Zephaniah 3 (BOSCB)
1 Rine nhamo guta ravamanikidzi,rakapanduka uye rikasvibiswa! 2 Harina warinoteerera,harigamuchiri kudzorwa.Harivimbi naJehovha,hariswederi pedyo naMwari waro. 3 Machinda aro ishumba dzinoomba,vatongi varo mapere amadekwana,vasingasiyi chinhu chamangwanani. 4 Vaprofita vavo vanozvikudza;vanhu vanonyengera.Vaprista varo vanozvidza nzvimbo tsveneuye vanoputsa murayiro. 5 Jehovha ari mariri mutsvene;haaiti zvakaipa.Mangwanani oga oga anotonga nokururamisira kwake,zuva rimwe nerimwe idzva anoriuyisa,asi vasakarurama havanyari. 6 “Ndakaparadza ndudzi;shongwe dzavo dzakaparara.Ndakasiya nzira dzavo dzisisafambwi,hapasisina anopfuura nomo.Maguta avo akaparadzwa;hapana achasiyiwa, kana mumwe zvake. 7 Ndakati kuguta,‘Zvirokwazvo uchandityaugogamuchira kudzorwa!’Ipapo vagari varo havangaparadzwi,kana kuranga kwangu kwose hakungauyi pariri.Asi vakanga vachine shungudzokuita uori pakuita kwavo kwose. 8 Naizvozvo ndimirirei,” ndizvo zvinotaura Jehovha,“zuva randichasimuka kuti ndigopupura.Ndafunga kuunganidza ndudzi,kuunganidza ushe hwoseuye nokudurura hasha dzangu pavari,kutsamwa kukuru kwangu kwose.Nyika yose ichaparadzwanomoto wegodo rokutsamwa kwangu. 9 “Ipapo ndichachenesa miromo yavanhu,kuti vose zvavo vadane kuzita raJehovhauye vamushumire nomwoyo mumwe. 10 Kubva mhiri kwenzizi dzeEtiopia vanamati vangu,vanhu vangu vakapararira,vachandiunzira zvipiriso. 11 Pazuva iro hamungaiswi pakunyadziswanokuda kwezvakaipa zvamakandiitira,nokuti ndichabvisa kubvamuguta rino vaya vanofara mukuzvikudza kwavo.Hamungazovizve namanyawipagomo rangu dzvene. 12 Asi ndichasiya pakati penyuvanyoro vanozvininipisa,vanovimba nezita raJehovha. 13 Vakasara vaIsraeri havangaiti zvakaipa;havangarevi nhema,uye kunyengera hakuzowanikwi mumiromo yavo.Vachadya uye vagorara pasi,uye hapana angavatyisa.” 14 Imba, iwe Mwanasikana weZioni,danidzira, iwe Israeri!Fara ugofarisisa nomwoyo wako wose,iwe Mwanasikana weJerusarema! 15 Jehovha abvisa kurangwa kwako kwose,adzinga muvengi wako. Jehovha,Mambo waIsraeri, anewe;hauzotyizve kuti ungakuvadzwa nechinhu chipi zvacho. 16 Pazuva iro vachati kuJerusarema,“Usatya, iwe Zioni;usarega maoko ako achishayiwa simba. 17 Jehovha Mwari wako anewe,ndiye ane simba rokuponesa.Achafadzwa zvikuru newe,achakunyaradza norudo rwake,achafara nokuda kwako nokuimba.” 18 “Matambudziko emitamboyakatarwa ndichaabvisa kwauri;iwo mutoro nokuzvidzwa kwauri. 19 Panguva iyoyo ndichatongavose vakakumanikidza;ndichanunura vakaremarauye ndichaunganidza vaya vakaparadzirwa.Ndichavapa rumbidzo norukudzomunyika dzose dzavakaiswa pakunyadziswa. 20 Panguva iyoyo ndichakuunganidzai;panguva iyoyo ndichakuuyisai kumusha.Ndichakupai rukudzo nerumbidzopakati pavanhu vose vapanyika,pandichadzora pfuma yenyumuchizviona nameso enyu,”ndizvo zvinotaura Jehovha.
