Lamentations 4 (BOSCB)
1 Haiwa, goridhe rasviba sei,goridhe rakaisvonaka harichabwinyi sei!Matombo matsvene aparadzirwakumusoro kwenzira imwe neimwe. 2 Haiwa vanakomana vanokosha veZioni,kare vaimbokodzera chiero chavo chegoridhe,zvino voonekwa sehari dzevhu,iro basa ramaoko omuumbi wehari! 3 Kunyange makava anopa mazamu awokuti anwise vana vawo,asi vanhu vangu vava vasina hanyaseshiri dzemhou dziri mugwenga. 4 Nokuda kwenyota rurimi rwomwana muchecherunonamira mumukanwa make;vana vanopemha chingwa,asi hakuna anovapa. 5 Avo vaisidya zvinonakavava vapemhi mumugwagwa.Avo vakarerwa vachifuka nguo dzepepuruzvino vava kuvata pamadurunhuru edota. 6 Kurangwa kwavanhu vangukukuru kupinda kweSodhomu,rakaparadzwa pakarepopasina ruoko rwakadzoka kuzoribatsira. 7 Machinda avo aipenya kupfuura chando,uye akanga akachena kupfuura mukaka,miviri yavo yakanga yakatsvuka kupfuura matombo anokosha amarubhi,kuratidzika kwavo kwakaita sokwesafiri. 8 Asi zvino vasviba kupfuura chinʼai;hapana angavaziva mumigwagwa.Ganda ravo ranamira pamapfupa avo;raoma zvokufanana nedanda. 9 Avo vakaurayiwa nomunondo vari nanipane avo vanourayiwa nenzara;vabayiwa nenzara, vaonda kwazvonokuda kwokushayiwa zvokudya zvinobva muminda. 10 Namaoko avo vakadzi vaiva nomwoyo munyorovakabika vana vavo,vakava zvokudya zvavo,pakaparadzwa vanhu vangu. 11 Jehovha akaratidza kutsamwa kwake kwose;akadurura hasha dzake dzinotyisa.Akabatidza moto paZioniakapisa nheyo dzaro. 12 Madzimambo enyika haana kutenda,kunyange navanhu vose vagere panyika,kuti vavengi vangapindapamasuo eJerusarema. 13 Zvakaitika nokuda kwezvivi zvavaprofita varouye nokuda kwezvakaipa zvavaprista varo,vakateura roparavakarurama mukati maro. 14 Vanodzungaira munzira dzarosavarume mapofu.Vakasvibiswa neropazvokuti hapana angada kubata nguo dzavo. 15 Vanhu vanodanidzira kwavari vachiti, “Ibvai! Hamuna kuchena!Ibvai! Ibvai! Musatibata!”Panguva yokutiza nokudzungaira kwavo,vanhu pakati pendudzi vanoti,“Havangarambi vachigara pano.” 16 Kutsamwa kwaJehovha kwavaparadzira;haachavachengetedza.Havana kukudza uprista,uye havana kuremekedza vakuru. 17 Meso edu oonera madzerere,tichitarisira rubatsiro rusingauyi;tiri pashongwe dzedu takatarisirarudzi rwaizotiponesa. 18 Vanhu vakatitevera kwose kwatakaenda,zvokuti takatadza kufamba munzira dzedu chaidzo.Magumo edu akanga ava pedyo, mazuva edu apera,nokuti magumo akanga asvika. 19 Vaitidzinganisa vaimhanya kupfuuramakondo okudenga;vakatidzinganisa napamusoro pamakomouye vakatigaririra murenje. 20 Muzodziwa waJehovha, iye mweya wedu wokufema chaiwo,akanga abatwa mumisungo yavo.Takafunga kuti mumumvuri waketaizorarama pakati pendudzi. 21 Pembera ufare, iwe Mwanasikana weEdhomu,iwe unogara munyika yeUzi.Asi newewo uchapiwa mukombe uyu;uchadhakwa uye uchazvibvisa nguo. 22 Iwe, Mwanasikana weZioni, kurangwa kwako kuchaguma;haangawedzeri mazuva ako outapwa.Asi, iwe Mwanasikana weEdhomu, acharanga chivi chakoagoratidza kuipa kwako.
