Isaiah 60 (BOSCB)
1 “Simuka, upenye nokuti chiedza chako chasvika,uye kubwinya kwaJehovha kwabuda pamusoro pako. 2 Tarira, rima rakafukidza nyikauye rima guru riri pamusoro pavanhu,asi Jehovha anobuda pamusoro pakouye kubwinya kwake kunoratidzwa pamusoro pako. 3 Ndudzi dzichauya kuchiedza chako,uye madzimambo kukubwinya kwamambakwedza ako. 4 “Simudza meso ako utarise zvakakukomberedza:vose vanoungana uye vanouya kwauri,vanakomana vako vanobva kure,uye vanasikana vako vanotakurwa pamaoko. 5 Ipapo uchatarisa ugopenya,mwoyo wako uchakwata uye uchazara nomufaro;upfumi huri pamusoro pamakungwa huchauyiswa kwauri,pfuma yendudzi ichauya kwauri. 6 Mapoka engamera achazadza nyika yako,mhuru dzengamera dzeMidhiani neEfa.Uye vose vanobva kuShebha vachauya,vakatakura goridhe nezvinonhuhwiravachiparidza kurumbidzwa kwaJehovha. 7 Mapoka eKedhari achaunganidzirwakwauri makondobwe eNebhayoti achakushumira:achagamuchirwa sezvipo paaritari yangu,uye ndichashongedza temberi yangu yokukudzwa. 8 “Ndivanaani ava vanobhururuka samakore,senjiva dzinoenda kumatendere adzo? 9 Zvirokwazvo zviwi zvinotarira kwandiri;zvikepe zveTashishi zvinotungamirazvichiuya navanakomana venyu vari kubva kure,nesirivha yavo negoridhe,kuzokudza Jehovha Mwari wako,iye Mutsvene waIsraeri,nokuti akakushongedza nokubwinya. 10 “Vatorwa vachavakazve masvingo ako,uye madzimambo avo achakushandira.Kunyange ndakakurova mukutsamwa kwangu,munyasha dzangu ndichakunzwira tsitsi. 11 Masuo ako achagara akashamahaachazombozarirwi, masikati kana usikukuitira kuti vanhu vakuvigire upfumi hwendudzi,madzimambo adzo achafambiswa ari mumudungwe akundwa. 12 Nokuti rudzi kana ushe husingakushumiri huchaparadzwa;huchaparadzwa zvachose. 13 “Kubwinya kweRebhanoni kuchauya kwauri,mipaini nemifiri nemisipuresi pamwe chete,kuzoshongedza nzvimbo yetemberi yangu tsvene;uye ndichabwinyisa nzvimbo yetsoka dzangu. 14 Vanakomana vavamanikidzi venyuvachauya vachikotama pamberi penyu;vose vanokuzvidzai vachapfugama patsoka dzenyu uye vachakutumidzai kuti Guta raJehovha,Zioni roMutsvene waIsraeri. 15 “Kunyange wanga wasiyiwa uye uchivengwa,pasina munhu anopfuura nemauri,ndichakuita kuti ukudzwe nokusingaperiuye uve mufaro wezvizvarwa zvinotevera. 16 Uchanwa mukaka wendudziuye ucharerwa pamazamu oumambo.Ipapo uchaziva kuti ini, iyeni Jehovha, ndini Muponesi wako,Mudzikinuri wako, Wamasimba Ose waJakobho. 17 Ndichakuvigira goridhe pachinzvimbo chendarira,nesirivha pachinzvimbo chesimbi.Ndichakuvigira ndarira pachinzvimbo chamatanda,nesimbi pachinzvimbo chamabwe.Ndichaita rugare mubati wakonekururama mutongi wako. 18 Kuita nechisimba hakuchazonzwikwa munyika yako,kana dongo kana kuparadzwa mukati memiganhu yako,asi uchatumidza masvingo ako zitarokuti Ruponeso nemasuo ako kuti Rumbidzo. 19 Zuva harichazovi chiedza chako masikati,uye kupenya kwomwedzi hakungavi pamusoro pako,nokuti Jehovha ndiye achava chiedza chako chisingaperi,uye Mwari wako achava kubwinya kwako. 20 Zuva rako harichazovirizve,uye mwedzi wako hauchazoperizve;Jehovha achava chiedza chako chisingaperi,uye mazuva okuchema kwako achaguma. 21 Ipapo vanhu vako vose vachava vakarurama,uye vachatora nyika kuti ive yavo nokusingaperi.Ndivo mabukira andakadyara,basa ramaoko angu,kuti ndiratidze kubwinya kwangu. 22 Mudikisa wako achava chiuru,mudiki achava rudzi rune simba.Ndini Jehovha,munguva yacho ndichazviita nokukurumidza.”
