Psalms 127 (BOSCB)
undefined Rwiyo rworwendo rwaSoromoni. 1 Kana Jehovha asingavaki imba,vavaki vayo vanoshandira pasina.Kana Jehovha asingachengeti guta,varindi vanomira vakarinda pasina. 2 Hazvina maturo kumuka mangwananinokunonoka kuvata,uchitambudzikira zvokudya,nokuti anopa hope kuna vaanoda. 3 Vanakomana inhaka inobva kuna Jehovha,vana mubayiro unobva kwaari. 4 Semiseve mumaoko emharendizvo zvakaita vanakomana voujaya. 5 Akaropafadzwa murumeane goba rizere navo.Havanganyadziswipavanokakavadzana navavengi vavo pasuo.