Lamentations 3 (BOSCB)

1 Ndini munhu akaona kutambudzikaneshamhu yehasha dzake. 2 Akandidzingira kure akaita kuti ndifambemurima panzvimbo yomuchiedza; 3 zvirokwazvo, akashandura ruoko rwake kuti rundirwisenguva nenguva, zuva rose. 4 Akasakadza ganda rangu nenyama yanguuye akavhuna mapfupa angu. 5 Akandikomba akandipoteredzaneshungu nokurwadziswa. 6 Akandigarisa murimasavanhu vakafa kare kare. 7 Akandipfigira kuti ndisapunyuka,akandiremedza nengetani. 8 Kunyange ndikadana kana kuridza mhere kuti ndibatsirwe,anopfigira munyengetero wangu kunze. 9 Akadzivira nzira yangu namatombo;akaminamisa nzira dzangu. 10 Sebere rakavandira,seshumba yakavanda, 11 akandikwekweredza kubva munzira uye akandibvarura-bvaruraakandisiya ndisina mubatsiri. 12 Akawembura uta hwakeakandiita chinhu chinonangwa nemiseve yake. 13 Akabaya mwoyo wangunemiseve yaibva mugoba rake. 14 Ndakava chiseko chavanhu vangu vose;vakandihomera nenziyo pazuva rose. 15 Akandigutsa nemiriwo inovava,uye akandinwisa nduru. 16 Akagura mazino angu nerukangarabwe;akanditsokodzera muguruva. 17 Ndakatorerwa rugare;ndakakanganwa kuti kubudirira chii. 18 Naizvozvo ndinoti, “Kubwinya kwangu kwaenda,uye nezvose zvandanga ndakatarisira kuna Jehovha.” 19 Ndinorangarira kutambudzika kwangu nokudzungaira kwangu,kurwadziwa uye nenduru. 20 Ndinozvirangarira kwazvo,uye mweya wangu wasuruvara mukati mangu. 21 Asi izvi ndinozvirangarira mupfungwauye naizvozvo ndine tariro: 22 Nokuda kwerudo rukuru rwaJehovha, hatina kuparadzwa,nokuti tsitsi dzake hadzitongoperi. 23 Itsva mangwanani oga oga,kutendeka kwenyu kukuru. 24 Ndinoti kumwoyo wangu, “Jehovha ndiye mugove wangu;naizvozvo ndichamumirira.” 25 Jehovha akanaka kuna avo vanovimba naye,kumunhu anomutsvaka; 26 chinhu chakanaka kumiriraruponeso rwaJehovha unyerere. 27 Chinhu chakanaka kuti munhu atakure jokoachiri mudiki. 28 Ngaagare ari oga anyerere,nokuti Jehovha ndiye akariturika paari. 29 Ngaavige chiso chake muguruva,zvimwe tariro ichiripo. 30 Ngaape dama rake kumunhu anomurova,uye ngaazadzwe nenyadzi. 31 Nokuti vanhu havangaraswinaIshe nokusingaperi. 32 Kunyange achiuyisa kusuwa, achanzwira hake tsitsi,rukuru sei rudo rwake rusingaperi. 33 Nokuti haafariri kuuyisa kurwadziwakana kusuwa kuvana vavanhu. 