Isaiah 23 (BOSCB)
1 Chirevo pamusoro peTire:Ungudzai imi zvikepe zveTashishi!Nokuti Tire raparadzwauye rasiyiwa risina imba kana pangamira zvikepe.Shoko rakasvika kwavari richibvakunyika yeSaipurasi. 2 Nyararai, imi vanhu vagere pachiwinemi vatengesi veSidhoni,imi makapfumiswa navashambadzi vomunyanza. 3 Pamusoro pemvurazhinji zviyo zveShihori zvakayambutswa;mukoho weNairi ndiwo waiva pfuma yeTire,uye ikazova nzvimbo yokutengesera yamarudzi. 4 Nyara, iwe Sidhoni, uye newe nhare yegungwa,nokuti gungwa rataura richiti,“Handina kumborwadziwa kana kubereka;handina kumborera vanakomana kana kukurisa vanasikana.” 5 Panosvika shoko kuIjipiti,vacharwadziwa pamusoro peshoko rinobva kuTire. 6 Yambukirai kuTashishi;ungudzai, imi vanhu vagere pachiwi. 7 Ko, iri ndiro guta renyu ramafaro here,guta rakare kare,rakaendeswa kure kure netsoka dzarokundogara kunyika iri kure? 8 Ndianiko akarongera Tire izvozvi,iro raipa korona,vatengesi varo vari machinda,vashambadziri varo vane mukurumbira munyika? 9 Jehovha Wamasimba Ose akaronga izvozvo,kuti adzikise kuzvikudza kwekukudzwa kwose,uye kuti aninipise vose vane mukurumbira panyika. 10 Rima nyika yako sezvinoitwa mujinga meNairi,iwe mwanasikana weTashishi,nokuti hauchina panomira zvikepe. 11 Jehovha akatambanudza ruoko rwake pamusoro pegungwa,uye akaita kuti ushe hwaro hudedere.Akarayira pamusoro peKenani,kuti nhare dzayo dziparadzwe. 12 Akati, “Mafaro ako haachazovapozve,iwe mhandara yeSidhoni, yaparadzwa! “Simuka uyambukire kuSaipurasi;Kunyange naikoko haundowani zororo.” 13 Tarira nyika yavaBhabhironi,rudzi urwo haruchaverengwi zvino!VaAsiria vakaiitanzvimbo yemhuka dzerenje;vakamisa shongwe dzavo dzokurwa,vakakoromora nhare dzaro dzikava pasina,uye vakarishandura rikava dongo. 14 Ungudzai, imi zvikepe zveTashishi;nhare yenyu yaparadzwa! 15 Panguva iyoyo Tire ichakanganwikwa kwamakore makumi manomwe, zvakaenzana namakore oupenyu hwamambo. Asi shure kwamakore makumi manomwe aya, Tire richaitirwa sezvinoimbwa rwiyo rwechifeve runoti: 16 “Tora rudimbwa, ufambe nomuguta,iwe chifeve chakakanganikwa;ridza rudimbwa zvakanaka, imba nziyo zhinji,kuitira kuti ugorangarirwa.” 17 Panopera makore makumi manomwe, Jehovha achashanyira Tire. Richadzokerazve kubasa raro sechifeve rigofeva noushe hwose huri pamusoro penyika. 18 Asi zvarakashambadzira uye nomubayiro waro zvichatsaurirwa Jehovha; hazvingachengetwi kana kuvigwa. Zvarakashambadzira zvichaendeswa kuna avo vanogara pamberi paJehovha, kuti vave nezvokudya zvakawanda nenhumbi dzakanaka.
