Jeremiah 13 (BOSCB)

1 Zvakanzi naJehovha kwandiri: “Enda unotenga bhanhire romucheka urisunge muchiuno chako, asi usarege richipinda mvura,” 2 Saka ndakatenga bhanhire, sezvandakarayirwa naJehovha, ndokurisunga muchiuno changu. 3 Ipapo shoko raJehovha rakauya kwandiri kechipiri richiti, 4 “Tora bhanhire rawakatenga, rawakasunga muchiuno chako uende iye zvino kuPerati undoriviga ikoko mumukaha wamatombo.” 5 Saka ndakaenda ndikandoriviga paPerati sezvandakaudzwa naJehovha. 6 Mazuva mazhinji akati apfuura Jehovha akati kwandiri, “Chienda zvino kuPerati undotora bhanhire randakati uvigeko.” 7 Naizvozvo ndakaenda kuPerati ndokufukunura bhanhire ndokuritora, uye risingachabatsiri zvachose. 8 Ipapo shoko raJehovha rakauya kwandiri, richiti, 9 “Zvanzi naJehovha: ‘Nenzira imwe cheteyo ndichaodza kuzvikudza kweJudha nokuzvikudza kukuru kweJerusarema. 10 Vanhu ava vakaipa, vanoramba kunzwa mashoko angu, vanotevera kusindimara kwemwoyo yavo uye vanoenda kuna vamwe vamwari kuti vavashumire uye vavanamate, vachafanana nebhanhire iri, risingabatsiri chose! 11 Nokuti sebhanhire rinosungwa muchiuno saizvozvo ndakasungira imba yose yaIsraeri neimba yose yaJudha kwandiri,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘kuti vave vanhu vemukurumbira wangu, kurumbidzwa kwangu nokukudzwa kwangu. Asi havana kuteerera.’ 12 “Uti kwavari, ‘Zvanzi naJehovha, Mwari waIsraeri: Hombodo imwe neimwe yedehwe yewaini inofanira kuzadzwa newaini.’ Zvino kana vakati kwauri, ‘Ko, isu hatizivi here kuti hombodo imwe neimwe yedehwe yewaini inofanira kuzadzwa newaini?’ 13 ipapo uvaudze kuti, ‘Zvanzi naJehovha: Ndichadhakisa vose vanogara munyika ino, pamwe chete namadzimambo anogara pachigaro choushe chaDhavhidhi, navaprista navaprofita navose vanogara muJerusarema. 14 Ndichavabonderedza mumwe kuno mumwe, madzibaba navanakomana saizvozvo, ndizvo zvinotaura Jehovha. Handingabvumiri tsitsi kana ngoni dzangu kuti zvindidzivise kuvaparadza.’ ” 15 Inzwai, rerekai nenzeve dzenyu kwandiri,musazvikudza,nokuti Jehovha ataura. 16 Rumbidzai Jehovha Mwariwenyu asati auyisa rima,makumbo enyu asati agumburwapamakomo erima.Munotarisira chiedza,asi iye achachishandura kuti chive mumvuri worufu,uye achachiita rima guru. 17 Asi kana musingateereri,ndichachema pakavandanokuda kwokuzvikudza kwenyu;Meso angu achachema zvikuru,achiyerera misodzi,nokuti boka ramakwai aJehovha richaendeswa kuutapwa. 18 Uti kuna mambo nokuna mai vamambo,“Burukai pazvigaro zvenyu zvoushe,nokuti korona dzenyu dzokukudzwadzichawira pasi kubva pamisoro yenyu.” 19 Maguta okuNegevhi achazarirwa,uye hakuna munhu achaazarura.VaJudha vose vachaendeswa kuutapwa,vachaendeswa kure zvachose. 20 Simudza meso ako uoneavo vanobva nechokumusoro.Ko, boka ramakwai rawakapiwa kuti urichengete riripi,iwo makwai awaizvirumbidza nawo? 21 Uchati kudiniko kana Jehovha achiisa pamusoro pakoavo vawakadzidzisa seshamwari dzako dzakasarudzika?Haungarwadziwi zvikuru here,somukadzi osununguka mwana? 22 Zvino kana ukazvibvunza pachako, uchiti:“Sei izvi zvaitika kwandiri?”zvaitika nokuda kwezvivi zvako zvizhinji,kuti nguo dzako dzabvarurwa,uye muviri wako ukasabatwa zvakanaka. 23 Ko, muEtiopia angashandura ganda rake here,kana ingwe mavara ayo?Saizvozvowo imi hamungagoni kuita zvakanaka,imi makarovedzera kuita zvakaipa. 24 “Ndichakuparadzirai sehundi inopepereswanemhepo yomugwenga. 25 Uyu ndiwo mugove wako,ndicho chikamu chandakakutemera,”ndizvo zvinotaura Jehovha,“nokuti wakandikanganwaukavimba navamwari venhema. 26 Ndichafukura nguo dzako pamberi pako,kuti kunyadziswa kwako kuonekwe, 27 upombwe hwako nokufemhedza kworuchiva rwako,iko kufeva kwako kusina nyadzi!Ndakaona mabasa ako anonyangadzaawaiita pamusoro pezvikomo nomumunda.Une nhamo, iwe Jerusarema!Ucharamba usina kuchena kusvikira rinhiko?”

