Job 6 (BOSCB)
1 Ipapo Jobho akapindura akati: 2 “Dai chete kurwadziwa kwangu kwaigona kuyerwauye kusuwa kwangu kwaiiswa pachiyero! 3 Zvirokwazvo zvairema kupfuura jecha ramakungwa,hazvishamisi kana mashoko angu aiva okuvhurumuka. 4 Miseve yoWamasimba Ose iri mandiri,mweya wangu unonwa muchetura wayo;kutyisa kwaMwari kwagadzirira kurwa neni. 5 Ko, mbizi ingachema kana ine bundo here?Ko, nzombe inokuma kana ine zvokudya here? 6 Ko, chokudya chisinganaki chingadyiwa chisina munyu here?Ko, chichena chezai chinonaka here? 7 Ndinoramba kuzvibata;zvokudya zvakadai zvinondirwarisa. 8 “Haiwa, dai ndapiwa hangu zvandinokumbirakuti Mwari andipe zvandinotarisira, 9 kuti dai Mwari aida hake kundipwanya,kuti aregere ruoko rwake rundiuraye! 10 Ipapo ndaizova hangu nokunyaradzwa uku,mufaro wangu mukurwadziwa kusingagumi,kuti handina kunge ndamboramba mashoko aiye Mutsvene. 11 “Ndinaro here simba, rokuti ndirambe ndine tariro?Tariro yacho ndeyeiko kuti nditsungirire? 12 Ko, ndine simba rebwe here?Ko, nyama yangu indarira here? 13 Ko, ndine simba here rokuti ndione kuti ndabatsirika,sezvo zvino kubudirira kwakabviswa kwandiri? 14 “Munhu asina tariro anofanira kuwana rudo rweshamwari dzake,kunyange iye arega kutya Wamasimba Ose. 15 Asi hama dzangu hadzivimbike sezvinongoita hova dzava kudira.Sezvinongoita hova dzopfachukira, 16 dzinosviba pakunyungudika kwamagwada echando,uye dzinozadzwa nokunyungudika kwamagwada echando, 17 asi dzinoguma kuyerera mumwaka wokupisa,uye mihoronga yadzo inopwa mukupisa. 18 Mihoronga inotsauka kubva munzira dzayo;inoenda kumakura ndokuparara. 19 Vafambi veTema vanotsvaka mvura,vashambadziri veShebha vanomirira netariro. 20 Vachaora mwoyo, nokuti vaivimba nesimba ravo;vasvikapo, vachashaya zvokuita. 21 Zvino nemiwo maratidza kusabatsira;munoti mukaona chinhu chinotyisa mobva matya. 22 Ko, ndakamboti, ‘Ndipeiwo chipo,ndipei fufuro rinobva papfuma yenyu, 23 ndirwirei muruoko rwomuvengi,ndidzikinurei mumaoko avanhu vano utsinye’ here? 24 “Ndidzidzisei, uye ndichanyarara hangu;ndiratidzei pandakakanganisa. 25 Mashoko echokwadi anorwadza sei!Asi gakava renyu rinoratidzeiko? 26 Munoda kutsiura zvandareva,nokutora mashoko omunhu arasa tariro semhepo here? 27 Muchada kana kukanda mijenya pamusoro penhererauye nokutengesa shamwari yenyu. 28 “Asi zvino chinditarirai netsitsi.Ko, ndingareva nhema pamberi penyu here? 29 Musadaro, musava vasakarurama;fungai zvakare, nokuti kururama kwangu kuchiripo. 30 Ko, pamiromo yangu pane zvakaipa here?Ko, muromo wangu haugoni kunzvera zvakaipa here?
