Revelation 7 (BOSCB)
1 Shure kwaizvozvi, ndakaona vatumwa vana vamire pamakona mana enyika, vakabata mhepo ina dzenyika kuti vadzivise mhepo ipi zvayo kuvhuvhuta panyika kana pamusoro pegungwa kana pamuti upi zvawo. 2 Ipapo ndakaona mumwe mutumwa achibva kumabvazuva, ane chisimbiso chaMwari mupenyu. Akadanidzira nenzwi guru kuvatumwa vana vakanga vapiwa simba rokuti vatadzire nyika negungwa akati: 3 “Musatadzira nyika kana gungwa kana miti kusvikira taisa chisimbiso pahuma dzavaranda vaMwari.” 4 Ipapo ndakanzwa kuwanda kwaavo vakanga vaiswa chisimbiso: zviuru zana namakumi mana nezvina, kubva kumarudzi ose avaIsraeri. 5 Kubva kurudzi rwaJudha, zviuru gumi nezviviri vakaiswa chisimbiso,kubva kurudzi rwaRubheni, zviuru gumi nezviviri,kubva kurudzi rwaGadhi, zviuru gumi nezviviri, 6 kubva kurudzi rwaAsheri, zviuru gumi nezviviri,kubva kurudzi rwaNafutari, zviuru gumi nezviviri,kubva kurudzi rwaManase, zviuru gumi nezviviri, 7 kubva kurudzi rwaSimeoni, zviuru gumi nezviviri,kubva kurudzi rwaRevhi, zviuru gumi nezviviri,kubva kurudzi rwaIsakari, zviuru gumi nezviviri, 8 kubva kurudzi rwaZebhuruni, zviuru gumi nezviviri,kubva kurudzi rwaJosefa zviuru gumi nezviviri,kubva kurudzi rwaBhenjamini zviuru gumi nezviviri. 9 Shure kwaizvozvi ndakatarira uye ndikaona ipapo pamberi pangu vazhinji zhinji vakanga vasingagoni kuverengwa, vaibva kundudzi dzose, nokumarudzi ose, navanhu vemitauro yose, vamire pamberi pechigaro choushe napamberi peGwayana. Vakanga vakapfeka nguo chena uye vakabata matavi emichindwe mumaoko avo. 10 Uye vakadanidzira nenzwi guru vachiti:“Ruponeso ndorwaMwari wedu,anogara pachigaro choushe,uye ndorweGwayana.” 11 Vatumwa vose vakanga vamire vakakomberedza chigaro choushe uye vakakomberedza vakuru nezvisikwa zvipenyu zvina. Vakawira pasi nezviso zvavo pamberi pechigaro choushe vakanamata Mwari, 12 vachiti:“Ameni!Kurumbidzwa nokubwinyanouchenjeri nokuvonga nokukudzwanoushe nesimbangazvive kuna Mwari wedu nokusingaperi-peri.Ameni!” 13 Ipapo mumwe wavakuru akandibvunza akati, “Ava vakapfeka nguo chena, ndivanaaniko, uye vakabvepi?” 14 Ndakapindura ndikati, “Ishe, imi munoziva.”Uye iye akati, “Ava ndivo vaya vakabuda mukutambudzika kukuru; vakasuka nguo dzavo vakadzichenesa muropa reGwayana. 15 Naizvozvo,“vari pamberi pechigaro chaMwariuye vanomushumira masikati nousiku mutemberi yake;uye iye anogara pachigaro choushe achatambanudza tende rake pamusoro pavo. 16 Havachazoziyi nenzara zvakare;havachazonzwi nyota zvakare.Havachazopiswi nezuva,kana nokupisa kupi zvako. 17 Nokuti Gwayana riri pakati pechigaro choushe richava mufudzi wavo;richavatungamirira kumatsime emvura mhenyu.Uye Mwari achapukuta misodzi yose pameso avo.”
