Psalms 107 (BOSCB)
1 Vongai Jehovha, nokuti akanaka;rudo rwake runogara nokusingaperi. 2 Vakadzikinurwa naJehovha ngavadaro,vaakadzikinura muruoko rwomuvengi, 3 avo vaakaunganidza kubva panyika dzose,kubva kumabvazuva nokumavirira, nokumusoro nezasi. 4 Vamwe vakadzungaira murenje nomugwenga,vachishayiwa nzira yokuenda kuguta kwavangagara. 5 Vakava nenzara nenyota,uye upenyu hwavo hwakanga hwoparara. 6 Ipapo vakachema kuna Jehovha pakutambudzika kwavo,akavarwira pakutambura kwavo. 7 Akavafambisa nenzira yakaruramakuenda kuguta ravaizogara. 8 Vanhu ngavavonge Jehovha nokuda kworudo rwake rusingaperi,uye nokuda kwamabasa anoshamisa aakavaitira, 9 nokuti anogutsa vane nyota,uye vane nzara anovazadza nezvakanaka. 10 Vamwe vakagara murima nokusurikirwa kwakadzama,vari vasungwa vanotambudzika muzvisungo zvamatare, 11 nokuti vakanga vamukira mashoko aMwariuye vakazvidza kurayira kweWokumusoro-soro. 12 Saka akaita kuti vashande zvinorwadza;vakagumburwa, uye pakanga pasina anovabatsira. 13 Ipapo vakachema kuna Jehovha pakutambudzika kwavo,uye akavaponesa pakutambura kwavo. 14 Akavabudisa murima nomukusviba kwakadzika dzika,uye akadambura ngetani dzavo. 15 Vanhu ngavavonge Jehovha nokuda kworudo rwake rusingaperi,uye namabasa ake anoshamisa aakavaitira, 16 nokuti anopwanya masuo endarira,uye akagura mazariro esimbi. 17 Vamwe vakava mapenzi nokuda kwenzira dzavo dzokumukira,uye vakatambudzwa kwazvo nokuda kwezvakaipa zvavo. 18 Vakasema zvokudya zvose,uye vakaswedera pamasuo orufu. 19 Ipapo vakachema kuna Jehovha pakutambudzika kwavo,uye akavaponesa pakutambura kwavo. 20 Akatuma shoko rake uye akavaporesa;akavanunura kubva paguva. 21 Vanhu ngavavonge Jehovha nokuda kworudo rwake rusingaperi,uye namabasa ake anoshamisa aakavaitira. 22 Ngavabayire zvibayiro zvokuvonga,uye vareve zvamabasa ake nenziyo dzomufaro. 23 Vamwe vakafamba rwendo pagungwa nezvikepe;vakanga vari vashambadziri pamvura zhinji. 24 Vakaona mabasa aJehovha,mabasa ake anoshamisa pakadzika. 25 Nokuti akataura uye akamutsa duturikasimudza mafungu. 26 Vakaenda kumusoro kumatenga vakaendawo pasi kwakadzika;mukutambudzika kwavo kushinga kwavo kwakanyongodeka. 27 Vakandeya vakadzedzereka savanhu vadhakwa; vakasvika pakupererwa namazano. 28 Ipapo vakachema kuna Jehovha pakutambudzika kwavo,uye akavabudisa pakutambura kwavo. 29 Akanyaradza dutu remhepo nezevezeve;mafungu egungwa akanyarara kuti mwiro. 30 Vakafara parakadzikama,uye akavatungamirira kwakachengetedzeka kwavaida. 31 Vanhu ngavavonge Jehovha nokuda kworudo rwake rusingaperi,uye namabasa ake anoshamisa aakaitira vanhu. 32 Ngavamukudze paungano yavanhu,uye vamurumbidze pagungano ramakurukota. 33 Akashandura nzizi dzikava gwenga,hova dzinoerera dzikava nyika ine nyota, 34 uye nyika yezvibereko ikava gwenga romunyu,nokuda kwezvakaipa zvavaigaramo. 35 Akashandura gwenga rikava madziva emvura,nenyika yakaoma ikava zvitubu zvinoerera; 36 ndipo paakagarisa vane nzara,uye vakavaka guta ravangagara. 37 Vakadyara minda, uye vakasima minda yemizambiringa,ikabereka mukohwo wakanaka; 38 akavaropafadza, uye akavawanza zvikuru,uye haana kutendera zvipfuwo zvavo kuparara. 39 Ipapo vakava vashoma, uye vakaninipiswa vakadzvinyirirwa,nenjodzi uye nokusuwa; 40 iye anodurura kuzvidzwa pamusoro pamakurukota,akaita kuti vadzungaire musango risina nzira. 41 Akasimudza vanoshayiwa kubva mukutambudzika kwavo,uye akawedzera mhuri dzavo samapoka amakwai. 42 Vakarurama vanozviona vagofara,asi vakaipa vose vanodzivirwa miromo yavo. 43 Ani naani akachenjera ngaachengete zvinhu izvi,uye arangarire rudo rukuru rwaJehovha.
