Isaiah 65 (BOSCB)

1 “Ndakazviratidza kuna avo vasina kundibvunza;ndakawanikwa neavo vasina kunditsvaka.Kurudzi rwakanga rusina kudana kuzita rangundakati, ‘Ndiri pano, ndiri pano.’ 2 Zuva rose ndakatambanudzira maoko angukurudzi rwakasindimara,vanofamba munzira dzisina kunakavachitevera zvavanofunga, 3 vanhu vanogara vachindigumburaipo pamberi pangu chaipo,vachibayira zvibayiro pamapinduuye vachipisira zvinonhuhwira paaritari dzezvitinha; 4 vanogara pakati pamarindauye vanopedza usiku hwavo vachinyengetera vari munzira yakavanda:vanodya nyama yenguruve,uye hari dzavo dzine furo renyama yakasvibiswa; 5 vanoti, ‘Gara kure; usaswedera pedyo neni,nokuti ndiri mutsvene kupfuura iwe.’Vanhu vakadaro utsi mumhuno dzangu,moto unoramba uchipfuta zuva rose. 6 “Tarirai, zvakanyorwa pamberi pangu zvinoti:Handinganyarari asi ndicharipira zvakazara;ndichazviripa pamakumbo avo, 7 zvakaipa zvenyu nezvamadzibaba enyu,”ndizvo zvinotaura Jehovha.“Nokuti vakapisira zvibayiro pamusoro pezvikomo,ndichayera pamakumbo avomuripo wakazara wamabasa avo akare.” 8 Zvanzi naJehovha:“Sezvazvakangoita kana musvi uchiri kuwanikwa musumbu ramazambiringauye vanhu vachiti, ‘Musauparadza, muchine zvakanaka mauri,’saizvozvo ndizvo zvandichaitira varanda vangu;handingavaparadzi vose. 9 Ndichabudisa marudzi kuna Jakobho,uye nokubva kuna Judha avo vachatora makomo angu;vasanangurwa vangu vachagara nhaka,uye varanda vangu vachagara ikoko. 10 Sharoni richava mafuro amakwai,uye Mupata weAkori uchava uvato hwemombedzavanhu vangu vanonditsvaka. 11 “Asi kana murimi munosiya Jehovhauye munokanganwa gomo rangu dzvene,munowaridzira Rombo Rakanaka tafura,uye munozadza zvirongo newaini yakavhenganisirwa Magumo, 12 ndichakuendesai kumunondo,uye mose muchakotamira pasi kuti mubayiwe,nokuti ndakadana asi hamuna kudavira,ndakataura asi hamuna kuteerera.Makaita zvakaipa pamberi pangumukasarudza zvisingandifadzi.” 13 Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha:“Varanda vangu vachadya,asi imi muchanzwa nzara;varanda vangu vachanwa,asi imi muchava nenyota;varanda vangu vachafara,asi imi muchanyadziswa. 14 Varanda vangu vachaimba zvichibva mumufaro wemwoyo yavo,asi imi muchachema nokurwadziwa nemwoyouye muchaungudza mukupwanyika kwomweya. 15 Muchasiyira zita renyukuvasanangurwa vangu sechituko;Ishe Jehovha achakuurayai,asi achapa varanda vake rimwe zita. 16 Ani naani achati nyika iropafadzweachazviita naMwari wechokwadi;ani naani achaita mhiko munyikaachapika naMwari wechokwadi.Nokuti matambudziko akare achakanganwikwa,uye achavanzirwa meso angu. 17 “Tarirai, ndichasikamatenga matsva nenyika itsva.Zvinhu zvakare hazvichazorangarirwi,kana kuuya mundangariro. 18 Asi farai mupembere nokusingaperimune zvandichasika,nokuti ndichasika Jerusarema kuti rifadzeuye kuti vanhu varo vave mufaro. 19 Ndichapembera pamusoro peJerusarema,uye ndichafarira vanhu vangu;maungira okuchema kana kurirahaachazonzwikwazve imomo. 20 “Mariri hamungazovazvenomucheche achararama mazuva mashoma shoma,kana mutana asingasvitsi makore ake okurarama;uyo anofa ane zana ramakoreachangotorwa somujaya;uyo anotadza kusvika pazana ramakoreachatorwa sowakatukwa. 21 Vachavaka dzimba vagogara madziri;vachadyara mazambiringa vagodya michero yawo. 22 Havachazovakazve dzimba dzinozogarwa navamwe,kana kudyara vamwe vachizodya.Nokuti sezvakaita mazuva omuti,ndizvo zvichaita mazuva avanhu vangu;vasanangurwa vangu vachafara kwenguva refumumabasa amaoko avo. 23 Havachazoshandira pasinakana kubereka vana vanoparadzwa;nokuti vachava vanhu vakaropafadzwa naJehovha,ivo nezvizvarwa zvavo. 24 Vasati vadana ndichavapindura;vachiri kutaura ndichavanzwa. 25 Bumhi negwayana zvichafura pamwe chete,uye shumba ichadya uswa senzombe,asi guruva richava chokudya chenyoka.Hazvichazokuvadza kana kuparadzapamusoro pegomo rangu dzvene rose,”ndizvo zvinotaura Jehovha.