In Other Versions
Isaiah 60 in the ANGEFD
Isaiah 60 in the ANTPNG2D
Isaiah 60 in the AS21
Isaiah 60 in the BAGH
Isaiah 60 in the BBPNG
Isaiah 60 in the BBT1E
Isaiah 60 in the BDS
Isaiah 60 in the BEV
Isaiah 60 in the BHAD
Isaiah 60 in the BIB
Isaiah 60 in the BLPT
Isaiah 60 in the BNT
Isaiah 60 in the BNTABOOT
Isaiah 60 in the BNTLV
Isaiah 60 in the BOATCB
Isaiah 60 in the BOATCB2
Isaiah 60 in the BOBCV
Isaiah 60 in the BOCNT
Isaiah 60 in the BOECS
Isaiah 60 in the BOGWICC
Isaiah 60 in the BOHCB
Isaiah 60 in the BOHCV
Isaiah 60 in the BOHLNT
Isaiah 60 in the BOHNTLTAL
Isaiah 60 in the BOICB
Isaiah 60 in the BOILNTAP
Isaiah 60 in the BOITCV
Isaiah 60 in the BOKCV
Isaiah 60 in the BOKCV2
Isaiah 60 in the BOKHWOG
Isaiah 60 in the BOKSSV
Isaiah 60 in the BOLCB
Isaiah 60 in the BOLCB2
Isaiah 60 in the BOMCV
Isaiah 60 in the BONAV
Isaiah 60 in the BONCB
Isaiah 60 in the BONLT
Isaiah 60 in the BONUT2
Isaiah 60 in the BOPLNT
Isaiah 60 in the BOSNC
Isaiah 60 in the BOTLNT
Isaiah 60 in the BOVCB
Isaiah 60 in the BOYCB
Isaiah 60 in the BPBB
Isaiah 60 in the BPH
Isaiah 60 in the BSB
Isaiah 60 in the CCB
Isaiah 60 in the CUV
Isaiah 60 in the CUVS
Isaiah 60 in the DBT
Isaiah 60 in the DGDNT
Isaiah 60 in the DHNT
Isaiah 60 in the DNT
Isaiah 60 in the ELBE
Isaiah 60 in the EMTV
Isaiah 60 in the ESV
Isaiah 60 in the FBV
Isaiah 60 in the FEB
Isaiah 60 in the GGMNT
Isaiah 60 in the GNT
Isaiah 60 in the HARY
Isaiah 60 in the HNT
Isaiah 60 in the IRVA
Isaiah 60 in the IRVB
Isaiah 60 in the IRVG
Isaiah 60 in the IRVH
Isaiah 60 in the IRVK
Isaiah 60 in the IRVM
Isaiah 60 in the IRVM2
Isaiah 60 in the IRVO
Isaiah 60 in the IRVP
Isaiah 60 in the IRVT
Isaiah 60 in the IRVT2
Isaiah 60 in the IRVU
Isaiah 60 in the ISVN
Isaiah 60 in the JSNT
Isaiah 60 in the KAPI
Isaiah 60 in the KBT1ETNIK
Isaiah 60 in the KBV
Isaiah 60 in the KJV
Isaiah 60 in the KNFD
Isaiah 60 in the LBA
Isaiah 60 in the LBLA
Isaiah 60 in the LNT
Isaiah 60 in the LSV
Isaiah 60 in the MAAL
Isaiah 60 in the MBV
Isaiah 60 in the MBV2
Isaiah 60 in the MHNT
Isaiah 60 in the MKNFD
Isaiah 60 in the MNG
Isaiah 60 in the MNT
Isaiah 60 in the MNT2
Isaiah 60 in the MRS1T
Isaiah 60 in the NAA
Isaiah 60 in the NASB
Isaiah 60 in the NBLA
Isaiah 60 in the NBS
Isaiah 60 in the NBVTP
Isaiah 60 in the NET2
Isaiah 60 in the NIV11
Isaiah 60 in the NNT
Isaiah 60 in the NNT2
Isaiah 60 in the NNT3
Isaiah 60 in the PDDPT
Isaiah 60 in the PFNT
Isaiah 60 in the RMNT
Isaiah 60 in the SBIAS
Isaiah 60 in the SBIBS
Isaiah 60 in the SBIBS2
Isaiah 60 in the SBICS
Isaiah 60 in the SBIDS
Isaiah 60 in the SBIGS
Isaiah 60 in the SBIHS
Isaiah 60 in the SBIIS
Isaiah 60 in the SBIIS2
Isaiah 60 in the SBIIS3
Isaiah 60 in the SBIKS
Isaiah 60 in the SBIKS2
Isaiah 60 in the SBIMS
Isaiah 60 in the SBIOS
Isaiah 60 in the SBIPS
Isaiah 60 in the SBISS
Isaiah 60 in the SBITS
Isaiah 60 in the SBITS2
Isaiah 60 in the SBITS3
Isaiah 60 in the SBITS4
Isaiah 60 in the SBIUS
Isaiah 60 in the SBIVS
Isaiah 60 in the SBT
Isaiah 60 in the SBT1E
Isaiah 60 in the SCHL
Isaiah 60 in the SNT
Isaiah 60 in the SUSU
Isaiah 60 in the SUSU2
Isaiah 60 in the SYNO
Isaiah 60 in the TBIAOTANT
Isaiah 60 in the TBT1E
Isaiah 60 in the TBT1E2
Isaiah 60 in the TFTIP
Isaiah 60 in the TFTU
Isaiah 60 in the TGNTATF3T
Isaiah 60 in the THAI
Isaiah 60 in the TNFD
Isaiah 60 in the TNT
Isaiah 60 in the TNTIK
Isaiah 60 in the TNTIL
Isaiah 60 in the TNTIN
Isaiah 60 in the TNTIP
Isaiah 60 in the TNTIZ
Isaiah 60 in the TOMA
Isaiah 60 in the TTENT
Isaiah 60 in the UBG
Isaiah 60 in the UGV
Isaiah 60 in the UGV2
Isaiah 60 in the UGV3
Isaiah 60 in the VBL
Isaiah 60 in the VDCC
Isaiah 60 in the YALU
Isaiah 60 in the YAPE
Isaiah 60 in the YBVTP
Isaiah 60 in the ZBP