Isaiah 48 (BOSCB)
1 “Inzwai izvi, imi imba yaJakobho,makatumidzwa zita raIsraeri,uye muchibva kurudzi rwaJudha,imi munoita mhiko muzita raJehovha,uye munodana kuna Mwari waIsraeri,asi musingaiti muzvokwadi kana mukururama, 2 imi munozviti vagari vomuguta dzvene,muchivimba naMwari weIsraeri;Jehovha Wamasimba Ose ndiro zita rake: 3 Ndakazivisa zvinhu zvakare, kare kare,muromo wangu wakazvireva uye ndakaita kuti zvizivikanwe;ipapo nokukurumidza ndakazviita, uye zvikaitika. 4 Nokuti ndaiziva kuti mwoyo wako wakanga wakasindimara sei;nokuti mutsipa wako wakanga uri runda rwesimbi,huma yako yakanga iri ndarira. 5 Naizvozvo ndakakuudza zvinhu izvi kare kare;zvisati zvaitika ndakazvizivisa kwauri,kuitira kuti urege kuzoti,‘Zvifananidzo zvangu,ndizvo zvakazviita; mufananidzo wangu wedanda namwari wangu wesimbi ndizvo zvakarayira izvozvo.’ 6 Wakazvinzwa zvinhu izvi; zvitarire zvose.Haungazvibvumi here? “Kubva zvino ndichakuzivisa zvinhu zvitsva,zvakavanzika zvausingazivi. 7 Zvava kusikwa zvino, uye hakusi kare;hauna kumbozvinzwa zuva ranhasi risati rasvika.Saka haugoni kuti,‘Hongu, ndaizviziva.’ 8 Hauna kumbonzwa kana kunzwisisa;kubva kare nzeve yako yakanga isina kudziurwa.Ndinoziva kwazvo kuti uri munyengeri akadii;wakanzi mhandu kubva pakuzvarwa kwako. 9 Nokuda kwezita rangu ndinononoka kutsamwa;nokuda kwokurumbidzwa kwangu ndinozvidzora pamusoro pako,kuti ndisakuparadza. 10 Tarira, ndakakunatsa, kunyange zvisina kuita sesirivha;ndakakuedza muchoto chokutambudzika. 11 Nokuda kwangu, nokuda kwangu, ndinoita izvi.Ko, ndingaregererei zita rangu richimhurwa?Handingapi kukudzwa kwangu kuno mumwe. 12 “Nditeerere, iwe Jakobho,Israeri, wandakadaidza;ndini iye:ndini wokutanga uye ndini wokupedzisira. 13 Ruoko rwangu ndirwo rwakateya nheyo dzenyika,uye ruoko rwangu rworudyi rwakatambanudza matenga;pandinozvidana,zvose zvinomira pamwe chete. 14 “Unganai pamwe chete, imi mose muteerere;Ndechipiko chimwe chezvifananidzo chakakuudzai kuti zvinhu izvi zvichaitika?Iye anodikanwa naJehovhaachaita zvakarongwa naJehovha pamusoro peBhabhironi;ruoko rwake rucharwisa vaBhabhironi. 15 Ini, iyeni ndataura;hongu, ndamudana.Ndichauya naye,uye achabudirira pane zvaanotumwa. 16 “Swederai kwandiri muteerere izvi:“Kubvira pachiziviso chokutanga handina kumbotaura muchivande;panguva yazvinoitika, ndinenge ndiripo.” Uye zvino Ishe Jehovha anditumanoMweya wake. 17 Zvanzi naJehovhaMudzikinuri wako, Mutsvene waIsraeri:“Ndini Jehovha Mwari wako,anokudzidzisa zvinokubatsira,anokutungamirira munzira yaunofanira kufamba nayo. 18 Dai chete wakanga wateerera mirayiro yangu,rugare rwako rungadai rwakaita sorwizi,kururama kwako samafungu egungwa. 19 Zvizvarwa zvako zvingadai zvakaita sejecha,navana vako vakaita setsanga dzejecha dzisingaverengeki;zita ravo haraimbopararakana kuparadzwa pamberi pangu.” 20 Mudai muBhabhironi,tizai vaBhabhironi!Zivisai izvi nomufaro mukuru,uye muzviparidze.Zvitumirei kumagumo enyika;muti, “Jehovha adzikinura muranda wake Jakobho.” 21 Havana kunzwa nyota paakavatungamirira mugwenga;akaita kuti mvura iyerere ichibva mudombo, achiitira ivo;akatsemura dombomvura ikatubuka. 22 “Vakaipa havana rugare,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
In Other Versions
Isaiah 48 in the ANGEFD
Isaiah 48 in the ANTPNG2D
Isaiah 48 in the AS21
Isaiah 48 in the BAGH
Isaiah 48 in the BBPNG
Isaiah 48 in the BBT1E
Isaiah 48 in the BDS
Isaiah 48 in the BEV
Isaiah 48 in the BHAD
Isaiah 48 in the BIB