In Other Versions

Isaiah 65 in the ANGEFD

Isaiah 65 in the ANTPNG2D

Isaiah 65 in the AS21

Isaiah 65 in the BAGH

Isaiah 65 in the BBPNG

Isaiah 65 in the BBT1E

Isaiah 65 in the BDS

Isaiah 65 in the BEV

Isaiah 65 in the BHAD

Isaiah 65 in the BIB

Isaiah 65 in the BLPT

Isaiah 65 in the BNT

Isaiah 65 in the BNTABOOT

Isaiah 65 in the BNTLV

Isaiah 65 in the BOATCB

Isaiah 65 in the BOATCB2

Isaiah 65 in the BOBCV

Isaiah 65 in the BOCNT

Isaiah 65 in the BOECS

Isaiah 65 in the BOGWICC

Isaiah 65 in the BOHCB

Isaiah 65 in the BOHCV

Isaiah 65 in the BOHLNT

Isaiah 65 in the BOHNTLTAL

Isaiah 65 in the BOICB

Isaiah 65 in the BOILNTAP

Isaiah 65 in the BOITCV

Isaiah 65 in the BOKCV

Isaiah 65 in the BOKCV2

Isaiah 65 in the BOKHWOG

Isaiah 65 in the BOKSSV

Isaiah 65 in the BOLCB

Isaiah 65 in the BOLCB2

Isaiah 65 in the BOMCV

Isaiah 65 in the BONAV

Isaiah 65 in the BONCB

Isaiah 65 in the BONLT

Isaiah 65 in the BONUT2

Isaiah 65 in the BOPLNT

Isaiah 65 in the BOSNC

Isaiah 65 in the BOTLNT

Isaiah 65 in the BOVCB

Isaiah 65 in the BOYCB

Isaiah 65 in the BPBB

Isaiah 65 in the BPH

Isaiah 65 in the BSB

Isaiah 65 in the CCB

Isaiah 65 in the CUV

Isaiah 65 in the CUVS

Isaiah 65 in the DBT

Isaiah 65 in the DGDNT

Isaiah 65 in the DHNT

Isaiah 65 in the DNT

Isaiah 65 in the ELBE

Isaiah 65 in the EMTV

Isaiah 65 in the ESV

Isaiah 65 in the FBV

Isaiah 65 in the FEB

Isaiah 65 in the GGMNT

Isaiah 65 in the GNT

Isaiah 65 in the HARY

Isaiah 65 in the HNT

Isaiah 65 in the IRVA

Isaiah 65 in the IRVB

Isaiah 65 in the IRVG

Isaiah 65 in the IRVH

Isaiah 65 in the IRVK

Isaiah 65 in the IRVM

Isaiah 65 in the IRVM2

Isaiah 65 in the IRVO

Isaiah 65 in the IRVP

Isaiah 65 in the IRVT

Isaiah 65 in the IRVT2

Isaiah 65 in the IRVU

Isaiah 65 in the ISVN

Isaiah 65 in the JSNT

Isaiah 65 in the KAPI

Isaiah 65 in the KBT1ETNIK

Isaiah 65 in the KBV

Isaiah 65 in the KJV

Isaiah 65 in the KNFD

Isaiah 65 in the LBA

Isaiah 65 in the LBLA

Isaiah 65 in the LNT

Isaiah 65 in the LSV

Isaiah 65 in the MAAL

Isaiah 65 in the MBV

Isaiah 65 in the MBV2

Isaiah 65 in the MHNT

Isaiah 65 in the MKNFD

Isaiah 65 in the MNG

Isaiah 65 in the MNT

Isaiah 65 in the MNT2

Isaiah 65 in the MRS1T

Isaiah 65 in the NAA

Isaiah 65 in the NASB

Isaiah 65 in the NBLA

Isaiah 65 in the NBS

Isaiah 65 in the NBVTP

Isaiah 65 in the NET2

Isaiah 65 in the NIV11

Isaiah 65 in the NNT

Isaiah 65 in the NNT2

Isaiah 65 in the NNT3

Isaiah 65 in the PDDPT

Isaiah 65 in the PFNT

Isaiah 65 in the RMNT

Isaiah 65 in the SBIAS

Isaiah 65 in the SBIBS

Isaiah 65 in the SBIBS2

Isaiah 65 in the SBICS

Isaiah 65 in the SBIDS

Isaiah 65 in the SBIGS

Isaiah 65 in the SBIHS

Isaiah 65 in the SBIIS

Isaiah 65 in the SBIIS2

Isaiah 65 in the SBIIS3

Isaiah 65 in the SBIKS

Isaiah 65 in the SBIKS2

Isaiah 65 in the SBIMS

Isaiah 65 in the SBIOS

Isaiah 65 in the SBIPS

Isaiah 65 in the SBISS

Isaiah 65 in the SBITS

Isaiah 65 in the SBITS2

Isaiah 65 in the SBITS3

Isaiah 65 in the SBITS4

Isaiah 65 in the SBIUS

Isaiah 65 in the SBIVS

Isaiah 65 in the SBT

Isaiah 65 in the SBT1E

Isaiah 65 in the SCHL

Isaiah 65 in the SNT

Isaiah 65 in the SUSU

Isaiah 65 in the SUSU2

Isaiah 65 in the SYNO

Isaiah 65 in the TBIAOTANT

Isaiah 65 in the TBT1E

Isaiah 65 in the TBT1E2

Isaiah 65 in the TFTIP

Isaiah 65 in the TFTU

Isaiah 65 in the TGNTATF3T

Isaiah 65 in the THAI

Isaiah 65 in the TNFD

Isaiah 65 in the TNT

Isaiah 65 in the TNTIK

Isaiah 65 in the TNTIL

Isaiah 65 in the TNTIN

Isaiah 65 in the TNTIP

Isaiah 65 in the TNTIZ

Isaiah 65 in the TOMA

Isaiah 65 in the TTENT

Isaiah 65 in the UBG

Isaiah 65 in the UGV

Isaiah 65 in the UGV2

Isaiah 65 in the UGV3

Isaiah 65 in the VBL

Isaiah 65 in the VDCC

Isaiah 65 in the YALU

Isaiah 65 in the YAPE

Isaiah 65 in the YBVTP

Isaiah 65 in the ZBP