In Other Versions
Isaiah 23 in the ANGEFD
Isaiah 23 in the ANTPNG2D
Isaiah 23 in the AS21
Isaiah 23 in the BAGH
Isaiah 23 in the BBPNG
Isaiah 23 in the BBT1E
Isaiah 23 in the BDS
Isaiah 23 in the BEV
Isaiah 23 in the BHAD
Isaiah 23 in the BIB
Isaiah 23 in the BLPT
Isaiah 23 in the BNT
Isaiah 23 in the BNTABOOT
Isaiah 23 in the BNTLV
Isaiah 23 in the BOATCB
Isaiah 23 in the BOATCB2
Isaiah 23 in the BOBCV
Isaiah 23 in the BOCNT
Isaiah 23 in the BOECS
Isaiah 23 in the BOGWICC
Isaiah 23 in the BOHCB
Isaiah 23 in the BOHCV
Isaiah 23 in the BOHLNT
Isaiah 23 in the BOHNTLTAL
Isaiah 23 in the BOICB
Isaiah 23 in the BOILNTAP
Isaiah 23 in the BOITCV
Isaiah 23 in the BOKCV
Isaiah 23 in the BOKCV2
Isaiah 23 in the BOKHWOG
Isaiah 23 in the BOKSSV
Isaiah 23 in the BOLCB
Isaiah 23 in the BOLCB2
Isaiah 23 in the BOMCV
Isaiah 23 in the BONAV
Isaiah 23 in the BONCB
Isaiah 23 in the BONLT
Isaiah 23 in the BONUT2
Isaiah 23 in the BOPLNT
Isaiah 23 in the BOSNC
Isaiah 23 in the BOTLNT
Isaiah 23 in the BOVCB
Isaiah 23 in the BOYCB
Isaiah 23 in the BPBB
Isaiah 23 in the BPH
Isaiah 23 in the BSB
Isaiah 23 in the CCB
Isaiah 23 in the CUV
Isaiah 23 in the CUVS
Isaiah 23 in the DBT
Isaiah 23 in the DGDNT
Isaiah 23 in the DHNT
Isaiah 23 in the DNT
Isaiah 23 in the ELBE
Isaiah 23 in the EMTV
Isaiah 23 in the ESV
Isaiah 23 in the FBV
Isaiah 23 in the FEB
Isaiah 23 in the GGMNT
Isaiah 23 in the GNT
Isaiah 23 in the HARY
Isaiah 23 in the HNT
Isaiah 23 in the IRVA
Isaiah 23 in the IRVB
Isaiah 23 in the IRVG
Isaiah 23 in the IRVH
Isaiah 23 in the IRVK
Isaiah 23 in the IRVM
Isaiah 23 in the IRVM2
Isaiah 23 in the IRVO
Isaiah 23 in the IRVP
Isaiah 23 in the IRVT
Isaiah 23 in the IRVT2
Isaiah 23 in the IRVU
Isaiah 23 in the ISVN
Isaiah 23 in the JSNT
Isaiah 23 in the KAPI
Isaiah 23 in the KBT1ETNIK
Isaiah 23 in the KBV
Isaiah 23 in the KJV
Isaiah 23 in the KNFD
Isaiah 23 in the LBA
Isaiah 23 in the LBLA
Isaiah 23 in the LNT
Isaiah 23 in the LSV
Isaiah 23 in the MAAL
Isaiah 23 in the MBV
Isaiah 23 in the MBV2
Isaiah 23 in the MHNT
Isaiah 23 in the MKNFD
Isaiah 23 in the MNG
Isaiah 23 in the MNT
Isaiah 23 in the MNT2
Isaiah 23 in the MRS1T
Isaiah 23 in the NAA
Isaiah 23 in the NASB
Isaiah 23 in the NBLA
Isaiah 23 in the NBS
Isaiah 23 in the NBVTP
Isaiah 23 in the NET2
Isaiah 23 in the NIV11
Isaiah 23 in the NNT
Isaiah 23 in the NNT2
Isaiah 23 in the NNT3
Isaiah 23 in the PDDPT
Isaiah 23 in the PFNT
Isaiah 23 in the RMNT
Isaiah 23 in the SBIAS
Isaiah 23 in the SBIBS
Isaiah 23 in the SBIBS2
Isaiah 23 in the SBICS
Isaiah 23 in the SBIDS
Isaiah 23 in the SBIGS
Isaiah 23 in the SBIHS
Isaiah 23 in the SBIIS
Isaiah 23 in the SBIIS2
Isaiah 23 in the SBIIS3
Isaiah 23 in the SBIKS
Isaiah 23 in the SBIKS2
Isaiah 23 in the SBIMS
Isaiah 23 in the SBIOS
Isaiah 23 in the SBIPS
Isaiah 23 in the SBISS
Isaiah 23 in the SBITS
Isaiah 23 in the SBITS2
Isaiah 23 in the SBITS3
Isaiah 23 in the SBITS4
Isaiah 23 in the SBIUS
Isaiah 23 in the SBIVS
Isaiah 23 in the SBT
Isaiah 23 in the SBT1E
Isaiah 23 in the SCHL
Isaiah 23 in the SNT
Isaiah 23 in the SUSU
Isaiah 23 in the SUSU2
Isaiah 23 in the SYNO
Isaiah 23 in the TBIAOTANT
Isaiah 23 in the TBT1E
Isaiah 23 in the TBT1E2
Isaiah 23 in the TFTIP
Isaiah 23 in the TFTU
Isaiah 23 in the TGNTATF3T
Isaiah 23 in the THAI
Isaiah 23 in the TNFD
Isaiah 23 in the TNT
Isaiah 23 in the TNTIK
Isaiah 23 in the TNTIL
Isaiah 23 in the TNTIN
Isaiah 23 in the TNTIP
Isaiah 23 in the TNTIZ
Isaiah 23 in the TOMA
Isaiah 23 in the TTENT
Isaiah 23 in the UBG
Isaiah 23 in the UGV
Isaiah 23 in the UGV2
Isaiah 23 in the UGV3
Isaiah 23 in the VBL
Isaiah 23 in the VDCC
Isaiah 23 in the YALU
Isaiah 23 in the YAPE
Isaiah 23 in the YBVTP
Isaiah 23 in the ZBP