Jeremiah 8 (BOSCB)
1 “ ‘Panguva iyoyo, ndizvo zvinotaura Jehovha, mapfupa amadzimambo namachinda eJudha, namapfupa avaprista navaprofita, uye mapfupa avanhu veJerusarema, achabviswa kubva mumakuva avo. 2 Achava pamhene agorohwa nezuva uye achavhenekwa nomwedzi nenyeredzi dzose dzedenga, zvavakada vakazvishumira vakazvitevera uye vakabvunza kwazviri, vakazvinamata. Haangaunganidzwi kana kuvigwa, asi achafanana nomupfudze uri panyika. 3 Kwose zvako kwandichavadzingira, vakasara vose vorudzi urwu rwakaipa, vachademba rufu pachinzvimbo choupenyu, ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose.’ 4 “Uti kwavari, ‘Zvanzi naJehovha:“ ‘Vanhu pavanowira pasi, havamukizve here?Munhu akange ambotsauka, haadzokizve here? 5 Zvino nemhaka yei ava vadzokera shure?Nemhaka yei Jerusarema richingogara richitsauka?Vanobatirira pakunyengera,vanoramba kudzoka. 6 Ndakanyatsoteereresa,asi ivo havambotauri zvakarurama.Hakuna anotendeuka pane zvakaipa zvake achiti,“Ndaiteiko?”Mumwe nomumwe anongotevedza nzira yakesebhiza rinomhanyira kurwa hondo. 7 Kunyange shohori riri mudengarinoziva nguva dzaro dzakatarwa,uye njiva, nenyenganyenga nekondozvinocherechedza nguva yazvo yokutama.Asi vanhu vangu havazivizvinodikanwa naJehovha. 8 “ ‘Munoreva seiko muchiti, “Takachenjera,nokuti tino murayiro waJehovha,”asi zvirokwazvo chinyoreso chenhema chavanyorichakanyora nhema? 9 Vakachenjera vachanyadziswa,vachavhunduka uye vachabatwa.Sezvo vakaramba shoko raJehovha,kuchenjera kwavanako kwakadiniko? 10 Naizvozvo ndichapa vakadzi vavo kuna vamwe varume,neminda yavo kuvaridzi vatsva.Kubva kumuduku kusvikira kumukuru vosevanokarira pfuma;vaprofita navaprista saizvozvo,vose vanoita nokunyengera. 11 Vanosunga vanga ravanhu vangusokunge duku duku.Vanoti, “Rugare, rugare,”ipo pasina rugare. 12 Ko, vanonyadziswa netsika dzavo dzinonyangadza here?Kwete, havana kana nyadzi zvachose;havambozivi kuti zvinonyadzisa sei.Saka vachawa pakati pavakawa;vachaderedzwa pavacharangwa,ndizvo zvinotaura Jehovha. 13 “ ‘Ndichavatorera zvavakakohwa,ndizvo zvinotaura Jehovha.Hapangazovi namazambiringa pamuzambiringa.Hakungazovi namaonde pamuti womuonde,uye mashizha azvo achaoma.Zvandakavapavachazvitorerwa.’ ” 14 “Ko, takagarireiko pano?Unganai pamwe chete!Ngatitizirei kumaguta akakomberedzwatindofira ikoko!Nokuti Jehovha Mwari wedu atitongera kufa,nokuti akatipa mvura ino muchetura kuti tinwe,nokuti takamutadzira. 15 Takanga takatarisira rugareasi hakuna chakanaka chakauya;takatarisira kuporeswaasi paingova nokuvhundutswa. 16 Kufemedzeka kwamabhiza omuvengikunonzwika kuchibva kuDhani;panorira makono awonyika yose inodedera.Auya kuzoparadzanyika nezvose zviri mairi,guta navose vanogara imomo.” 17 “Tarirai ndichatumira nyoka dzino uturu pakati penyu,mvumbi dzicharamba kuimbirwa,uye dzichakurumai,”ndizvo zvinotaura Jehovha. 18 Haiwa, Munyaradzi wangu, pakuchema kwangu,mwoyo wangu woziya mukati mangu. 19 Inzwai kuchema kwavanhu vangukunobva kunyika iri kure kure:“Ko, Jehovha haazi muZioni here?Mambo waro haachimo here?” “Vakanditsamwisireiko nezvifananidzo zvavo,nezvifananidzo zvavo zvavatorwa zvisingabatsiri?” 20 “Kucheka kwapfuura,zhizha rapera,asi tigere kuponeswa.” 21 Sezvo vanhu vangu vapwanyiwa, neniwo ndapwanyiwa;ndiri kuchema, uye ndiri kutya zvikuru. 22 Ko, muGireadhi hamuna muti webharisamu here?Hakuna murapi ikoko here?Seiko zvino rondaravanhu vangu risina kurapwa?