In Other Versions

Jeremiah 13 in the ANGEFD

Jeremiah 13 in the ANTPNG2D

Jeremiah 13 in the AS21

Jeremiah 13 in the BAGH

Jeremiah 13 in the BBPNG

Jeremiah 13 in the BBT1E

Jeremiah 13 in the BDS

Jeremiah 13 in the BEV

Jeremiah 13 in the BHAD

Jeremiah 13 in the BIB

Jeremiah 13 in the BLPT

Jeremiah 13 in the BNT

Jeremiah 13 in the BNTABOOT

Jeremiah 13 in the BNTLV

Jeremiah 13 in the BOATCB

Jeremiah 13 in the BOATCB2

Jeremiah 13 in the BOBCV

Jeremiah 13 in the BOCNT

Jeremiah 13 in the BOECS

Jeremiah 13 in the BOGWICC

Jeremiah 13 in the BOHCB

Jeremiah 13 in the BOHCV

Jeremiah 13 in the BOHLNT

Jeremiah 13 in the BOHNTLTAL

Jeremiah 13 in the BOICB

Jeremiah 13 in the BOILNTAP

Jeremiah 13 in the BOITCV

Jeremiah 13 in the BOKCV

Jeremiah 13 in the BOKCV2

Jeremiah 13 in the BOKHWOG

Jeremiah 13 in the BOKSSV

Jeremiah 13 in the BOLCB

Jeremiah 13 in the BOLCB2

Jeremiah 13 in the BOMCV

Jeremiah 13 in the BONAV

Jeremiah 13 in the BONCB

Jeremiah 13 in the BONLT

Jeremiah 13 in the BONUT2

Jeremiah 13 in the BOPLNT

Jeremiah 13 in the BOSNC

Jeremiah 13 in the BOTLNT

Jeremiah 13 in the BOVCB

Jeremiah 13 in the BOYCB

Jeremiah 13 in the BPBB

Jeremiah 13 in the BPH

Jeremiah 13 in the BSB

Jeremiah 13 in the CCB

Jeremiah 13 in the CUV

Jeremiah 13 in the CUVS

Jeremiah 13 in the DBT

Jeremiah 13 in the DGDNT

Jeremiah 13 in the DHNT

Jeremiah 13 in the DNT

Jeremiah 13 in the ELBE

Jeremiah 13 in the EMTV

Jeremiah 13 in the ESV

Jeremiah 13 in the FBV

Jeremiah 13 in the FEB

Jeremiah 13 in the GGMNT

Jeremiah 13 in the GNT

Jeremiah 13 in the HARY

Jeremiah 13 in the HNT

Jeremiah 13 in the IRVA

Jeremiah 13 in the IRVB

Jeremiah 13 in the IRVG

Jeremiah 13 in the IRVH

Jeremiah 13 in the IRVK

Jeremiah 13 in the IRVM

Jeremiah 13 in the IRVM2

Jeremiah 13 in the IRVO

Jeremiah 13 in the IRVP

Jeremiah 13 in the IRVT

Jeremiah 13 in the IRVT2

Jeremiah 13 in the IRVU

Jeremiah 13 in the ISVN

Jeremiah 13 in the JSNT

Jeremiah 13 in the KAPI

Jeremiah 13 in the KBT1ETNIK

Jeremiah 13 in the KBV

Jeremiah 13 in the KJV

