Isaiah 54 (BOSCB)

1 “Imba, iwe mukadzi asina mwana,iwe usina kumbobereka mwanapururudza uimbe rwiyo, pembera nomufaro,iwe usina kumborwadziwa;nokuti vana vomukadzi akasiyiwa ari oga vazhinji kupfuuraveane murume,”ndizvo zvinotaura Jehovha. 2 Wedzera nzvimbo yetende rako,tambanudza micheka yetende rako ifare,usarega kuita izvozvo;rebesa tambo dzako,simbisa mbambo dzako. 3 Nokuti uchapararira kurudyi nokuruboshwe;vana vako vachatorera dzimwe ndudziuye vachagara mumatongo amaguta avo. 4 “Usatya hako: haunganyadziswi.Usatya kunyadziswa; haunganinipiswi.Uchakanganwa nyadzi dzapaudiki hwako,uye hauzorangaririzve kunyadzisa kwouchirikadzi hwako. 5 Nokuti Muiti wako ndiye murume wako,Jehovha Wamasimba Ose ndiro zita rake,Mutsvene waIsraeri ndiye Mudzikinuri wako;anonzi Mwari wenyika yose. 6 Jehovha achakudanazvesokunge wanga uri mukadzi akasiyiwa, uye anotambudzika pamweya,mukadzi akawanikwa achiri mudiki,pedzezvo ndokurambwa,” ndizvo zvinotaura Mwari wako. 7 “Kwechinguvana ndakakusiya,asi netsitsi huru ndikakudzosazve. 8 Ndichisundwa nehashandakavanza chiso changu kwauri kwechinguva,asi nounyoro husingaperindichava netsitsi, pamusoro pako,”ndizvo zvinotaura Jehovha Mudzikinuri wako. 9 “Kwandiri izvi zvakafanana namazuva aNoa,pandakapika kuti mvura zhinji yaNoa haizofukidzizve nyika.Naizvozvo zvino ndapika kuti ndirege kukutsamwira,kana kukutukazve. 10 Kunyange makomo akazungunuswa,uye zvikomo zvikabviswa,rudo rwangu rusingaperi harungazungunuswi,uye sungano yangu yorugare haingabviswi,”ndizvo zvinotaura Jehovha anokunzwira tsitsi. 11 “Haiwa, iwe guta rokutambudzika wakarohwa nedutu ukasanyaradzwa,ndichakuvaka namabwe ana mavara,nheyo dzako namabwe esafire. 12 Ndichakuitira zviruvi zvamabwe matsvuku,masuo amabwe anovaima,uye masvingo ako ose amabwe anokosha. 13 Vanakomana venyu vose vachadzidziswa naJehovha,uye rugare rwavana venyu ruchava rukuru. 14 Muchasimbiswa mukururama:Kumanikidzwa kuchava kure nemi:hapana chamuchazotya.Kutya kuchava kure nemi;hakuchazosviki pedyo nemi. 15 Kana mumwe akakurwisa, handisini ndinenge ndazviita;ani naani anokurwisa achazvipira kwauri. 16 “Tarira, ndini ndakasika mupfuri wesimbianopfutidza mazimbe moto ugonganduma,uye anopfura munondo wakakodzera pabasa rawo.Uye ndini ndakasika muparadzi kuti aparadze; 17 hapana munondo ucharwisana newe ukakunda,uye uchakonesa rurimi rumwe norumwe runokupomera mhosva.Iyi ndiyo nhaka yavaranda vaJehovha,uye uku ndiko kururamisirwa kwavo kunobva kwandiri,”ndizvo zvinotaura Jehovha.

