Hosea 2 (BOSCB)
1 “Uti kuvanunʼuna vako, ‘Vanhu vangu,’ nokuhanzvadzi dzako ‘vadikanwa vangu.’ ” 2 “Tsiurai mai venyu, vatsiurei,nokuti havasi mukadzi wangu,uye handisi murume wavo.Ngavabvise kuonekwa kwoufeve pachiso chavonokusatendeka pakati pamazamu avo. 3 Kana zvikasadaro, ndichavabvisa nguo dzosevagosara vakashama sezvavakanga vakaita musi wavakaberekwa.Ndichavaita segwengandigovashandura vave nyika yakaomauye ndichavauraya nenyota. 4 Handizoratidzi vana vavo rudo,nokuti vana voufeve. 5 Mai vavo vakanga vasina kutendekauye vakavaberekera mune zvinonyadzisa.Vakati, ‘Ndichateverazve vadiwa vangu,vanondipa zvokudya zvangu nemvura yangu,makushe angu nomucheka wangu, mafuta angu nezvokunwa zvangu.’ 6 Naizvozvo ndichasosera nzira yavo namasanzu eminzwa;ndichavapfigira mukati morusvingo zvokuti havangawani nzira yavo. 7 Vachadzinganisa vadiwa vavo asi havangavabati;vachavatsvaka, asi havangavawani.Ipapo vachati, ‘Ndichadzokera kumurume wangu sapakutanganokuti ipapo ndaiva nani kupfuura pari zvino.’ 8 Havana kuzvibvuma kuti ndinindaivapa zviyo, newaini itsva namafuta,ndini ndakavapa sirivha negoridhe rakawandaizvo zvavakashandira Bhaari nazvo. 9 “Naizvozvo ndichavatorera zviyo zvangu kana zvaibva,newaini yangu itsva nenguva yayo.Ndichatora makushe angu nomucheka wanguzvaifanira kufukidza kushama kwavo. 10 Saka zvino ndichabudisa pachena unzenza hwavopamberi pavadiwa vavo;hapana achazovatora kubva mumaoko angu. 11 Ndichagumisa kupembera kwavo kwose:mitambo yavo yose yegore negore, nguva dzoKugara kwoMwedzi,maSabata avo nemitambo yavo yose yakatarwa. 12 Ndichaparadza mizambiringa yavo nemiti yavo yemiondeyakanga iri muripo waibva kuvadiwa vavo.Ndichazviita dondo,uye mhuka dzesango dzichazvidya. 13 Ndichavaranga nokuda kwamazuvaavakapisira zvinonhuhwira kuna Bhaari;vakazvishonga nemhete nezvishongo,vakatevera vadiwa vavo,asi ini vakandikanganwa,”ndizvo zvinotaura Jehovha. 14 “Naizvozvo zvino ndichazovakwezva;ndichavatungamirira kurenjendigotaura zvinyoronyoro kwavari. 15 Ikoko ndichavadzosera minda yavo yemizambiringauye ndichaita kuti mupata weAkori uve musuo wetariro.Ikoko vachaimba sapamazuva oumhandara hwavo,sapamazuva avakabuda kubva muIjipiti. 16 “Pazuva iro,” ndizvo zvinotaura Jehovha,“Uchanditi ‘murume wangu;’hauchazonditi ‘tenzi wangu.’ 17 Ndichabvisa mazita avanaBhaari pamiromo yavo;havangazodani kumazita avozve. 18 Pazuva iro ndichavaitira sunganonemhuka dzesango neshiri dzedengauye nezvipuka zvinokambaira pasi.Uta nomunondo nehondo,ndichazvibvisa panyikakuti zvose zvivate pasi zvakachengetedzeka. 19 Ndichatsidza kukuwana uve wangu nokusingaperi;ndichatsidza kukuwana mukururama uye nomukururamisira,murudo netsitsi. 20 Ndichatsidza kukuwana mukutendeka,uye uchabvuma kuti ndini Jehovha. 21 “Pazuva iro ndichadavira,”ndizvo zvinotaura Jehovha,“ndichadavira kumatengauye ivo vachadavira kunyika; 22 nenyika ichadavira kuzviyo,waini itsva namafuta,uye izvo zvichadavira kuna Jezireeri. 23 Ndichamusima panyika nokuda kwangu;ndicharatidza rudo kuno uyo wandakati ‘Haasiye wandinoda.’Ndichati kuna avo vanonzi ‘Havasi vanhu vangu,’ ‘Muri vanhu vangu,’uye ivo vachati, ‘Muri Mwari wangu.’ ”
In Other Versions
Hosea 2 in the ANGEFD
Hosea 2 in the ANTPNG2D
Hosea 2 in the AS21
Hosea 2 in the BAGH