Isaiah 48 in the BLPT
Isaiah 48 in the BNT
Isaiah 48 in the BNTABOOT
Isaiah 48 in the BNTLV
Isaiah 48 in the BOATCB
Isaiah 48 in the BOATCB2
Isaiah 48 in the BOBCV
Isaiah 48 in the BOCNT
Isaiah 48 in the BOECS
Isaiah 48 in the BOGWICC
Isaiah 48 in the BOHCB
Isaiah 48 in the BOHCV
Isaiah 48 in the BOHLNT
Isaiah 48 in the BOHNTLTAL
Isaiah 48 in the BOICB
Isaiah 48 in the BOILNTAP
Isaiah 48 in the BOITCV
Isaiah 48 in the BOKCV
Isaiah 48 in the BOKCV2
Isaiah 48 in the BOKHWOG
Isaiah 48 in the BOKSSV
Isaiah 48 in the BOLCB
Isaiah 48 in the BOLCB2
Isaiah 48 in the BOMCV
Isaiah 48 in the BONAV
Isaiah 48 in the BONCB
Isaiah 48 in the BONLT
Isaiah 48 in the BONUT2
Isaiah 48 in the BOPLNT
Isaiah 48 in the BOSNC
Isaiah 48 in the BOTLNT
Isaiah 48 in the BOVCB
Isaiah 48 in the BOYCB
Isaiah 48 in the BPBB
Isaiah 48 in the BPH
Isaiah 48 in the BSB
Isaiah 48 in the CCB
Isaiah 48 in the CUV
Isaiah 48 in the CUVS
Isaiah 48 in the DBT
Isaiah 48 in the DGDNT
Isaiah 48 in the DHNT
Isaiah 48 in the DNT
Isaiah 48 in the ELBE
Isaiah 48 in the EMTV
Isaiah 48 in the ESV
Isaiah 48 in the FBV
Isaiah 48 in the FEB
Isaiah 48 in the GGMNT
Isaiah 48 in the GNT
Isaiah 48 in the HARY
Isaiah 48 in the HNT
Isaiah 48 in the IRVA
Isaiah 48 in the IRVB
Isaiah 48 in the IRVG
Isaiah 48 in the IRVH
Isaiah 48 in the IRVK
Isaiah 48 in the IRVM
Isaiah 48 in the IRVM2
Isaiah 48 in the IRVO
Isaiah 48 in the IRVP
Isaiah 48 in the IRVT
Isaiah 48 in the IRVT2
Isaiah 48 in the IRVU
Isaiah 48 in the ISVN
Isaiah 48 in the JSNT
Isaiah 48 in the KAPI
Isaiah 48 in the KBT1ETNIK
Isaiah 48 in the KBV
Isaiah 48 in the KJV
Isaiah 48 in the KNFD
Isaiah 48 in the LBA
Isaiah 48 in the LBLA
Isaiah 48 in the LNT
Isaiah 48 in the LSV
Isaiah 48 in the MAAL
Isaiah 48 in the MBV
Isaiah 48 in the MBV2
Isaiah 48 in the MHNT
Isaiah 48 in the MKNFD
Isaiah 48 in the MNG
Isaiah 48 in the MNT
Isaiah 48 in the MNT2
Isaiah 48 in the MRS1T
Isaiah 48 in the NAA
Isaiah 48 in the NASB
Isaiah 48 in the NBLA
Isaiah 48 in the NBS
Isaiah 48 in the NBVTP
Isaiah 48 in the NET2
Isaiah 48 in the NIV11
Isaiah 48 in the NNT
Isaiah 48 in the NNT2
Isaiah 48 in the NNT3
Isaiah 48 in the PDDPT
Isaiah 48 in the PFNT
Isaiah 48 in the RMNT
Isaiah 48 in the SBIAS
Isaiah 48 in the SBIBS
Isaiah 48 in the SBIBS2
Isaiah 48 in the SBICS
Isaiah 48 in the SBIDS
Isaiah 48 in the SBIGS
Isaiah 48 in the SBIHS
Isaiah 48 in the SBIIS
Isaiah 48 in the SBIIS2
Isaiah 48 in the SBIIS3
Isaiah 48 in the SBIKS
Isaiah 48 in the SBIKS2
Isaiah 48 in the SBIMS
Isaiah 48 in the SBIOS
Isaiah 48 in the SBIPS
Isaiah 48 in the SBISS
Isaiah 48 in the SBITS
Isaiah 48 in the SBITS2
Isaiah 48 in the SBITS3
Isaiah 48 in the SBITS4
Isaiah 48 in the SBIUS
Isaiah 48 in the SBIVS
Isaiah 48 in the SBT
Isaiah 48 in the SBT1E
Isaiah 48 in the SCHL
Isaiah 48 in the SNT
Isaiah 48 in the SUSU
Isaiah 48 in the SUSU2
Isaiah 48 in the SYNO
Isaiah 48 in the TBIAOTANT
Isaiah 48 in the TBT1E
Isaiah 48 in the TBT1E2
Isaiah 48 in the TFTIP
Isaiah 48 in the TFTU
Isaiah 48 in the TGNTATF3T
Isaiah 48 in the THAI
Isaiah 48 in the TNFD
Isaiah 48 in the TNT
Isaiah 48 in the TNTIK
Isaiah 48 in the TNTIL
Isaiah 48 in the TNTIN
Isaiah 48 in the TNTIP
Isaiah 48 in the TNTIZ
Isaiah 48 in the TOMA
Isaiah 48 in the TTENT
Isaiah 48 in the UBG
Isaiah 48 in the UGV
Isaiah 48 in the UGV2
Isaiah 48 in the UGV3
Isaiah 48 in the VBL
Isaiah 48 in the VDCC
Isaiah 48 in the YALU
Isaiah 48 in the YAPE
Isaiah 48 in the YBVTP
Isaiah 48 in the ZBP