In Other Versions

Isaiah 54 in the ANGEFD

Isaiah 54 in the ANTPNG2D

Isaiah 54 in the AS21

Isaiah 54 in the BAGH

Isaiah 54 in the BBPNG

Isaiah 54 in the BBT1E

Isaiah 54 in the BDS

Isaiah 54 in the BEV

Isaiah 54 in the BHAD

Isaiah 54 in the BIB

Isaiah 54 in the BLPT

Isaiah 54 in the BNT

Isaiah 54 in the BNTABOOT

Isaiah 54 in the BNTLV

Isaiah 54 in the BOATCB

Isaiah 54 in the BOATCB2

Isaiah 54 in the BOBCV

Isaiah 54 in the BOCNT

Isaiah 54 in the BOECS

Isaiah 54 in the BOGWICC

Isaiah 54 in the BOHCB

Isaiah 54 in the BOHCV

Isaiah 54 in the BOHLNT

Isaiah 54 in the BOHNTLTAL

Isaiah 54 in the BOICB

Isaiah 54 in the BOILNTAP

Isaiah 54 in the BOITCV

Isaiah 54 in the BOKCV

Isaiah 54 in the BOKCV2

Isaiah 54 in the BOKHWOG

Isaiah 54 in the BOKSSV

Isaiah 54 in the BOLCB

Isaiah 54 in the BOLCB2

Isaiah 54 in the BOMCV

Isaiah 54 in the BONAV

Isaiah 54 in the BONCB

Isaiah 54 in the BONLT

Isaiah 54 in the BONUT2

Isaiah 54 in the BOPLNT

Isaiah 54 in the BOSNC

Isaiah 54 in the BOTLNT

Isaiah 54 in the BOVCB

Isaiah 54 in the BOYCB

Isaiah 54 in the BPBB

Isaiah 54 in the BPH

Isaiah 54 in the BSB

Isaiah 54 in the CCB

Isaiah 54 in the CUV

Isaiah 54 in the CUVS

Isaiah 54 in the DBT

Isaiah 54 in the DGDNT

Isaiah 54 in the DHNT

Isaiah 54 in the DNT

Isaiah 54 in the ELBE

Isaiah 54 in the EMTV

Isaiah 54 in the ESV

Isaiah 54 in the FBV

Isaiah 54 in the FEB

Isaiah 54 in the GGMNT

Isaiah 54 in the GNT

Isaiah 54 in the HARY

Isaiah 54 in the HNT

Isaiah 54 in the IRVA

Isaiah 54 in the IRVB

Isaiah 54 in the IRVG

Isaiah 54 in the IRVH

Isaiah 54 in the IRVK

Isaiah 54 in the IRVM

Isaiah 54 in the IRVM2

Isaiah 54 in the IRVO

Isaiah 54 in the IRVP

Isaiah 54 in the IRVT

Isaiah 54 in the IRVT2

Isaiah 54 in the IRVU

Isaiah 54 in the ISVN

Isaiah 54 in the JSNT

Isaiah 54 in the KAPI

Isaiah 54 in the KBT1ETNIK

Isaiah 54 in the KBV

Isaiah 54 in the KJV

Isaiah 54 in the KNFD

Isaiah 54 in the LBA

Isaiah 54 in the LBLA

Isaiah 54 in the LNT

Isaiah 54 in the LSV

Isaiah 54 in the MAAL

Isaiah 54 in the MBV

Isaiah 54 in the MBV2

Isaiah 54 in the MHNT

Isaiah 54 in the MKNFD

Isaiah 54 in the MNG

Isaiah 54 in the MNT

Isaiah 54 in the MNT2

Isaiah 54 in the MRS1T

Isaiah 54 in the NAA

Isaiah 54 in the NASB

Isaiah 54 in the NBLA

Isaiah 54 in the NBS

Isaiah 54 in the NBVTP

Isaiah 54 in the NET2

Isaiah 54 in the NIV11

Isaiah 54 in the NNT

Isaiah 54 in the NNT2

Isaiah 54 in the NNT3

Isaiah 54 in the PDDPT

Isaiah 54 in the PFNT

Isaiah 54 in the RMNT

Isaiah 54 in the SBIAS

Isaiah 54 in the SBIBS

Isaiah 54 in the SBIBS2

Isaiah 54 in the SBICS

Isaiah 54 in the SBIDS

Isaiah 54 in the SBIGS

Isaiah 54 in the SBIHS

Isaiah 54 in the SBIIS

Isaiah 54 in the SBIIS2

Isaiah 54 in the SBIIS3

Isaiah 54 in the SBIKS

Isaiah 54 in the SBIKS2

Isaiah 54 in the SBIMS

Isaiah 54 in the SBIOS

Isaiah 54 in the SBIPS

Isaiah 54 in the SBISS

Isaiah 54 in the SBITS

Isaiah 54 in the SBITS2

Isaiah 54 in the SBITS3

Isaiah 54 in the SBITS4

Isaiah 54 in the SBIUS

Isaiah 54 in the SBIVS

Isaiah 54 in the SBT

Isaiah 54 in the SBT1E

Isaiah 54 in the SCHL

Isaiah 54 in the SNT

Isaiah 54 in the SUSU

Isaiah 54 in the SUSU2

Isaiah 54 in the SYNO

Isaiah 54 in the TBIAOTANT

Isaiah 54 in the TBT1E

Isaiah 54 in the TBT1E2

Isaiah 54 in the TFTIP

Isaiah 54 in the TFTU

Isaiah 54 in the TGNTATF3T

Isaiah 54 in the THAI

Isaiah 54 in the TNFD

Isaiah 54 in the TNT

Isaiah 54 in the TNTIK

Isaiah 54 in the TNTIL

Isaiah 54 in the TNTIN

Isaiah 54 in the TNTIP

Isaiah 54 in the TNTIZ

Isaiah 54 in the TOMA

Isaiah 54 in the TTENT

Isaiah 54 in the UBG

Isaiah 54 in the UGV

Isaiah 54 in the UGV2

Isaiah 54 in the UGV3

Isaiah 54 in the VBL

Isaiah 54 in the VDCC

Isaiah 54 in the YALU

Isaiah 54 in the YAPE

Isaiah 54 in the YBVTP

Isaiah 54 in the ZBP