Joel 1 (BOSCB)
1 Shoko raJehovha rakasvika kuna Joere mwanakomana waPetueri. 2 Inzwai izvi, imi vakuru;teererai imi mose vagere munyika.Ko, zvakadai zvakamboitika here pamazuva enyu,kana pamazuva amadzitateguru enyu? 3 Zvinhu izvi zviudzei vana venyu,uye vana venyu ngavaudzewo vana vavo,vana vavowo vaudze chizvarwa chinotevera. 4 Zvakasiyiwa nefararira remhashuzvakadyiwa nemhashu dzemagutaguta;zvakasiyiwa nemhashu dzemagutagutazvakadyiwa negwatagwata;zvakasiyiwa negwatagwata zvakadyiwa nedzimwewo mhashu. 5 Mukai imi zvidhakwa, chemai!Ungudzai imi vanwi vewaini;ungudzai nokuda kwewaini itsva,nokuti yabvutwa pamiromo yenyu. 6 Rudzi rwarwisa nyika yangu,rune simba uye haruverengeki;rune meno eshumba nameno makuru eshumbakadzi. 7 Rwakaparadza mizambiringa yangu yose,rukaparadza mionde yangu yose.Rwakasvuura makwati ose emiti,rukaarasira kure,ndokusiya mapazi awo achena kuti mbe-e. 8 Chemai semhandara yakapfeka masagainochema murume wouduku hwayo. 9 Zvipiriso zvezviyo nezvipiriso zvokunwahazvichawanikwi muimba yaJehovha.Vaprista vari kuungudza, vaya vanoshumira pamberi paJehovha. 10 Minda yaparadzwa,pasi paoma;zviyo zvaparadzwa,waini itsva yapera,mafuta hakuchina. 11 Pererwai nezano, imi varimi,ungudzai, imi varimi vemizambiringa,chemerai gorosi nebhari,nokuti mukohwo weminda waparadzwa. 12 Muzambiringa waoma,uye muonde wasvava;mutamba, muchindwi nomuti womuapuro,miti yose yesango, yaoma.Zvirokwazvo, mufaro wavanhuwasvava. 13 Pfekai masaga mucheme, imi vaprista;ungudzai, imi munoshanda paaritari.Uyai muvate usiku hwose makapfeka masaga,imi munoshumira pamberi paMwari wangu;nokuti zvipiriso zvezviyo nezvokunwazvadziviswa muimba yaMwari wenyu. 14 Tsaurai nguva yokutsanya kutsvene;danai vanhu kuungano tsvene.Kokai vakurunavose vanogara munyikakuimba yaJehovha Mwari wedu,mugodana kuna Jehovha. 15 Rinotyisa sei zuva iro!Nokuti zuva raJehovha rava pedyo;richauya sokuparadza kunobva kuna Wamasimba Ose. 16 Ko, zvokudya hazvina kubviswa herepamberi pedu chaipo,mufaro nokufarisisakubva mumba maMwari wedu? 17 Mbeu dzinopetanadzisati dzamera pasi pevhu,matura aparara,tsapi dzaputswanokuti hapachina zviyo. 18 Mombe dzinogomera sei!Matanga emombe odzungairanokuda kwokushayiwa mafuro.Kunyange mapoka amakwai ari kutambudzika. 19 Haiwa Jehovha, ndinodana kwamuri,nokuti moto wapisa mafuro,uye mirazvo yemoto yapisa miti yose musango. 20 Kunyange mhuka dzesango dzinochema kwamuri;nokuti hova dzesango dzapwauye moto waparadza mafuro ose.