In Other Versions
Job 6 in the ANGEFD
Job 6 in the ANTPNG2D
Job 6 in the AS21
Job 6 in the BAGH
Job 6 in the BBPNG
Job 6 in the BBT1E
Job 6 in the BDS
Job 6 in the BEV
Job 6 in the BHAD
Job 6 in the BIB
Job 6 in the BLPT
Job 6 in the BNT
Job 6 in the BNTABOOT
Job 6 in the BNTLV
Job 6 in the BOATCB
Job 6 in the BOATCB2
Job 6 in the BOBCV
Job 6 in the BOCNT
Job 6 in the BOECS
Job 6 in the BOGWICC
Job 6 in the BOHCB
Job 6 in the BOHCV
Job 6 in the BOHLNT
Job 6 in the BOHNTLTAL
Job 6 in the BOICB
Job 6 in the BOILNTAP
Job 6 in the BOITCV
Job 6 in the BOKCV
Job 6 in the BOKCV2
Job 6 in the BOKHWOG
Job 6 in the BOKSSV
Job 6 in the BOLCB
Job 6 in the BOLCB2
Job 6 in the BOMCV
Job 6 in the BONAV
Job 6 in the BONCB
Job 6 in the BONLT
Job 6 in the BONUT2
Job 6 in the BOPLNT
Job 6 in the BOSNC
Job 6 in the BOTLNT
Job 6 in the BOVCB
Job 6 in the BOYCB
Job 6 in the BPBB
Job 6 in the BPH
Job 6 in the BSB
Job 6 in the CCB
Job 6 in the CUV
Job 6 in the CUVS
Job 6 in the DBT
Job 6 in the DGDNT
Job 6 in the DHNT
Job 6 in the DNT
Job 6 in the ELBE
Job 6 in the EMTV
Job 6 in the ESV
Job 6 in the FBV
Job 6 in the FEB
Job 6 in the GGMNT
Job 6 in the GNT
Job 6 in the HARY
Job 6 in the HNT
Job 6 in the IRVA
Job 6 in the IRVB
Job 6 in the IRVG
Job 6 in the IRVH
Job 6 in the IRVK
Job 6 in the IRVM
Job 6 in the IRVM2
Job 6 in the IRVO
Job 6 in the IRVP
Job 6 in the IRVT
Job 6 in the IRVT2
Job 6 in the IRVU
Job 6 in the ISVN
Job 6 in the JSNT
Job 6 in the KAPI
Job 6 in the KBT1ETNIK
Job 6 in the KBV
Job 6 in the KJV
Job 6 in the KNFD
Job 6 in the LBA
Job 6 in the LBLA
Job 6 in the LNT
Job 6 in the LSV
Job 6 in the MAAL
Job 6 in the MBV
Job 6 in the MBV2
Job 6 in the MHNT
Job 6 in the MKNFD
Job 6 in the MNG
Job 6 in the MNT
Job 6 in the MNT2
Job 6 in the MRS1T
Job 6 in the NAA
Job 6 in the NASB
Job 6 in the NBLA
Job 6 in the NBS
Job 6 in the NBVTP
Job 6 in the NET2
Job 6 in the NIV11
Job 6 in the NNT
Job 6 in the NNT2
Job 6 in the NNT3
Job 6 in the PDDPT
Job 6 in the PFNT
Job 6 in the RMNT
Job 6 in the SBIAS
Job 6 in the SBIBS
Job 6 in the SBIBS2
Job 6 in the SBICS
Job 6 in the SBIDS
Job 6 in the SBIGS
Job 6 in the SBIHS
Job 6 in the SBIIS
Job 6 in the SBIIS2
Job 6 in the SBIIS3
Job 6 in the SBIKS
Job 6 in the SBIKS2
Job 6 in the SBIMS
Job 6 in the SBIOS
Job 6 in the SBIPS
Job 6 in the SBISS
Job 6 in the SBITS
Job 6 in the SBITS2
Job 6 in the SBITS3
Job 6 in the SBITS4
Job 6 in the SBIUS
Job 6 in the SBIVS
Job 6 in the SBT
Job 6 in the SBT1E
Job 6 in the SCHL
Job 6 in the SNT
Job 6 in the SUSU
Job 6 in the SUSU2
Job 6 in the SYNO
Job 6 in the TBIAOTANT
Job 6 in the TBT1E
Job 6 in the TBT1E2
Job 6 in the TFTIP
Job 6 in the TFTU
Job 6 in the TGNTATF3T
Job 6 in the THAI
Job 6 in the TNFD
Job 6 in the TNT
Job 6 in the TNTIK
Job 6 in the TNTIL
Job 6 in the TNTIN
Job 6 in the TNTIP
Job 6 in the TNTIZ
Job 6 in the TOMA
Job 6 in the TTENT
Job 6 in the UBG
Job 6 in the UGV
Job 6 in the UGV2
Job 6 in the UGV3
Job 6 in the VBL
Job 6 in the VDCC
Job 6 in the YALU
Job 6 in the YAPE
Job 6 in the YBVTP
Job 6 in the ZBP