Jeremiah 13 in the KNFD

Jeremiah 13 in the LBA

Jeremiah 13 in the LBLA

Jeremiah 13 in the LNT

Jeremiah 13 in the LSV

Jeremiah 13 in the MAAL

Jeremiah 13 in the MBV

Jeremiah 13 in the MBV2

Jeremiah 13 in the MHNT

Jeremiah 13 in the MKNFD

Jeremiah 13 in the MNG

Jeremiah 13 in the MNT

Jeremiah 13 in the MNT2

Jeremiah 13 in the MRS1T

Jeremiah 13 in the NAA

Jeremiah 13 in the NASB

Jeremiah 13 in the NBLA

Jeremiah 13 in the NBS

Jeremiah 13 in the NBVTP

Jeremiah 13 in the NET2

Jeremiah 13 in the NIV11

Jeremiah 13 in the NNT

Jeremiah 13 in the NNT2

Jeremiah 13 in the NNT3

Jeremiah 13 in the PDDPT

Jeremiah 13 in the PFNT

Jeremiah 13 in the RMNT

Jeremiah 13 in the SBIAS

Jeremiah 13 in the SBIBS

Jeremiah 13 in the SBIBS2

Jeremiah 13 in the SBICS

Jeremiah 13 in the SBIDS

Jeremiah 13 in the SBIGS

Jeremiah 13 in the SBIHS

Jeremiah 13 in the SBIIS

Jeremiah 13 in the SBIIS2

Jeremiah 13 in the SBIIS3

Jeremiah 13 in the SBIKS

Jeremiah 13 in the SBIKS2

Jeremiah 13 in the SBIMS

Jeremiah 13 in the SBIOS

Jeremiah 13 in the SBIPS

Jeremiah 13 in the SBISS

Jeremiah 13 in the SBITS

Jeremiah 13 in the SBITS2

Jeremiah 13 in the SBITS3

Jeremiah 13 in the SBITS4

Jeremiah 13 in the SBIUS

Jeremiah 13 in the SBIVS

Jeremiah 13 in the SBT

Jeremiah 13 in the SBT1E

Jeremiah 13 in the SCHL

Jeremiah 13 in the SNT

Jeremiah 13 in the SUSU

Jeremiah 13 in the SUSU2

Jeremiah 13 in the SYNO

Jeremiah 13 in the TBIAOTANT

Jeremiah 13 in the TBT1E

Jeremiah 13 in the TBT1E2

Jeremiah 13 in the TFTIP

Jeremiah 13 in the TFTU

Jeremiah 13 in the TGNTATF3T

Jeremiah 13 in the THAI

Jeremiah 13 in the TNFD

Jeremiah 13 in the TNT

Jeremiah 13 in the TNTIK

Jeremiah 13 in the TNTIL

Jeremiah 13 in the TNTIN

Jeremiah 13 in the TNTIP

Jeremiah 13 in the TNTIZ

Jeremiah 13 in the TOMA

Jeremiah 13 in the TTENT

Jeremiah 13 in the UBG

Jeremiah 13 in the UGV

Jeremiah 13 in the UGV2

Jeremiah 13 in the UGV3

Jeremiah 13 in the VBL

Jeremiah 13 in the VDCC

Jeremiah 13 in the YALU

Jeremiah 13 in the YAPE

Jeremiah 13 in the YBVTP

Jeremiah 13 in the ZBP