Hosea 2 in the BBPNG
Hosea 2 in the BBT1E
Hosea 2 in the BDS
Hosea 2 in the BEV
Hosea 2 in the BHAD
Hosea 2 in the BIB
Hosea 2 in the BLPT
Hosea 2 in the BNT
Hosea 2 in the BNTABOOT
Hosea 2 in the BNTLV
Hosea 2 in the BOATCB
Hosea 2 in the BOATCB2
Hosea 2 in the BOBCV
Hosea 2 in the BOCNT
Hosea 2 in the BOECS
Hosea 2 in the BOGWICC
Hosea 2 in the BOHCB
Hosea 2 in the BOHCV
Hosea 2 in the BOHLNT
Hosea 2 in the BOHNTLTAL
Hosea 2 in the BOICB
Hosea 2 in the BOILNTAP
Hosea 2 in the BOITCV
Hosea 2 in the BOKCV
Hosea 2 in the BOKCV2
Hosea 2 in the BOKHWOG
Hosea 2 in the BOKSSV
Hosea 2 in the BOLCB
Hosea 2 in the BOLCB2
Hosea 2 in the BOMCV
Hosea 2 in the BONAV
Hosea 2 in the BONCB
Hosea 2 in the BONLT
Hosea 2 in the BONUT2
Hosea 2 in the BOPLNT
Hosea 2 in the BOSNC
Hosea 2 in the BOTLNT
Hosea 2 in the BOVCB
Hosea 2 in the BOYCB
Hosea 2 in the BPBB
Hosea 2 in the BPH
Hosea 2 in the BSB
Hosea 2 in the CCB
Hosea 2 in the CUV
Hosea 2 in the CUVS
Hosea 2 in the DBT
Hosea 2 in the DGDNT
Hosea 2 in the DHNT
Hosea 2 in the DNT
Hosea 2 in the ELBE
Hosea 2 in the EMTV
Hosea 2 in the ESV
Hosea 2 in the FBV
Hosea 2 in the FEB
Hosea 2 in the GGMNT
Hosea 2 in the GNT
Hosea 2 in the HARY
Hosea 2 in the HNT
Hosea 2 in the IRVA
Hosea 2 in the IRVB
Hosea 2 in the IRVG
Hosea 2 in the IRVH
Hosea 2 in the IRVK
Hosea 2 in the IRVM
Hosea 2 in the IRVM2
Hosea 2 in the IRVO
Hosea 2 in the IRVP
Hosea 2 in the IRVT
Hosea 2 in the IRVT2
Hosea 2 in the IRVU
Hosea 2 in the ISVN
Hosea 2 in the JSNT
Hosea 2 in the KAPI
Hosea 2 in the KBT1ETNIK
Hosea 2 in the KBV
Hosea 2 in the KJV
Hosea 2 in the KNFD
Hosea 2 in the LBA
Hosea 2 in the LBLA
Hosea 2 in the LNT
Hosea 2 in the LSV
Hosea 2 in the MAAL
Hosea 2 in the MBV
Hosea 2 in the MBV2
Hosea 2 in the MHNT
Hosea 2 in the MKNFD
Hosea 2 in the MNG
Hosea 2 in the MNT
Hosea 2 in the MNT2
Hosea 2 in the MRS1T
Hosea 2 in the NAA
Hosea 2 in the NASB
Hosea 2 in the NBLA
Hosea 2 in the NBS
Hosea 2 in the NBVTP
Hosea 2 in the NET2
Hosea 2 in the NIV11
Hosea 2 in the NNT
Hosea 2 in the NNT2
Hosea 2 in the NNT3
Hosea 2 in the PDDPT
Hosea 2 in the PFNT
Hosea 2 in the RMNT
Hosea 2 in the SBIAS
Hosea 2 in the SBIBS
Hosea 2 in the SBIBS2
Hosea 2 in the SBICS
Hosea 2 in the SBIDS
Hosea 2 in the SBIGS
Hosea 2 in the SBIHS
Hosea 2 in the SBIIS
Hosea 2 in the SBIIS2
Hosea 2 in the SBIIS3
Hosea 2 in the SBIKS
Hosea 2 in the SBIKS2
Hosea 2 in the SBIMS
Hosea 2 in the SBIOS
Hosea 2 in the SBIPS
Hosea 2 in the SBISS
Hosea 2 in the SBITS
Hosea 2 in the SBITS2
Hosea 2 in the SBITS3
Hosea 2 in the SBITS4
Hosea 2 in the SBIUS
Hosea 2 in the SBIVS
Hosea 2 in the SBT
Hosea 2 in the SBT1E
Hosea 2 in the SCHL
Hosea 2 in the SNT
Hosea 2 in the SUSU
Hosea 2 in the SUSU2
Hosea 2 in the SYNO
Hosea 2 in the TBIAOTANT
Hosea 2 in the TBT1E
Hosea 2 in the TBT1E2
Hosea 2 in the TFTIP
Hosea 2 in the TFTU
Hosea 2 in the TGNTATF3T
Hosea 2 in the THAI
Hosea 2 in the TNFD
Hosea 2 in the TNT
Hosea 2 in the TNTIK
Hosea 2 in the TNTIL
Hosea 2 in the TNTIN
Hosea 2 in the TNTIP
Hosea 2 in the TNTIZ
Hosea 2 in the TOMA
Hosea 2 in the TTENT
Hosea 2 in the UBG
Hosea 2 in the UGV
Hosea 2 in the UGV2
Hosea 2 in the UGV3
Hosea 2 in the VBL
Hosea 2 in the VDCC
Hosea 2 in the YALU
Hosea 2 in the YAPE
Hosea 2 in the YBVTP
Hosea 2 in the ZBP