In Other Versions
Revelation 7 in the ANGEFD
Revelation 7 in the ANTPNG2D
Revelation 7 in the AS21
Revelation 7 in the BAGH
Revelation 7 in the BBPNG
Revelation 7 in the BBT1E
Revelation 7 in the BDS
Revelation 7 in the BEV
Revelation 7 in the BHAD
Revelation 7 in the BIB
Revelation 7 in the BLPT
Revelation 7 in the BNT
Revelation 7 in the BNTABOOT
Revelation 7 in the BNTLV
Revelation 7 in the BOATCB
Revelation 7 in the BOATCB2
Revelation 7 in the BOBCV
Revelation 7 in the BOCNT
Revelation 7 in the BOECS
Revelation 7 in the BOGWICC
Revelation 7 in the BOHCB
Revelation 7 in the BOHCV
Revelation 7 in the BOHLNT
Revelation 7 in the BOHNTLTAL
Revelation 7 in the BOICB
Revelation 7 in the BOILNTAP
Revelation 7 in the BOITCV
Revelation 7 in the BOKCV
Revelation 7 in the BOKCV2
Revelation 7 in the BOKHWOG
Revelation 7 in the BOKSSV
Revelation 7 in the BOLCB
Revelation 7 in the BOLCB2
Revelation 7 in the BOMCV
Revelation 7 in the BONAV
Revelation 7 in the BONCB
Revelation 7 in the BONLT
Revelation 7 in the BONUT2
Revelation 7 in the BOPLNT
Revelation 7 in the BOSNC
Revelation 7 in the BOTLNT
Revelation 7 in the BOVCB
Revelation 7 in the BOYCB
Revelation 7 in the BPBB
Revelation 7 in the BPH
Revelation 7 in the BSB
Revelation 7 in the CCB
Revelation 7 in the CUV
Revelation 7 in the CUVS
Revelation 7 in the DBT
Revelation 7 in the DGDNT
Revelation 7 in the DHNT
Revelation 7 in the DNT
Revelation 7 in the ELBE
Revelation 7 in the EMTV
Revelation 7 in the ESV
Revelation 7 in the FBV
Revelation 7 in the FEB
Revelation 7 in the GGMNT
Revelation 7 in the GNT
Revelation 7 in the HARY
Revelation 7 in the HNT
Revelation 7 in the IRVA
Revelation 7 in the IRVB
Revelation 7 in the IRVG
Revelation 7 in the IRVH
Revelation 7 in the IRVK
Revelation 7 in the IRVM
Revelation 7 in the IRVM2
Revelation 7 in the IRVO
Revelation 7 in the IRVP
Revelation 7 in the IRVT
Revelation 7 in the IRVT2
Revelation 7 in the IRVU
Revelation 7 in the ISVN
Revelation 7 in the JSNT
Revelation 7 in the KAPI
Revelation 7 in the KBT1ETNIK
Revelation 7 in the KBV
Revelation 7 in the KJV
Revelation 7 in the KNFD
Revelation 7 in the LBA
Revelation 7 in the LBLA
Revelation 7 in the LNT
Revelation 7 in the LSV
Revelation 7 in the MAAL
Revelation 7 in the MBV
Revelation 7 in the MBV2
Revelation 7 in the MHNT
Revelation 7 in the MKNFD
Revelation 7 in the MNG
Revelation 7 in the MNT
Revelation 7 in the MNT2
Revelation 7 in the MRS1T
Revelation 7 in the NAA
Revelation 7 in the NASB
Revelation 7 in the NBLA
Revelation 7 in the NBS
Revelation 7 in the NBVTP
Revelation 7 in the NET2
Revelation 7 in the NIV11
Revelation 7 in the NNT
Revelation 7 in the NNT2
Revelation 7 in the NNT3
Revelation 7 in the PDDPT
Revelation 7 in the PFNT
Revelation 7 in the RMNT
Revelation 7 in the SBIAS
Revelation 7 in the SBIBS
Revelation 7 in the SBIBS2
Revelation 7 in the SBICS
Revelation 7 in the SBIDS
Revelation 7 in the SBIGS
Revelation 7 in the SBIHS
Revelation 7 in the SBIIS
Revelation 7 in the SBIIS2
Revelation 7 in the SBIIS3
Revelation 7 in the SBIKS
Revelation 7 in the SBIKS2
Revelation 7 in the SBIMS
Revelation 7 in the SBIOS
Revelation 7 in the SBIPS
Revelation 7 in the SBISS
Revelation 7 in the SBITS
Revelation 7 in the SBITS2
Revelation 7 in the SBITS3
Revelation 7 in the SBITS4
Revelation 7 in the SBIUS
Revelation 7 in the SBIVS
Revelation 7 in the SBT
Revelation 7 in the SBT1E
Revelation 7 in the SCHL
Revelation 7 in the SNT
Revelation 7 in the SUSU
Revelation 7 in the SUSU2
Revelation 7 in the SYNO
Revelation 7 in the TBIAOTANT
Revelation 7 in the TBT1E
Revelation 7 in the TBT1E2
Revelation 7 in the TFTIP
Revelation 7 in the TFTU
Revelation 7 in the TGNTATF3T
Revelation 7 in the THAI
Revelation 7 in the TNFD
Revelation 7 in the TNT
Revelation 7 in the TNTIK
Revelation 7 in the TNTIL
Revelation 7 in the TNTIN
Revelation 7 in the TNTIP
Revelation 7 in the TNTIZ
Revelation 7 in the TOMA
Revelation 7 in the TTENT
Revelation 7 in the UBG
Revelation 7 in the UGV
Revelation 7 in the UGV2
Revelation 7 in the UGV3
Revelation 7 in the VBL
Revelation 7 in the VDCC
Revelation 7 in the YALU
Revelation 7 in the YAPE
Revelation 7 in the YBVTP
Revelation 7 in the ZBP