34 Kutsikira pasi petsokavasungwa vose venyika, 35 kurambira munhu kodzero yakepamberi peWokumusoro-soro, 36 kutadzisa munhu kuwana kururamisirwa kwakeko, Ishe haangaoni zvinhu zvakadai here? 37 Ndiani angataura akaita kuti zviitikekana Ishe asina kuzvirayira? 38 Ko, hazvibvi mumuromo weWokumusoro-soro herezvose zvakaipa nezvinhu zvakanaka zvinouya? 39 Ko, munhu mupenyu anonyunyutireikana arangwa nokuda kwezvivi zvake? 40 Ngatinzverei nzira dzedu uye ngatidziedzei,uyewo ngatidzokerei kuna Jehovha. 41 Ngatisimudzei mwoyo yedu namaoko edukuna Mwari ari kudenga, tigoti: 42 “Takatadza uye takakumukiraiuye imi hamuna kukanganwira. 43 “Makazvifukidza nokutsamwa mukatidzingirira;makauraya musinganzwiri ngoni. 44 Makazvifukidza negorekuti kurege kuva nomunyengetero ungasvikako. 45 Makatiita marara netsvinapakati pendudzi. 46 “Vavengi vedu vose vakashama miromo yavokwazvo kuti vatituke. 47 Takawirwa nokutya uye takateyiwa nehunza,kuparara nokuparadzwa kukuru.” 48 Hova dzemisodzi dzinoyerera kubva mumaziso angu,nokuti vanhu vangu vaparadzwa. 49 Meso angu acharamba achiyerera misodzi,pasina zvinoyamura, 50 kusvikira Jehovha aringira pasikubva kudenga akaona. 51 Zvandinoona zvinochemedza mweya wangu,nokuda kwavakadzi vose veguta rangu. 52 Avo vakanga vari vavengi vangu ini pasina chikonzerovakandivhima seshiri. 53 Vakaedza kundiuraya mugombauye vakapotsera matombo kwandiri; 54 mvura zhinji yakafukidza musoro wangu,uye ndakafunga kuti ndava pedyo nokufa. 55 Ndakadana zita renyu, imi Jehovha,ndiri mugomba rakadzika. 56 Makanzwa kukumbira kwangu: “Regai kudzivira nzeve dzenyupandinochemera rubatsiro.” 57 Makaswedera pedyo pandakakudanai,mukati, “Usatya.” 58 Haiwa Ishe, makandireverera mhaka yangu;makadzikinura upenyu hwangu. 59 Makaona imi Jehovha, zvakaipa zvandakaitirwa.Nditongerei mhaka yangu! 60 Makaona udzamu hwokutsva kwavo,idzo rangano dzavo dzose pamusoro pangu. 61 Haiwa Jehovha, makanzwa kutuka kwavo,idzo rangano dzavo dzose pamusoro pangu, 62 dzinozevezerwa nokungurumwa navavengi vangupamusoro pangu zuva rose. 63 Tarirai kwavari! Vakagara kana kumira,vanondituka nenziyo dzavo. 64 Varipidzirei zvakavafanira, imi Jehovha,zvakaitwa namaoko avo. 65 Isai chidziro pamwoyo yavo,uye kutuka kwenyu ngakuve pamusoro pavo! 66 Vadzinganisei makatsamwa muvaparadze,vabve pasi pamatenga aJehovha.