In Other Versions
Psalms 107 in the ANGEFD
Psalms 107 in the ANTPNG2D
Psalms 107 in the AS21
Psalms 107 in the BAGH
Psalms 107 in the BBPNG
Psalms 107 in the BBT1E
Psalms 107 in the BDS
Psalms 107 in the BEV
Psalms 107 in the BHAD
Psalms 107 in the BIB
Psalms 107 in the BLPT
Psalms 107 in the BNT
Psalms 107 in the BNTABOOT
Psalms 107 in the BNTLV
Psalms 107 in the BOATCB
Psalms 107 in the BOATCB2
Psalms 107 in the BOBCV
Psalms 107 in the BOCNT
Psalms 107 in the BOECS
Psalms 107 in the BOGWICC
Psalms 107 in the BOHCB
Psalms 107 in the BOHCV
Psalms 107 in the BOHLNT
Psalms 107 in the BOHNTLTAL
Psalms 107 in the BOICB
Psalms 107 in the BOILNTAP
Psalms 107 in the BOITCV
Psalms 107 in the BOKCV
Psalms 107 in the BOKCV2
Psalms 107 in the BOKHWOG
Psalms 107 in the BOKSSV
Psalms 107 in the BOLCB
Psalms 107 in the BOLCB2
Psalms 107 in the BOMCV
Psalms 107 in the BONAV
Psalms 107 in the BONCB
Psalms 107 in the BONLT
Psalms 107 in the BONUT2
Psalms 107 in the BOPLNT
Psalms 107 in the BOSNC
Psalms 107 in the BOTLNT
Psalms 107 in the BOVCB
Psalms 107 in the BOYCB
Psalms 107 in the BPBB
Psalms 107 in the BPH
Psalms 107 in the BSB
Psalms 107 in the CCB
Psalms 107 in the CUV
Psalms 107 in the CUVS
Psalms 107 in the DBT
Psalms 107 in the DGDNT
Psalms 107 in the DHNT
Psalms 107 in the DNT
Psalms 107 in the ELBE
Psalms 107 in the EMTV
Psalms 107 in the ESV
Psalms 107 in the FBV
Psalms 107 in the FEB
Psalms 107 in the GGMNT
Psalms 107 in the GNT
Psalms 107 in the HARY
Psalms 107 in the HNT
Psalms 107 in the IRVA
Psalms 107 in the IRVB
Psalms 107 in the IRVG
Psalms 107 in the IRVH
Psalms 107 in the IRVK
Psalms 107 in the IRVM
Psalms 107 in the IRVM2
Psalms 107 in the IRVO
Psalms 107 in the IRVP
Psalms 107 in the IRVT
Psalms 107 in the IRVT2
Psalms 107 in the IRVU
Psalms 107 in the ISVN
Psalms 107 in the JSNT
Psalms 107 in the KAPI
Psalms 107 in the KBT1ETNIK
Psalms 107 in the KBV
Psalms 107 in the KJV
Psalms 107 in the KNFD
Psalms 107 in the LBA
Psalms 107 in the LBLA
Psalms 107 in the LNT
Psalms 107 in the LSV
Psalms 107 in the MAAL
Psalms 107 in the MBV
Psalms 107 in the MBV2
Psalms 107 in the MHNT
Psalms 107 in the MKNFD
Psalms 107 in the MNG
Psalms 107 in the MNT
Psalms 107 in the MNT2
Psalms 107 in the MRS1T
Psalms 107 in the NAA
Psalms 107 in the NASB
Psalms 107 in the NBLA
Psalms 107 in the NBS
Psalms 107 in the NBVTP
Psalms 107 in the NET2
Psalms 107 in the NIV11
Psalms 107 in the NNT
Psalms 107 in the NNT2
Psalms 107 in the NNT3
Psalms 107 in the PDDPT
Psalms 107 in the PFNT
Psalms 107 in the RMNT
Psalms 107 in the SBIAS
Psalms 107 in the SBIBS
Psalms 107 in the SBIBS2
Psalms 107 in the SBICS
Psalms 107 in the SBIDS
Psalms 107 in the SBIGS
Psalms 107 in the SBIHS
Psalms 107 in the SBIIS
Psalms 107 in the SBIIS2
Psalms 107 in the SBIIS3
Psalms 107 in the SBIKS
Psalms 107 in the SBIKS2
Psalms 107 in the SBIMS
Psalms 107 in the SBIOS
Psalms 107 in the SBIPS
Psalms 107 in the SBISS
Psalms 107 in the SBITS
Psalms 107 in the SBITS2
Psalms 107 in the SBITS3
Psalms 107 in the SBITS4
Psalms 107 in the SBIUS
Psalms 107 in the SBIVS
Psalms 107 in the SBT
Psalms 107 in the SBT1E
Psalms 107 in the SCHL
Psalms 107 in the SNT
Psalms 107 in the SUSU
Psalms 107 in the SUSU2
Psalms 107 in the SYNO
Psalms 107 in the TBIAOTANT
Psalms 107 in the TBT1E
Psalms 107 in the TBT1E2
Psalms 107 in the TFTIP
Psalms 107 in the TFTU
Psalms 107 in the TGNTATF3T
Psalms 107 in the THAI
Psalms 107 in the TNFD
Psalms 107 in the TNT
Psalms 107 in the TNTIK
Psalms 107 in the TNTIL
Psalms 107 in the TNTIN
Psalms 107 in the TNTIP
Psalms 107 in the TNTIZ
Psalms 107 in the TOMA
Psalms 107 in the TTENT
Psalms 107 in the UBG
Psalms 107 in the UGV
Psalms 107 in the UGV2
Psalms 107 in the UGV3
Psalms 107 in the VBL
Psalms 107 in the VDCC
Psalms 107 in the YALU
Psalms 107 in the YAPE
Psalms 107 in the YBVTP
Psalms 107 in the ZBP