Psalms 37 (BOSCB)

undefined Pisarema raDhavhidhi. 1 Usava neshungu nokuda kwavanhu vakaipa,uye usaitira godo avo vanoita zvakaipa; 2 nokuti souswa vachaoma nokukurumidza,somuriwo wakasvibira vachakurumidza kuoma. 3 Vimba naJehovha uite zvakanaka;gara panyika ufarikane pamafuro manyoro. 4 Farikana muna Jehovha,uye iye achakupa zvinodikanwa nomwoyo wako. 5 Isa nzira yako kuna Jehovha;uvimbe naye uye iye achaita izvi; 6 achaita kuti kururama kwako kupenye samambakwedza,nokururamisirwa kwako sezuva ramasikati. 7 Nyarara pamberi paJehovha, umurindire unyerere;usava neshungu kana vanhu vachibudirira panzira dzavo,pavanoita mano avo akaipa avakaronga. 8 Rega kutsamwa, uzvidzore pahasha;usava neshungu zvinokutungamirira mune zvakaipa. 9 Nokuti vasakarurama vachagurwa,asi avo vanomirira Jehovha vachagara nhaka yenyika. 10 Chinguva chiduku duku, vakaipa havachazovapozve;kunyange ukavatsvaka, havazowanikwi. 11 Asi vanyoro vachagara nhaka yenyika,uye vachafarikana norugare rukuru. 12 Vakaipa vanofungira vakarurama mano akaipa,uye vanovarumanyira meno avo. 13 Asi Ishe anoseka vakaipanokuti anoziva kuti zuva ravo riri kuuya. 14 Vakaipa vanovhomora munondouye vanowembura utakuti vawisire pasi varombo navanoshayiwa,kuti vauraye avo vane nzira dzakarurama. 15 Asi minondo yavo ichabaya mwoyo yavo pachavo,uye uta hwavo huchavhunika. 16 Zvishoma zvowakarurama zviri nanikupinda pfuma yavakaipa vazhinji; 17 nokuti simba ravakaipa richavhuniwa,asi Jehovha anotsigira vakarurama. 18 Mazuva avakarurama anozivikanwa naJehovha,uye nhaka yavo ichagara nokusingaperi. 19 Panguva yamatambudziko, havanganyadziswi;mumazuva enzara ivo vachava nezvakawanda. 20 Asi vakaipa vachaparara:vavengi vaJehovha vachafanana norunako rweminda,vachanyangarika soutsi. 21 Vakaipa vanokwereta uye havadzori,asi vakarurama vanopa zvakawanda; 22 avo vanoropafadzwa naJehovha vachagara nhaka yenyika,asi avo vaanotuka vachaparadzwa. 23 Kana Jehovha achifarira nzira yomunhu,anosimbisa mafambiro ake; 24 kunyange akagumburwa, haangawi,nokuti Jehovha anomutsigira noruoko rwake. 25 Ndakanga ndiri muduku uye zvino ndakwegura,asi handina kumboona vakarurama vachiraswa,kana vana vavo vachipemha chingwa. 26 Vanogara vachingopa vamwe, uye vachikweretesa pasina muripo;vana vavo vacharopafadzwa. 27 Dzoka pane zvakaipa ugoita zvakanaka;ipapo uchagara panyika nokusingaperi. 28 Nokuti Jehovha anoda vanoruramisirauye haangazosiyi vanhu vake vakatendeka. Vachadzivirirwa nokusingaperi;asi vana vowakaipa vachaparadzwa; 29 vakarurama vachagara nhaka yenyikauye vachagara mairi nokusingaperi. 30 Muromo womunhu akarurama unotaura uchenjeri,uye rurimi rwake runotaura kururamisira. 31 Murayiro waMwari wake uri pamwoyo wake;tsoka dzake hadzitedzemuki. 32 Vakaipa vanovandira vakarurama,vachitsvaka upenyu hwavo chaihwo; 33 asi Jehovha haangavasiyi vari musimba ravo,kana kuvarega vachipomerwa kana vamira pakutongwa. 34 Rindira Jehovha,uye uchengete nzira yake.Achakusimudzira kuti ugare nhaka yenyika;kana vakaipa voparadzwa, iwe uchazviona. 35 Ndakaona munhu akaipa uye ano utsinyeachibudirira somuti wakasvibira pavhu romunyika yawo, 36 asi nokukurumidza akapfuura uye akasazovapozve;kunyange ndakamutsvaka, haana kuzowanikwa. 37 Cherechedza asina mhosva, ongorora akarurama;ane ramangwana rakanaka munhu worugare. 38 Asi vatadzi vose vachaparadzwa;ramangwana rowakaipa richagurwa. 39 Ruponeso rwavakarurama runobva kuna Jehovha;ndiye nhare yavo panguva yamatambudziko. 40 Jehovha anovabatsira uye anovanunura;anovanunura kubva kuna vakaipa uye anovaponesa,nokuti vanovanda maari.