In Other Versions
Joel 1 in the ANGEFD
Joel 1 in the ANTPNG2D
Joel 1 in the AS21
Joel 1 in the BAGH
Joel 1 in the BBPNG
Joel 1 in the BBT1E
Joel 1 in the BDS
Joel 1 in the BEV
Joel 1 in the BHAD
Joel 1 in the BIB
Joel 1 in the BLPT
Joel 1 in the BNT
Joel 1 in the BNTABOOT
Joel 1 in the BNTLV
Joel 1 in the BOATCB
Joel 1 in the BOATCB2
Joel 1 in the BOBCV
Joel 1 in the BOCNT
Joel 1 in the BOECS
Joel 1 in the BOGWICC
Joel 1 in the BOHCB
Joel 1 in the BOHCV
Joel 1 in the BOHLNT
Joel 1 in the BOHNTLTAL
Joel 1 in the BOICB
Joel 1 in the BOILNTAP
Joel 1 in the BOITCV
Joel 1 in the BOKCV
Joel 1 in the BOKCV2
Joel 1 in the BOKHWOG
Joel 1 in the BOKSSV
Joel 1 in the BOLCB
Joel 1 in the BOLCB2
Joel 1 in the BOMCV
Joel 1 in the BONAV
Joel 1 in the BONCB
Joel 1 in the BONLT
Joel 1 in the BONUT2
Joel 1 in the BOPLNT
Joel 1 in the BOSNC
Joel 1 in the BOTLNT
Joel 1 in the BOVCB
Joel 1 in the BOYCB
Joel 1 in the BPBB
Joel 1 in the BPH
Joel 1 in the BSB
Joel 1 in the CCB
Joel 1 in the CUV
Joel 1 in the CUVS
Joel 1 in the DBT
Joel 1 in the DGDNT
Joel 1 in the DHNT
Joel 1 in the DNT
Joel 1 in the ELBE
Joel 1 in the EMTV
Joel 1 in the ESV
Joel 1 in the FBV
Joel 1 in the FEB
Joel 1 in the GGMNT
Joel 1 in the GNT
Joel 1 in the HARY
Joel 1 in the HNT
Joel 1 in the IRVA
Joel 1 in the IRVB
Joel 1 in the IRVG
Joel 1 in the IRVH
Joel 1 in the IRVK
Joel 1 in the IRVM
Joel 1 in the IRVM2
Joel 1 in the IRVO
Joel 1 in the IRVP
Joel 1 in the IRVT
Joel 1 in the IRVT2
Joel 1 in the IRVU
Joel 1 in the ISVN
Joel 1 in the JSNT
Joel 1 in the KAPI
Joel 1 in the KBT1ETNIK
Joel 1 in the KBV
Joel 1 in the KJV
Joel 1 in the KNFD
Joel 1 in the LBA
Joel 1 in the LBLA
Joel 1 in the LNT
Joel 1 in the LSV
Joel 1 in the MAAL
Joel 1 in the MBV
Joel 1 in the MBV2
Joel 1 in the MHNT
Joel 1 in the MKNFD
Joel 1 in the MNG
Joel 1 in the MNT
Joel 1 in the MNT2
Joel 1 in the MRS1T
Joel 1 in the NAA
Joel 1 in the NASB
Joel 1 in the NBLA
Joel 1 in the NBS
Joel 1 in the NBVTP
Joel 1 in the NET2
Joel 1 in the NIV11
Joel 1 in the NNT
Joel 1 in the NNT2
Joel 1 in the NNT3
Joel 1 in the PDDPT
Joel 1 in the PFNT
Joel 1 in the RMNT
Joel 1 in the SBIAS
Joel 1 in the SBIBS
Joel 1 in the SBIBS2
Joel 1 in the SBICS
Joel 1 in the SBIDS
Joel 1 in the SBIGS
Joel 1 in the SBIHS
Joel 1 in the SBIIS
Joel 1 in the SBIIS2
Joel 1 in the SBIIS3
Joel 1 in the SBIKS
Joel 1 in the SBIKS2
Joel 1 in the SBIMS
Joel 1 in the SBIOS
Joel 1 in the SBIPS
Joel 1 in the SBISS
Joel 1 in the SBITS
Joel 1 in the SBITS2
Joel 1 in the SBITS3
Joel 1 in the SBITS4
Joel 1 in the SBIUS
Joel 1 in the SBIVS
Joel 1 in the SBT
Joel 1 in the SBT1E
Joel 1 in the SCHL
Joel 1 in the SNT
Joel 1 in the SUSU
Joel 1 in the SUSU2
Joel 1 in the SYNO
Joel 1 in the TBIAOTANT
Joel 1 in the TBT1E
Joel 1 in the TBT1E2
Joel 1 in the TFTIP
Joel 1 in the TFTU
Joel 1 in the TGNTATF3T
Joel 1 in the THAI
Joel 1 in the TNFD
Joel 1 in the TNT
Joel 1 in the TNTIK
Joel 1 in the TNTIL
Joel 1 in the TNTIN
Joel 1 in the TNTIP
Joel 1 in the TNTIZ
Joel 1 in the TOMA
Joel 1 in the TTENT
Joel 1 in the UBG
Joel 1 in the UGV
Joel 1 in the UGV2
Joel 1 in the UGV3
Joel 1 in the VBL
Joel 1 in the VDCC
Joel 1 in the YALU
Joel 1 in the YAPE
Joel 1 in the YBVTP
Joel 1 in the ZBP