Ezekiel 27 (BOSCB)

1 Shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti, 2 “Mwanakomana womunhu, chema pamusoro peTire. 3 Uti kuTire, riri pasuo rokugungwa, mushambadziri wavanhu vamarudzi ose pazviwi zvizhinji, ‘Zvanzi naIshe Jehovha:“ ‘Unoti, iwe Tire,“Ini ndakakwana parunako.” 4 Simba rako rakanga riri pamakungwa makuru;vavaki vako vakaita kuti runako rwako rusvike pakukwana. 5 Vakaita mapuranga ako oseemiti yemipaini inobva kuSeniri;vakatora musidhari waibva kuRebhanoni,kuti vakuitire danda rokutsigira maseiri muchikepe. 6 Vakaita matanda okukwasva nawoomuouki aibva kuBhashani;namapuranga omusipuresi aibva kuzviwi zveSaipurasivakaita uriri hwako namapuranga, ane nyanga dzenzou mukati. 7 Maseiri ako akanga ari omucheka wakarukwa zvakaisvonaka waibva kuIjipiti,uye wakashandiswa somureza wako;zvifukidzo zvako zvamatende zvakanga zviri bhuruu nepepuru,zvaibva kumahombekombe aErisha. 8 Varume veSidhoni neArivhadhi ndivo vakanga vari vakwasvi vako;mhizha dzako, iwe Tire dzakanga dzirimo savafambisi vako vechikepe. 9 Mhare dzoumhizha dzeGebhari vakanga varimo,savavaki vechikepe kuti vaname maburi emaseiri ako.Zvikepe zvose zvegungwa navafambisi vazvovakauya kuzotengeserana newe zvawakagadzira. 10 “ ‘Varume vokuPezhia, neRidhia nePutivakashanda savarwi muhondo yako.Vakarembedza nhoo dzavo nenguwani pamasvingo ako,vachikuvigira mbiri. 11 Varume vokuArivhadhi nevokuHerekivakakomba masvingo ako kumativi ose;varume vokuGamadhivakanga vari mushongwe dzako.Vakaturika nhoo dzavo pamasvingo ako;vakaita kuti runako rwako rukwane. 12 “ ‘Tashishi yakatengeserana newe nokuda kwepfuma yako huru yenhumbi; vakatsinhanisa sirivha, nesimbi, netini nedare zvokushambadzira zvako. 13 “ ‘Girisi, Tubhari neMesheki dzakatengeserana newe; vakatsinhanisa nhapwa nezvinhu zvendarira zvezvigadzirwa zvako. 14 “ ‘Varume veBheti Togarima vakatsinhanisa mabhiza ebasa namabhiza ehondo namanyurusi kuti uzvishambadzire. 15 “ ‘Varume vokuRodhe vakatengeserana newe, uye zviwi zvizhinji zvakanga zviri nzvimbo dzako dzokutengesera; vaikuripira nenyanga dzenzou nomuti womuvanga. 16 “ ‘Aramu yakatengeserana newe nokuda kwezvibereko zvako zvizhinji; vakatsinhanisa matombo eturikoise nemicheka yepepuru, nezvakarukwa, nemicheka yakaisvonaka, nekorari namatombo amarubhi zvokutengesa zvako. 17 “ ‘Judha neIsraeri vakatengeserana newe, vakatsinhanisa gorosi neMiniti nezvinotapira, uchi, mafuta nebharimi nezvigadzirwa zvako. 