Isaiah 29 (BOSCB)
1 Une nhamo iwe Arieri, Arieri,guta raigara Dhavhidhi!Wedzera gore pagore;uye regai nguva dzemitambo yenyu dzirambe dziripo. 2 Kunyange zvakadaro, ndichakomba Arieri;pachava nokuungudza uye nokuchema,richafanana nechoto chearitari kwandiri. 3 Ndichakukomba kumativi ose;ndichakukomberedza neshongweuye ndichavaka nhare dzokurwa newe. 4 Uchadzikisirwa pasi, uchataura uri pasi;kutaura kwako kuchabva muguruva.Inzwi rako richava seresvikiro rinobva pasi muvhu;kutaura kwako kuchaita zevezeve kuchibva muguruva. 5 Asi vavengi vako vazhinji vachava seguruva rakatsetseka,vane utsinye vachafanana nehundi inopepereswa.Pakarepo, nokukurumidza 6 Jehovha Wamasimba Ose achauyanokutinhira nokudengenyeka kwenyika, uye nemheremhere huru,nechamupupuri, nedutu guru uye nomurazvo womoto unoparadza zvose. 7 Ipapo mhomho dzendudzi dzose dzakawanda dzinorwa neArieri,dzinorirwisa iro nenhare dzaro uye dzinorikomba,zvichaita sokurota,nechiratidzo chinoonekwa usiku, 8 sezvinoitwa nomunhu ane nzara anorota achidya,asi apepuka, anowana nzara yake ichiripo;sezvinoita munhu ane nyota anorota achinwa mvura,asi omuka achiziya, nyota yake isina kupera.Naizvozvo ndizvo zvichaitawo marudzi ose akawandaanorwa neGomo reZioni. 9 Katyamarai uye mushamiswe,zvipofumadzei muve vasingaoni;dhakwai asi kwete newaini;dzedzerekai asi kwete nedoro. 10 Jehovha akauyisa pamusoro penyu hope huru;Akafukidza meso enyu, vaprofita;akafukidza misoro yenyu, vaoni. 11 Nokuti kwamuri, chiratidzo ichi hachizi chinhu asi mashoko akanamirwa murugwaro. Uye kana mukapa rugwaro kuno mumwe munhu anogona kuverenga, mukati kwaari, “Ndapota, verenga izvi,” achapindura achiti, “Handikwanisi, nokuti rwakanamirwa.” 12 Kana kuti mukapa rugwaro kuno mumwe asingagoni kuverenga, mukati kwaari, “Ndapota, verenga izvi,” achapindura achiti, “Handigoni kuverenga.” 13 Ishe anoti:“Vanhu ava vanoswedera kwandiri nemiromo yavo,uye vanondikudza nemiromo yavo,asi mwoyo yavo iri kure neni.Kundinamata kwavokwangova kwemitemo inodzidziswa navanhu chete. 14 Naizvozvo ndichashamisa vanhu ava zvakarenechishamiso pamusoro pechishamiso;uchenjeri hwavakachenjera huchaparadzwa,zivo yavane zivo ichapera.” 15 Vane nhamo avo vanosvika kwakadzika dzikakuti vavanzire Jehovha mano avo,vanoita mabasa avo murima vachifunga mumwoyo yavo kuti,“Ndiani anotiona? Ndiani achaziva?” 16 Munoshandura mamiriro ezvinhu,sezvinonzi muumbi wehari anonzi ndiye ivhu!Ko, chakaumbwa chingati kuna iye akachiumba,“Iye haana kundiita?”Ko, hari ingati kumuumbi,“Iye haana chaanoziva?” 17 Ko, Rebhanoni haingashandurwi ikava munda wakaorera muchinguva chidiki,uye munda wakaorera ugoita kunge dondo? 18 Pazuva iro vanamati vachanzwa shoko rorugwaro,uye meso amapofu achaonaari pakasviba naparima. 19 Zvakare vanozvininipisa vachafara muna Jehovha;vanoshayiwa vachafara muMutsvene waIsraeri. 20 Vane utsinye vachaparadzwa,vaseki vachanyangarika,uye vose vane ziso rinofarira zvakaipa vachaurayiwa, 21 avo vanopomera munhu mhosva neshoko chete,vanoisira musungo kuna anoruramisira mudare,uye nouchapupu hwenhema, vanokonesa kururamisirwa kwavasina mhosva. 22 Naizvozvo izvi ndizvo zvinotaura Jehovha, akadzikinura Abhurahama, achiti kuimba yaJakobho:“Jakobho haachazonyadziswizve;zviso zvavo hazvichazocheneruki. 23 Pavachaona vana vavo pakati pavo,iro basa ramaoko angu,vachachengeta zita rangu muutsvene;vachaziva utsvene hwoMutsvene waJakobho,uye vachamira vachitya Mwari waIsraeri. 24 Vakarasika pamweya vachawana njere;vanonyunyuta vachagamuchira kurayirwa.”