In Other Versions
Zephaniah 3 in the ANGEFD
Zephaniah 3 in the ANTPNG2D
Zephaniah 3 in the AS21
Zephaniah 3 in the BAGH
Zephaniah 3 in the BBPNG
Zephaniah 3 in the BBT1E
Zephaniah 3 in the BDS
Zephaniah 3 in the BEV
Zephaniah 3 in the BHAD
Zephaniah 3 in the BIB
Zephaniah 3 in the BLPT
Zephaniah 3 in the BNT
Zephaniah 3 in the BNTABOOT
Zephaniah 3 in the BNTLV
Zephaniah 3 in the BOATCB
Zephaniah 3 in the BOATCB2
Zephaniah 3 in the BOBCV
Zephaniah 3 in the BOCNT
Zephaniah 3 in the BOECS
Zephaniah 3 in the BOGWICC
Zephaniah 3 in the BOHCB
Zephaniah 3 in the BOHCV
Zephaniah 3 in the BOHLNT
Zephaniah 3 in the BOHNTLTAL
Zephaniah 3 in the BOICB
Zephaniah 3 in the BOILNTAP
Zephaniah 3 in the BOITCV
Zephaniah 3 in the BOKCV
Zephaniah 3 in the BOKCV2
Zephaniah 3 in the BOKHWOG
Zephaniah 3 in the BOKSSV
Zephaniah 3 in the BOLCB
Zephaniah 3 in the BOLCB2
Zephaniah 3 in the BOMCV
Zephaniah 3 in the BONAV
Zephaniah 3 in the BONCB
Zephaniah 3 in the BONLT
Zephaniah 3 in the BONUT2
Zephaniah 3 in the BOPLNT
Zephaniah 3 in the BOSNC
Zephaniah 3 in the BOTLNT
Zephaniah 3 in the BOVCB
Zephaniah 3 in the BOYCB
Zephaniah 3 in the BPBB
Zephaniah 3 in the BPH
Zephaniah 3 in the BSB
Zephaniah 3 in the CCB
Zephaniah 3 in the CUV
Zephaniah 3 in the CUVS
Zephaniah 3 in the DBT
Zephaniah 3 in the DGDNT
Zephaniah 3 in the DHNT
Zephaniah 3 in the DNT
Zephaniah 3 in the ELBE
Zephaniah 3 in the EMTV
Zephaniah 3 in the ESV
Zephaniah 3 in the FBV
Zephaniah 3 in the FEB
Zephaniah 3 in the GGMNT
Zephaniah 3 in the GNT
Zephaniah 3 in the HARY
Zephaniah 3 in the HNT
Zephaniah 3 in the IRVA
Zephaniah 3 in the IRVB
Zephaniah 3 in the IRVG
Zephaniah 3 in the IRVH
Zephaniah 3 in the IRVK
Zephaniah 3 in the IRVM
Zephaniah 3 in the IRVM2
Zephaniah 3 in the IRVO
Zephaniah 3 in the IRVP
Zephaniah 3 in the IRVT
Zephaniah 3 in the IRVT2
Zephaniah 3 in the IRVU
Zephaniah 3 in the ISVN
Zephaniah 3 in the JSNT
Zephaniah 3 in the KAPI
Zephaniah 3 in the KBT1ETNIK
Zephaniah 3 in the KBV
Zephaniah 3 in the KJV
Zephaniah 3 in the KNFD
Zephaniah 3 in the LBA
Zephaniah 3 in the LBLA
Zephaniah 3 in the LNT
Zephaniah 3 in the LSV
Zephaniah 3 in the MAAL
Zephaniah 3 in the MBV
Zephaniah 3 in the MBV2
Zephaniah 3 in the MHNT
Zephaniah 3 in the MKNFD
Zephaniah 3 in the MNG
Zephaniah 3 in the MNT
Zephaniah 3 in the MNT2
Zephaniah 3 in the MRS1T
Zephaniah 3 in the NAA
Zephaniah 3 in the NASB
Zephaniah 3 in the NBLA
Zephaniah 3 in the NBS
Zephaniah 3 in the NBVTP
Zephaniah 3 in the NET2
Zephaniah 3 in the NIV11
Zephaniah 3 in the NNT
Zephaniah 3 in the NNT2
Zephaniah 3 in the NNT3
Zephaniah 3 in the PDDPT
Zephaniah 3 in the PFNT
Zephaniah 3 in the RMNT
Zephaniah 3 in the SBIAS
Zephaniah 3 in the SBIBS
Zephaniah 3 in the SBIBS2
Zephaniah 3 in the SBICS
Zephaniah 3 in the SBIDS
Zephaniah 3 in the SBIGS
Zephaniah 3 in the SBIHS
Zephaniah 3 in the SBIIS
Zephaniah 3 in the SBIIS2
Zephaniah 3 in the SBIIS3
Zephaniah 3 in the SBIKS
Zephaniah 3 in the SBIKS2
Zephaniah 3 in the SBIMS
Zephaniah 3 in the SBIOS
Zephaniah 3 in the SBIPS
Zephaniah 3 in the SBISS
Zephaniah 3 in the SBITS
Zephaniah 3 in the SBITS2
Zephaniah 3 in the SBITS3
Zephaniah 3 in the SBITS4
Zephaniah 3 in the SBIUS
Zephaniah 3 in the SBIVS
Zephaniah 3 in the SBT
Zephaniah 3 in the SBT1E
Zephaniah 3 in the SCHL
Zephaniah 3 in the SNT
Zephaniah 3 in the SUSU
Zephaniah 3 in the SUSU2
Zephaniah 3 in the SYNO
Zephaniah 3 in the TBIAOTANT
Zephaniah 3 in the TBT1E
Zephaniah 3 in the TBT1E2
Zephaniah 3 in the TFTIP
Zephaniah 3 in the TFTU
Zephaniah 3 in the TGNTATF3T
Zephaniah 3 in the THAI
Zephaniah 3 in the TNFD
Zephaniah 3 in the TNT
Zephaniah 3 in the TNTIK
Zephaniah 3 in the TNTIL
Zephaniah 3 in the TNTIN
Zephaniah 3 in the TNTIP
Zephaniah 3 in the TNTIZ
Zephaniah 3 in the TOMA
Zephaniah 3 in the TTENT
Zephaniah 3 in the UBG
Zephaniah 3 in the UGV
Zephaniah 3 in the UGV2
Zephaniah 3 in the UGV3
Zephaniah 3 in the VBL
Zephaniah 3 in the VDCC
Zephaniah 3 in the YALU
Zephaniah 3 in the YAPE
Zephaniah 3 in the YBVTP
Zephaniah 3 in the ZBP