In Other Versions
Jeremiah 8 in the ANGEFD
Jeremiah 8 in the ANTPNG2D
Jeremiah 8 in the AS21
Jeremiah 8 in the BAGH
Jeremiah 8 in the BBPNG
Jeremiah 8 in the BBT1E
Jeremiah 8 in the BDS
Jeremiah 8 in the BEV
Jeremiah 8 in the BHAD
Jeremiah 8 in the BIB
Jeremiah 8 in the BLPT
Jeremiah 8 in the BNT
Jeremiah 8 in the BNTABOOT
Jeremiah 8 in the BNTLV
Jeremiah 8 in the BOATCB
Jeremiah 8 in the BOATCB2
Jeremiah 8 in the BOBCV
Jeremiah 8 in the BOCNT
Jeremiah 8 in the BOECS
Jeremiah 8 in the BOGWICC
Jeremiah 8 in the BOHCB
Jeremiah 8 in the BOHCV
Jeremiah 8 in the BOHLNT
Jeremiah 8 in the BOHNTLTAL
Jeremiah 8 in the BOICB
Jeremiah 8 in the BOILNTAP
Jeremiah 8 in the BOITCV
Jeremiah 8 in the BOKCV
Jeremiah 8 in the BOKCV2
Jeremiah 8 in the BOKHWOG
Jeremiah 8 in the BOKSSV
Jeremiah 8 in the BOLCB
Jeremiah 8 in the BOLCB2
Jeremiah 8 in the BOMCV
Jeremiah 8 in the BONAV
Jeremiah 8 in the BONCB
Jeremiah 8 in the BONLT
Jeremiah 8 in the BONUT2
Jeremiah 8 in the BOPLNT
Jeremiah 8 in the BOSNC
Jeremiah 8 in the BOTLNT
Jeremiah 8 in the BOVCB
Jeremiah 8 in the BOYCB
Jeremiah 8 in the BPBB
Jeremiah 8 in the BPH
Jeremiah 8 in the BSB
Jeremiah 8 in the CCB
Jeremiah 8 in the CUV
Jeremiah 8 in the CUVS
Jeremiah 8 in the DBT
Jeremiah 8 in the DGDNT
Jeremiah 8 in the DHNT
Jeremiah 8 in the DNT
Jeremiah 8 in the ELBE
Jeremiah 8 in the EMTV
Jeremiah 8 in the ESV
Jeremiah 8 in the FBV
Jeremiah 8 in the FEB
Jeremiah 8 in the GGMNT
Jeremiah 8 in the GNT
Jeremiah 8 in the HARY
Jeremiah 8 in the HNT
Jeremiah 8 in the IRVA
Jeremiah 8 in the IRVB
Jeremiah 8 in the IRVG
Jeremiah 8 in the IRVH
Jeremiah 8 in the IRVK
Jeremiah 8 in the IRVM
Jeremiah 8 in the IRVM2
Jeremiah 8 in the IRVO
Jeremiah 8 in the IRVP
Jeremiah 8 in the IRVT
Jeremiah 8 in the IRVT2
Jeremiah 8 in the IRVU
Jeremiah 8 in the ISVN
Jeremiah 8 in the JSNT
Jeremiah 8 in the KAPI
Jeremiah 8 in the KBT1ETNIK
Jeremiah 8 in the KBV
Jeremiah 8 in the KJV
Jeremiah 8 in the KNFD
Jeremiah 8 in the LBA
Jeremiah 8 in the LBLA
Jeremiah 8 in the LNT
Jeremiah 8 in the LSV
Jeremiah 8 in the MAAL
Jeremiah 8 in the MBV
Jeremiah 8 in the MBV2
Jeremiah 8 in the MHNT
Jeremiah 8 in the MKNFD
Jeremiah 8 in the MNG
Jeremiah 8 in the MNT
Jeremiah 8 in the MNT2
Jeremiah 8 in the MRS1T
Jeremiah 8 in the NAA
Jeremiah 8 in the NASB
Jeremiah 8 in the NBLA
Jeremiah 8 in the NBS
Jeremiah 8 in the NBVTP
Jeremiah 8 in the NET2
Jeremiah 8 in the NIV11
Jeremiah 8 in the NNT
Jeremiah 8 in the NNT2
Jeremiah 8 in the NNT3
Jeremiah 8 in the PDDPT
Jeremiah 8 in the PFNT
Jeremiah 8 in the RMNT
Jeremiah 8 in the SBIAS
Jeremiah 8 in the SBIBS
Jeremiah 8 in the SBIBS2
Jeremiah 8 in the SBICS
Jeremiah 8 in the SBIDS
Jeremiah 8 in the SBIGS
Jeremiah 8 in the SBIHS
Jeremiah 8 in the SBIIS
Jeremiah 8 in the SBIIS2
Jeremiah 8 in the SBIIS3
Jeremiah 8 in the SBIKS
Jeremiah 8 in the SBIKS2
Jeremiah 8 in the SBIMS
Jeremiah 8 in the SBIOS
Jeremiah 8 in the SBIPS
Jeremiah 8 in the SBISS
Jeremiah 8 in the SBITS
Jeremiah 8 in the SBITS2
Jeremiah 8 in the SBITS3
Jeremiah 8 in the SBITS4
Jeremiah 8 in the SBIUS
Jeremiah 8 in the SBIVS
Jeremiah 8 in the SBT
Jeremiah 8 in the SBT1E
Jeremiah 8 in the SCHL
Jeremiah 8 in the SNT
Jeremiah 8 in the SUSU
Jeremiah 8 in the SUSU2
Jeremiah 8 in the SYNO
Jeremiah 8 in the TBIAOTANT
Jeremiah 8 in the TBT1E
Jeremiah 8 in the TBT1E2
Jeremiah 8 in the TFTIP
Jeremiah 8 in the TFTU
Jeremiah 8 in the TGNTATF3T
Jeremiah 8 in the THAI
Jeremiah 8 in the TNFD
Jeremiah 8 in the TNT
Jeremiah 8 in the TNTIK
Jeremiah 8 in the TNTIL
Jeremiah 8 in the TNTIN
Jeremiah 8 in the TNTIP
Jeremiah 8 in the TNTIZ
Jeremiah 8 in the TOMA
Jeremiah 8 in the TTENT
Jeremiah 8 in the UBG
Jeremiah 8 in the UGV
Jeremiah 8 in the UGV2
Jeremiah 8 in the UGV3
Jeremiah 8 in the VBL
Jeremiah 8 in the VDCC
Jeremiah 8 in the YALU
Jeremiah 8 in the YAPE
Jeremiah 8 in the YBVTP
Jeremiah 8 in the ZBP