In Other Versions

Lamentations 3 in the ANGEFD

Lamentations 3 in the ANTPNG2D

Lamentations 3 in the AS21

Lamentations 3 in the BAGH

Lamentations 3 in the BBPNG

Lamentations 3 in the BBT1E

Lamentations 3 in the BDS

Lamentations 3 in the BEV

Lamentations 3 in the BHAD

Lamentations 3 in the BIB

Lamentations 3 in the BLPT

Lamentations 3 in the BNT

Lamentations 3 in the BNTABOOT

Lamentations 3 in the BNTLV

Lamentations 3 in the BOATCB

Lamentations 3 in the BOATCB2

Lamentations 3 in the BOBCV

Lamentations 3 in the BOCNT

Lamentations 3 in the BOECS

Lamentations 3 in the BOGWICC

Lamentations 3 in the BOHCB

Lamentations 3 in the BOHCV

Lamentations 3 in the BOHLNT

Lamentations 3 in the BOHNTLTAL

Lamentations 3 in the BOICB

Lamentations 3 in the BOILNTAP

Lamentations 3 in the BOITCV

Lamentations 3 in the BOKCV

Lamentations 3 in the BOKCV2

Lamentations 3 in the BOKHWOG

Lamentations 3 in the BOKSSV

Lamentations 3 in the BOLCB

Lamentations 3 in the BOLCB2

Lamentations 3 in the BOMCV

Lamentations 3 in the BONAV

Lamentations 3 in the BONCB

Lamentations 3 in the BONLT

Lamentations 3 in the BONUT2

Lamentations 3 in the BOPLNT

Lamentations 3 in the BOSNC

Lamentations 3 in the BOTLNT

Lamentations 3 in the BOVCB

Lamentations 3 in the BOYCB

Lamentations 3 in the BPBB

Lamentations 3 in the BPH

Lamentations 3 in the BSB

Lamentations 3 in the CCB

Lamentations 3 in the CUV

Lamentations 3 in the CUVS

Lamentations 3 in the DBT

Lamentations 3 in the DGDNT

Lamentations 3 in the DHNT

Lamentations 3 in the DNT

Lamentations 3 in the ELBE

Lamentations 3 in the EMTV

Lamentations 3 in the ESV

Lamentations 3 in the FBV

Lamentations 3 in the FEB

Lamentations 3 in the GGMNT

Lamentations 3 in the GNT

Lamentations 3 in the HARY

Lamentations 3 in the HNT

Lamentations 3 in the IRVA

Lamentations 3 in the IRVB

Lamentations 3 in the IRVG

Lamentations 3 in the IRVH

Lamentations 3 in the IRVK

Lamentations 3 in the IRVM

Lamentations 3 in the IRVM2

Lamentations 3 in the IRVO

Lamentations 3 in the IRVP

Lamentations 3 in the IRVT

Lamentations 3 in the IRVT2

Lamentations 3 in the IRVU

Lamentations 3 in the ISVN

Lamentations 3 in the JSNT

Lamentations 3 in the KAPI

Lamentations 3 in the KBT1ETNIK

Lamentations 3 in the KBV

Lamentations 3 in the KJV

Lamentations 3 in the KNFD

Lamentations 3 in the LBA

Lamentations 3 in the LBLA

Lamentations 3 in the LNT

Lamentations 3 in the LSV

Lamentations 3 in the MAAL

Lamentations 3 in the MBV

Lamentations 3 in the MBV2

Lamentations 3 in the MHNT

Lamentations 3 in the MKNFD

Lamentations 3 in the MNG

Lamentations 3 in the MNT

Lamentations 3 in the MNT2

Lamentations 3 in the MRS1T

Lamentations 3 in the NAA

Lamentations 3 in the NASB

Lamentations 3 in the NBLA

Lamentations 3 in the NBS

Lamentations 3 in the NBVTP

Lamentations 3 in the NET2

Lamentations 3 in the NIV11

Lamentations 3 in the NNT

Lamentations 3 in the NNT2

Lamentations 3 in the NNT3

Lamentations 3 in the PDDPT

Lamentations 3 in the PFNT

Lamentations 3 in the RMNT

Lamentations 3 in the SBIAS

Lamentations 3 in the SBIBS

Lamentations 3 in the SBIBS2

Lamentations 3 in the SBICS

Lamentations 3 in the SBIDS

Lamentations 3 in the SBIGS

Lamentations 3 in the SBIHS

Lamentations 3 in the SBIIS

Lamentations 3 in the SBIIS2

Lamentations 3 in the SBIIS3

Lamentations 3 in the SBIKS

Lamentations 3 in the SBIKS2

Lamentations 3 in the SBIMS

Lamentations 3 in the SBIOS

Lamentations 3 in the SBIPS

Lamentations 3 in the SBISS

Lamentations 3 in the SBITS

Lamentations 3 in the SBITS2

Lamentations 3 in the SBITS3

Lamentations 3 in the SBITS4

Lamentations 3 in the SBIUS

Lamentations 3 in the SBIVS

Lamentations 3 in the SBT

Lamentations 3 in the SBT1E

Lamentations 3 in the SCHL

Lamentations 3 in the SNT

Lamentations 3 in the SUSU

Lamentations 3 in the SUSU2

Lamentations 3 in the SYNO

Lamentations 3 in the TBIAOTANT

Lamentations 3 in the TBT1E

Lamentations 3 in the TBT1E2

Lamentations 3 in the TFTIP

Lamentations 3 in the TFTU

Lamentations 3 in the TGNTATF3T

Lamentations 3 in the THAI

Lamentations 3 in the TNFD

Lamentations 3 in the TNT

Lamentations 3 in the TNTIK

Lamentations 3 in the TNTIL

Lamentations 3 in the TNTIN

Lamentations 3 in the TNTIP

Lamentations 3 in the TNTIZ

Lamentations 3 in the TOMA

Lamentations 3 in the TTENT

Lamentations 3 in the UBG

Lamentations 3 in the UGV

Lamentations 3 in the UGV2

Lamentations 3 in the UGV3

Lamentations 3 in the VBL

Lamentations 3 in the VDCC

Lamentations 3 in the YALU

Lamentations 3 in the YAPE

Lamentations 3 in the YBVTP

Lamentations 3 in the ZBP