18 “ ‘Dhamasiko, rakatengeserana newe nokuda kwezvigadzirwa zvako zvizhinji nepfuma yenhumbi newaini yaibva kuHeribhoni newuru yaibva kuZahari. 19 “ ‘VaDhani navaGiriki vaibva kuUzari vakatenga zvawaishambadzira; vakatsinhanisa simbi yakabikwa, nekasia, nekaramo zvigadzirwa zvako. 20 “ ‘Dhedhani akatengeserana newe machira okugarira pamabhiza. 21 “ ‘Arabhia namachinda ose eKedhari vakanga vachikutengera; vakatengeserana newe namakwayana, makondobwe nembudzi. 22 “ ‘Vashambadziri vokuShebha neRama vakatengeserana newe; pane zvawaishambadzira iwe ivo vakatsinhanisa namarudzi ezvinonhuhwira ose uye namabwe anokosha, negoridhe. 23 “ ‘Harani, Kane neEdheni navashambadziri vokuShebha, Ashuri neKirimadhi vakatengeserana newe. 24 Vakatengeserana newe munzvimbo dzokutengesera nguo dzakaisvonaka, dzemicheka yebhuruu, nezvakarukwa, namachira amavara namabote akakoswa uye ane mafundo akasimba. 25 “ ‘Zvikepe zveTashishi zvakashandapakutakura zvigadzirwa zvako.Iwe wakazadzwa nezvitakurwa zvinorema,imo mumwoyo megungwa. 26 Vakwasvi vako vanokutoravoenda newe kumakungwa makuru.Asi mhepo yokumabvazuva ichakuputsa-putsa mumwoyo megungwa chaimo. 27 Pfuma yako, nenhumbi dzokutengesa nezvakagadzirwa,varayiri navafambisi vako vezvikepe navagadziri vazvo,vashambadziri vako nevarwi vako vose,uye vose varimovachanyura mukati momwoyo wegungwa,pazuva rokuparadzwa kwechikepe chako. 28 Nyika dzokumahombekombe dzichadengenyekapanodanidzira vafambisi vako vezvikepe. 29 Vose vanobata matanda okukwasvavachasiya zvikepe zvavo;vachairi nevafambisi vako vezvikepevachamira kumahombekombe. 30 Vachadanidzira namanzwi avovagochema zvikuru pamusoro pako;vachakusha guruva pamisoro yavovagoumburuka mumadota. 31 Vachaveura misoro yavo nokuda kwako,uye vachapfeka nguo dzamasaga.Vachachema pamusoro pako nokurwadza kwomwoyo,uye nokuchema kukuru. 32 Pavanoungudza nokuchema pamusoro pako,vachachema pamusoro pako vachiti,“Ndianiko akashaya rokureva seTire,rakakomberedzwa negungwa?” 33 Pakabuda vashambadziri vako vachienda kugungwa,wakagutisa ndudzi zhinji,nepfuma yako huru uye nenhumbi dzako,wakapfumisa madzimambo enyika. 34 Zvino wakaputsanyiwa negungwamumvura zhinji yakadzika;nhumbi dzako navanhu vako vosezvakanyura pamwe chete newe. 35 Vose vanogara mumahombekombe vanoshamiswa newe;madzimambo avo anodedera nokutya,uye zviso zvavo zvakanganiswa nokutyiswa. 36 Vashambadziri vari pakati pendudzi vanokuridzira muridzo;wasvika kumagumo anonyangadzauye hauchazovapozve.’ ”

