Psalms 133 (BOSCB)
undefined Rwiyo rworwendo rwaDhavhidhi. 1 Zvakanaka uye zvinofadza seikana hama dzichigara pamwe chete mukubatana! 2 Zvakafanana namafuta anokosha adururirwa pamusoro,anoerera kundebvu,anoerera kundebvu dzaAroni,anoburukira kusvikira pamipendero yenguo dzake. 3 Zvinoita sokuti dova reHerimoniriri kuwira pamusoro peGomo reZioni.Nokuti ndipo pakaiswa kuropafadza kwaJehovha,ihwo upenyu husingaperi-peri.