In Other Versions
Isaiah 29 in the ANGEFD
Isaiah 29 in the ANTPNG2D
Isaiah 29 in the AS21
Isaiah 29 in the BAGH
Isaiah 29 in the BBPNG
Isaiah 29 in the BBT1E
Isaiah 29 in the BDS
Isaiah 29 in the BEV
Isaiah 29 in the BHAD
Isaiah 29 in the BIB
Isaiah 29 in the BLPT
Isaiah 29 in the BNT
Isaiah 29 in the BNTABOOT
Isaiah 29 in the BNTLV
Isaiah 29 in the BOATCB
Isaiah 29 in the BOATCB2
Isaiah 29 in the BOBCV
Isaiah 29 in the BOCNT
Isaiah 29 in the BOECS
Isaiah 29 in the BOGWICC
Isaiah 29 in the BOHCB
Isaiah 29 in the BOHCV
Isaiah 29 in the BOHLNT
Isaiah 29 in the BOHNTLTAL
Isaiah 29 in the BOICB
Isaiah 29 in the BOILNTAP
Isaiah 29 in the BOITCV
Isaiah 29 in the BOKCV
Isaiah 29 in the BOKCV2
Isaiah 29 in the BOKHWOG
Isaiah 29 in the BOKSSV
Isaiah 29 in the BOLCB
Isaiah 29 in the BOLCB2
Isaiah 29 in the BOMCV
Isaiah 29 in the BONAV
Isaiah 29 in the BONCB
Isaiah 29 in the BONLT
Isaiah 29 in the BONUT2
Isaiah 29 in the BOPLNT
Isaiah 29 in the BOSNC
Isaiah 29 in the BOTLNT
Isaiah 29 in the BOVCB
Isaiah 29 in the BOYCB
Isaiah 29 in the BPBB
Isaiah 29 in the BPH
Isaiah 29 in the BSB
Isaiah 29 in the CCB
Isaiah 29 in the CUV
Isaiah 29 in the CUVS
Isaiah 29 in the DBT
Isaiah 29 in the DGDNT
Isaiah 29 in the DHNT
Isaiah 29 in the DNT
Isaiah 29 in the ELBE
Isaiah 29 in the EMTV
Isaiah 29 in the ESV
Isaiah 29 in the FBV
Isaiah 29 in the FEB
Isaiah 29 in the GGMNT
Isaiah 29 in the GNT
Isaiah 29 in the HARY
Isaiah 29 in the HNT
Isaiah 29 in the IRVA
Isaiah 29 in the IRVB
Isaiah 29 in the IRVG
Isaiah 29 in the IRVH
Isaiah 29 in the IRVK
Isaiah 29 in the IRVM
Isaiah 29 in the IRVM2
Isaiah 29 in the IRVO
Isaiah 29 in the IRVP
Isaiah 29 in the IRVT
Isaiah 29 in the IRVT2
Isaiah 29 in the IRVU
Isaiah 29 in the ISVN
Isaiah 29 in the JSNT
Isaiah 29 in the KAPI
Isaiah 29 in the KBT1ETNIK
Isaiah 29 in the KBV
Isaiah 29 in the KJV
Isaiah 29 in the KNFD
Isaiah 29 in the LBA
Isaiah 29 in the LBLA
Isaiah 29 in the LNT
Isaiah 29 in the LSV
Isaiah 29 in the MAAL
Isaiah 29 in the MBV
Isaiah 29 in the MBV2
Isaiah 29 in the MHNT
Isaiah 29 in the MKNFD
Isaiah 29 in the MNG
Isaiah 29 in the MNT
Isaiah 29 in the MNT2
Isaiah 29 in the MRS1T
Isaiah 29 in the NAA
Isaiah 29 in the NASB
Isaiah 29 in the NBLA
Isaiah 29 in the NBS
Isaiah 29 in the NBVTP
Isaiah 29 in the NET2
Isaiah 29 in the NIV11
Isaiah 29 in the NNT
Isaiah 29 in the NNT2
Isaiah 29 in the NNT3
Isaiah 29 in the PDDPT
Isaiah 29 in the PFNT
Isaiah 29 in the RMNT
Isaiah 29 in the SBIAS
Isaiah 29 in the SBIBS
Isaiah 29 in the SBIBS2
Isaiah 29 in the SBICS
Isaiah 29 in the SBIDS
Isaiah 29 in the SBIGS
Isaiah 29 in the SBIHS
Isaiah 29 in the SBIIS
Isaiah 29 in the SBIIS2
Isaiah 29 in the SBIIS3
Isaiah 29 in the SBIKS
Isaiah 29 in the SBIKS2
Isaiah 29 in the SBIMS
Isaiah 29 in the SBIOS
Isaiah 29 in the SBIPS
Isaiah 29 in the SBISS
Isaiah 29 in the SBITS
Isaiah 29 in the SBITS2
Isaiah 29 in the SBITS3
Isaiah 29 in the SBITS4
Isaiah 29 in the SBIUS
Isaiah 29 in the SBIVS
Isaiah 29 in the SBT
Isaiah 29 in the SBT1E
Isaiah 29 in the SCHL
Isaiah 29 in the SNT
Isaiah 29 in the SUSU
Isaiah 29 in the SUSU2
Isaiah 29 in the SYNO
Isaiah 29 in the TBIAOTANT
Isaiah 29 in the TBT1E
Isaiah 29 in the TBT1E2
Isaiah 29 in the TFTIP
Isaiah 29 in the TFTU
Isaiah 29 in the TGNTATF3T
Isaiah 29 in the THAI
Isaiah 29 in the TNFD
Isaiah 29 in the TNT
Isaiah 29 in the TNTIK
Isaiah 29 in the TNTIL
Isaiah 29 in the TNTIN
Isaiah 29 in the TNTIP
Isaiah 29 in the TNTIZ
Isaiah 29 in the TOMA
Isaiah 29 in the TTENT
Isaiah 29 in the UBG
Isaiah 29 in the UGV
Isaiah 29 in the UGV2
Isaiah 29 in the UGV3
Isaiah 29 in the VBL
Isaiah 29 in the VDCC
Isaiah 29 in the YALU
Isaiah 29 in the YAPE
Isaiah 29 in the YBVTP
Isaiah 29 in the ZBP