In Other Versions

Ezekiel 27 in the ANGEFD

Ezekiel 27 in the ANTPNG2D

Ezekiel 27 in the AS21

Ezekiel 27 in the BAGH

Ezekiel 27 in the BBPNG

Ezekiel 27 in the BBT1E

Ezekiel 27 in the BDS

Ezekiel 27 in the BEV

Ezekiel 27 in the BHAD

Ezekiel 27 in the BIB

Ezekiel 27 in the BLPT

Ezekiel 27 in the BNT

Ezekiel 27 in the BNTABOOT

Ezekiel 27 in the BNTLV

Ezekiel 27 in the BOATCB

Ezekiel 27 in the BOATCB2

Ezekiel 27 in the BOBCV

Ezekiel 27 in the BOCNT

Ezekiel 27 in the BOECS

Ezekiel 27 in the BOGWICC

Ezekiel 27 in the BOHCB

Ezekiel 27 in the BOHCV

Ezekiel 27 in the BOHLNT

Ezekiel 27 in the BOHNTLTAL

Ezekiel 27 in the BOICB

Ezekiel 27 in the BOILNTAP

Ezekiel 27 in the BOITCV

Ezekiel 27 in the BOKCV

Ezekiel 27 in the BOKCV2

Ezekiel 27 in the BOKHWOG

Ezekiel 27 in the BOKSSV

Ezekiel 27 in the BOLCB

Ezekiel 27 in the BOLCB2

Ezekiel 27 in the BOMCV

Ezekiel 27 in the BONAV

Ezekiel 27 in the BONCB

Ezekiel 27 in the BONLT

Ezekiel 27 in the BONUT2

Ezekiel 27 in the BOPLNT

Ezekiel 27 in the BOSNC

Ezekiel 27 in the BOTLNT

Ezekiel 27 in the BOVCB

Ezekiel 27 in the BOYCB

Ezekiel 27 in the BPBB

Ezekiel 27 in the BPH

Ezekiel 27 in the BSB

Ezekiel 27 in the CCB

Ezekiel 27 in the CUV

Ezekiel 27 in the CUVS

Ezekiel 27 in the DBT

Ezekiel 27 in the DGDNT

Ezekiel 27 in the DHNT

Ezekiel 27 in the DNT

Ezekiel 27 in the ELBE

Ezekiel 27 in the EMTV

Ezekiel 27 in the ESV

Ezekiel 27 in the FBV

Ezekiel 27 in the FEB

Ezekiel 27 in the GGMNT

Ezekiel 27 in the GNT

Ezekiel 27 in the HARY

Ezekiel 27 in the HNT

Ezekiel 27 in the IRVA

Ezekiel 27 in the IRVB

Ezekiel 27 in the IRVG

Ezekiel 27 in the IRVH

Ezekiel 27 in the IRVK

Ezekiel 27 in the IRVM

Ezekiel 27 in the IRVM2

Ezekiel 27 in the IRVO

Ezekiel 27 in the IRVP

Ezekiel 27 in the IRVT

Ezekiel 27 in the IRVT2

Ezekiel 27 in the IRVU

Ezekiel 27 in the ISVN

Ezekiel 27 in the JSNT

Ezekiel 27 in the KAPI

Ezekiel 27 in the KBT1ETNIK

Ezekiel 27 in the KBV

Ezekiel 27 in the KJV

Ezekiel 27 in the KNFD

Ezekiel 27 in the LBA

Ezekiel 27 in the LBLA

Ezekiel 27 in the LNT

Ezekiel 27 in the LSV

Ezekiel 27 in the MAAL

Ezekiel 27 in the MBV

Ezekiel 27 in the MBV2

Ezekiel 27 in the MHNT

Ezekiel 27 in the MKNFD

Ezekiel 27 in the MNG

Ezekiel 27 in the MNT

Ezekiel 27 in the MNT2

Ezekiel 27 in the MRS1T

Ezekiel 27 in the NAA

Ezekiel 27 in the NASB

Ezekiel 27 in the NBLA

Ezekiel 27 in the NBS

Ezekiel 27 in the NBVTP

Ezekiel 27 in the NET2

Ezekiel 27 in the NIV11

Ezekiel 27 in the NNT

Ezekiel 27 in the NNT2

Ezekiel 27 in the NNT3

Ezekiel 27 in the PDDPT

Ezekiel 27 in the PFNT

Ezekiel 27 in the RMNT

Ezekiel 27 in the SBIAS

Ezekiel 27 in the SBIBS

Ezekiel 27 in the SBIBS2

Ezekiel 27 in the SBICS

Ezekiel 27 in the SBIDS

Ezekiel 27 in the SBIGS

Ezekiel 27 in the SBIHS

Ezekiel 27 in the SBIIS

Ezekiel 27 in the SBIIS2

Ezekiel 27 in the SBIIS3

Ezekiel 27 in the SBIKS

Ezekiel 27 in the SBIKS2

Ezekiel 27 in the SBIMS

Ezekiel 27 in the SBIOS

Ezekiel 27 in the SBIPS

Ezekiel 27 in the SBISS

Ezekiel 27 in the SBITS

Ezekiel 27 in the SBITS2

Ezekiel 27 in the SBITS3

Ezekiel 27 in the SBITS4

Ezekiel 27 in the SBIUS

Ezekiel 27 in the SBIVS

Ezekiel 27 in the SBT

Ezekiel 27 in the SBT1E

Ezekiel 27 in the SCHL

Ezekiel 27 in the SNT

Ezekiel 27 in the SUSU

Ezekiel 27 in the SUSU2

Ezekiel 27 in the SYNO

Ezekiel 27 in the TBIAOTANT

Ezekiel 27 in the TBT1E

Ezekiel 27 in the TBT1E2

Ezekiel 27 in the TFTIP

Ezekiel 27 in the TFTU

Ezekiel 27 in the TGNTATF3T

Ezekiel 27 in the THAI

Ezekiel 27 in the TNFD

Ezekiel 27 in the TNT

Ezekiel 27 in the TNTIK

Ezekiel 27 in the TNTIL

Ezekiel 27 in the TNTIN

Ezekiel 27 in the TNTIP

Ezekiel 27 in the TNTIZ

Ezekiel 27 in the TOMA

Ezekiel 27 in the TTENT

Ezekiel 27 in the UBG

Ezekiel 27 in the UGV

Ezekiel 27 in the UGV2

Ezekiel 27 in the UGV3

Ezekiel 27 in the VBL

Ezekiel 27 in the VDCC

Ezekiel 27 in the YALU

Ezekiel 27 in the YAPE

Ezekiel 27 in the YBVTP

Ezekiel 27 in the ZBP