In Other Versions

Psalms 37 in the ANGEFD

Psalms 37 in the ANTPNG2D

Psalms 37 in the AS21

Psalms 37 in the BAGH

Psalms 37 in the BBPNG

Psalms 37 in the BBT1E

Psalms 37 in the BDS

Psalms 37 in the BEV

Psalms 37 in the BHAD

Psalms 37 in the BIB

Psalms 37 in the BLPT

Psalms 37 in the BNT

Psalms 37 in the BNTABOOT

Psalms 37 in the BNTLV

Psalms 37 in the BOATCB

Psalms 37 in the BOATCB2

Psalms 37 in the BOBCV

Psalms 37 in the BOCNT

Psalms 37 in the BOECS

Psalms 37 in the BOGWICC

Psalms 37 in the BOHCB

Psalms 37 in the BOHCV

Psalms 37 in the BOHLNT

Psalms 37 in the BOHNTLTAL

Psalms 37 in the BOICB

Psalms 37 in the BOILNTAP

Psalms 37 in the BOITCV

Psalms 37 in the BOKCV

Psalms 37 in the BOKCV2

Psalms 37 in the BOKHWOG

Psalms 37 in the BOKSSV

Psalms 37 in the BOLCB

Psalms 37 in the BOLCB2

Psalms 37 in the BOMCV

Psalms 37 in the BONAV

Psalms 37 in the BONCB

Psalms 37 in the BONLT

Psalms 37 in the BONUT2

Psalms 37 in the BOPLNT

Psalms 37 in the BOSNC

Psalms 37 in the BOTLNT

Psalms 37 in the BOVCB

Psalms 37 in the BOYCB

Psalms 37 in the BPBB

Psalms 37 in the BPH

Psalms 37 in the BSB

Psalms 37 in the CCB

Psalms 37 in the CUV

Psalms 37 in the CUVS

Psalms 37 in the DBT

Psalms 37 in the DGDNT

Psalms 37 in the DHNT

Psalms 37 in the DNT

Psalms 37 in the ELBE

Psalms 37 in the EMTV

Psalms 37 in the ESV

Psalms 37 in the FBV

Psalms 37 in the FEB

Psalms 37 in the GGMNT

Psalms 37 in the GNT

Psalms 37 in the HARY

Psalms 37 in the HNT

Psalms 37 in the IRVA

Psalms 37 in the IRVB

Psalms 37 in the IRVG

Psalms 37 in the IRVH

Psalms 37 in the IRVK

Psalms 37 in the IRVM

Psalms 37 in the IRVM2

Psalms 37 in the IRVO

Psalms 37 in the IRVP

Psalms 37 in the IRVT

Psalms 37 in the IRVT2

Psalms 37 in the IRVU

Psalms 37 in the ISVN

Psalms 37 in the JSNT

Psalms 37 in the KAPI

Psalms 37 in the KBT1ETNIK

Psalms 37 in the KBV

Psalms 37 in the KJV

Psalms 37 in the KNFD

Psalms 37 in the LBA

Psalms 37 in the LBLA

Psalms 37 in the LNT

Psalms 37 in the LSV

Psalms 37 in the MAAL

Psalms 37 in the MBV

Psalms 37 in the MBV2

Psalms 37 in the MHNT

Psalms 37 in the MKNFD

Psalms 37 in the MNG

Psalms 37 in the MNT

Psalms 37 in the MNT2

Psalms 37 in the MRS1T

Psalms 37 in the NAA

Psalms 37 in the NASB

Psalms 37 in the NBLA

Psalms 37 in the NBS

Psalms 37 in the NBVTP

Psalms 37 in the NET2

Psalms 37 in the NIV11

Psalms 37 in the NNT

Psalms 37 in the NNT2

Psalms 37 in the NNT3

Psalms 37 in the PDDPT

Psalms 37 in the PFNT

Psalms 37 in the RMNT

Psalms 37 in the SBIAS

Psalms 37 in the SBIBS

Psalms 37 in the SBIBS2

Psalms 37 in the SBICS

Psalms 37 in the SBIDS

Psalms 37 in the SBIGS

Psalms 37 in the SBIHS

Psalms 37 in the SBIIS

Psalms 37 in the SBIIS2

Psalms 37 in the SBIIS3

Psalms 37 in the SBIKS

Psalms 37 in the SBIKS2

Psalms 37 in the SBIMS

Psalms 37 in the SBIOS

Psalms 37 in the SBIPS

Psalms 37 in the SBISS

Psalms 37 in the SBITS

Psalms 37 in the SBITS2

Psalms 37 in the SBITS3

Psalms 37 in the SBITS4

Psalms 37 in the SBIUS

Psalms 37 in the SBIVS

Psalms 37 in the SBT

Psalms 37 in the SBT1E

Psalms 37 in the SCHL

Psalms 37 in the SNT

Psalms 37 in the SUSU

Psalms 37 in the SUSU2

Psalms 37 in the SYNO

Psalms 37 in the TBIAOTANT

Psalms 37 in the TBT1E

Psalms 37 in the TBT1E2

Psalms 37 in the TFTIP

Psalms 37 in the TFTU

Psalms 37 in the TGNTATF3T

Psalms 37 in the THAI

Psalms 37 in the TNFD

Psalms 37 in the TNT

Psalms 37 in the TNTIK

Psalms 37 in the TNTIL

Psalms 37 in the TNTIN

Psalms 37 in the TNTIP

Psalms 37 in the TNTIZ

Psalms 37 in the TOMA

Psalms 37 in the TTENT

Psalms 37 in the UBG

Psalms 37 in the UGV

Psalms 37 in the UGV2

Psalms 37 in the UGV3

Psalms 37 in the VBL

Psalms 37 in the VDCC

Psalms 37 in the YALU

Psalms 37 in the YAPE

Psalms 37 in the YBVTP

Psalms 37 in the ZBP