In Other Versions
Lamentations 4 in the ANGEFD
Lamentations 4 in the ANTPNG2D
Lamentations 4 in the AS21
Lamentations 4 in the BAGH
Lamentations 4 in the BBPNG
Lamentations 4 in the BBT1E
Lamentations 4 in the BDS
Lamentations 4 in the BEV
Lamentations 4 in the BHAD
Lamentations 4 in the BIB
Lamentations 4 in the BLPT
Lamentations 4 in the BNT
Lamentations 4 in the BNTABOOT
Lamentations 4 in the BNTLV
Lamentations 4 in the BOATCB
Lamentations 4 in the BOATCB2
Lamentations 4 in the BOBCV
Lamentations 4 in the BOCNT
Lamentations 4 in the BOECS
Lamentations 4 in the BOGWICC
Lamentations 4 in the BOHCB
Lamentations 4 in the BOHCV
Lamentations 4 in the BOHLNT
Lamentations 4 in the BOHNTLTAL
Lamentations 4 in the BOICB
Lamentations 4 in the BOILNTAP
Lamentations 4 in the BOITCV
Lamentations 4 in the BOKCV
Lamentations 4 in the BOKCV2
Lamentations 4 in the BOKHWOG
Lamentations 4 in the BOKSSV
Lamentations 4 in the BOLCB
Lamentations 4 in the BOLCB2
Lamentations 4 in the BOMCV
Lamentations 4 in the BONAV
Lamentations 4 in the BONCB
Lamentations 4 in the BONLT
Lamentations 4 in the BONUT2
Lamentations 4 in the BOPLNT
Lamentations 4 in the BOSNC
Lamentations 4 in the BOTLNT
Lamentations 4 in the BOVCB
Lamentations 4 in the BOYCB
Lamentations 4 in the BPBB
Lamentations 4 in the BPH
Lamentations 4 in the BSB
Lamentations 4 in the CCB
Lamentations 4 in the CUV
Lamentations 4 in the CUVS
Lamentations 4 in the DBT
Lamentations 4 in the DGDNT
Lamentations 4 in the DHNT
Lamentations 4 in the DNT
Lamentations 4 in the ELBE
Lamentations 4 in the EMTV
Lamentations 4 in the ESV
Lamentations 4 in the FBV
Lamentations 4 in the FEB
Lamentations 4 in the GGMNT
Lamentations 4 in the GNT
Lamentations 4 in the HARY
Lamentations 4 in the HNT
Lamentations 4 in the IRVA
Lamentations 4 in the IRVB
Lamentations 4 in the IRVG
Lamentations 4 in the IRVH
Lamentations 4 in the IRVK
Lamentations 4 in the IRVM
Lamentations 4 in the IRVM2
Lamentations 4 in the IRVO
Lamentations 4 in the IRVP
Lamentations 4 in the IRVT
Lamentations 4 in the IRVT2
Lamentations 4 in the IRVU
Lamentations 4 in the ISVN
Lamentations 4 in the JSNT
Lamentations 4 in the KAPI
Lamentations 4 in the KBT1ETNIK
Lamentations 4 in the KBV
Lamentations 4 in the KJV
Lamentations 4 in the KNFD
Lamentations 4 in the LBA
Lamentations 4 in the LBLA
Lamentations 4 in the LNT
Lamentations 4 in the LSV
Lamentations 4 in the MAAL
Lamentations 4 in the MBV
Lamentations 4 in the MBV2
Lamentations 4 in the MHNT
Lamentations 4 in the MKNFD
Lamentations 4 in the MNG
Lamentations 4 in the MNT
Lamentations 4 in the MNT2
Lamentations 4 in the MRS1T
Lamentations 4 in the NAA
Lamentations 4 in the NASB
Lamentations 4 in the NBLA
Lamentations 4 in the NBS
Lamentations 4 in the NBVTP
Lamentations 4 in the NET2
Lamentations 4 in the NIV11
Lamentations 4 in the NNT
Lamentations 4 in the NNT2
Lamentations 4 in the NNT3
Lamentations 4 in the PDDPT
Lamentations 4 in the PFNT
Lamentations 4 in the RMNT
Lamentations 4 in the SBIAS
Lamentations 4 in the SBIBS
Lamentations 4 in the SBIBS2
Lamentations 4 in the SBICS
Lamentations 4 in the SBIDS
Lamentations 4 in the SBIGS
Lamentations 4 in the SBIHS
Lamentations 4 in the SBIIS
Lamentations 4 in the SBIIS2
Lamentations 4 in the SBIIS3
Lamentations 4 in the SBIKS
Lamentations 4 in the SBIKS2
Lamentations 4 in the SBIMS
Lamentations 4 in the SBIOS
Lamentations 4 in the SBIPS
Lamentations 4 in the SBISS
Lamentations 4 in the SBITS
Lamentations 4 in the SBITS2
Lamentations 4 in the SBITS3
Lamentations 4 in the SBITS4
Lamentations 4 in the SBIUS
Lamentations 4 in the SBIVS
Lamentations 4 in the SBT
Lamentations 4 in the SBT1E
Lamentations 4 in the SCHL
Lamentations 4 in the SNT
Lamentations 4 in the SUSU
Lamentations 4 in the SUSU2
Lamentations 4 in the SYNO
Lamentations 4 in the TBIAOTANT
Lamentations 4 in the TBT1E
Lamentations 4 in the TBT1E2
Lamentations 4 in the TFTIP
Lamentations 4 in the TFTU
Lamentations 4 in the TGNTATF3T
Lamentations 4 in the THAI
Lamentations 4 in the TNFD
Lamentations 4 in the TNT
Lamentations 4 in the TNTIK
Lamentations 4 in the TNTIL
Lamentations 4 in the TNTIN
Lamentations 4 in the TNTIP
Lamentations 4 in the TNTIZ
Lamentations 4 in the TOMA
Lamentations 4 in the TTENT
Lamentations 4 in the UBG
Lamentations 4 in the UGV
Lamentations 4 in the UGV2
Lamentations 4 in the UGV3
Lamentations 4 in the VBL
Lamentations 4 in the VDCC
Lamentations 4 in the YALU
Lamentations 4 in the YAPE
Lamentations 4 in the YBVTP
Lamentations 4 in the ZBP