the TGNTATF3T

Proverbs 30 in the THAI

Proverbs 30 in the TNFD

Proverbs 30 in the TNT

Proverbs 30 in the TNTIK

Proverbs 30 in the TNTIL

Proverbs 30 in the TNTIN

Proverbs 30 in the TNTIP

Proverbs 30 in the TNTIZ

Proverbs 30 in the TOMA

Proverbs 30 in the TTENT

Proverbs 30 in the UBG

Proverbs 30 in the UGV

Proverbs 30 in the UGV2

Proverbs 30 in the UGV3

Proverbs 30 in the VBL

Proverbs 30 in the VDCC

Proverbs 30 in the YALU

Proverbs 30 in the YAPE

Proverbs 30 in the YBVTP

Proverbs 30 in the ZBP