Revelation 18 (BOSCB)
1 Shure kwaizvozvi ndakaona mumwe mutumwa achiburuka kubva kudenga. Akanga ane simba guru, uye nyika yakavhenekerwa nokubwinya kwake. 2 Akadanidzira nenzwi guru achiti:“Rawa! Rawa Bhabhironi Guta Guru!Rava musha wamadhimoninougaro hwemweya yose yakaipa,ugaro hweshiri dzose dzine tsvina nedzinonyangadza. 3 Nokuti ndudzi dzose dzakanwawaini inopengesa youpombwe hwaro.Madzimambo enyika akaita upombwe naro,uye vashambadziri venyika vakapfuma kubva pazvinofadza zvaro zvizhinji.” 4 Ipapo ndakanzwa rimwe inzwi kudenga richiti:“Budai mariri, vanhu vangu,kuti murege kugovana naro muzvivi zvaro,kuti murege kugamuchira matambudziko aro api zvawo; 5 nokuti zvivi zvaro zvaita murwi unosvika kudenga,uye Mwari arangarira mhosva dzaro. 6 Ritsivei semabasa arakaita;ritsivei kaviri pane zvarakaita.Murivhenganisire migove miviri mumukombe waro. 7 Rirwadzisei zvikuru uye murichemedzesokuzvipa mbiri nomufaro kwarakaita.Rinozvikudza mumwoyo maro richiti,‘Ndigere samambokadzi; handisi chirikadzi,uye handingatongochemi.’ 8 Naizvozvo, nezuva rimwe chete matambudziko ake achamukunda anoti:rufu, kuchema, nenzara.Achaparadzwa nomoto,nokuti Ishe Mwari anomutonga mukuru. 9 “Madzimambo enyika, akaita upombwe naro uye akagovana naro pamufaro waro achati achiona utsi hwokutsva kwaro, achachema uye achaungudza pamusoro paro. 10 Vachitya kurwadziwa kwaro, vachamira kure vagochema vachiti:“ ‘Nhamo! Nhamo, iwe guta guru,Iwe Bhabhironi, guta resimba!Kuparara kwako kwasvika muawa imwe chete!’ 11 “Vashambadziri venyika vachachema uye vachaungudza pamusoro paro nokuti hakuna munhu achatenga nhumbi dzavozve, 12 nhumbi dzegoridhe, sirivha, mabwe anokosha namaparera; micheka yakanaka, yepepuru, sirika nemicheka mitsvuku; mhando dzose dzemiti inonhuhwira nezvinhu zvemhando dzose zvakagadzirwa nenyanga dzenzou, namatanda ano mutengo unokosha, ndarira, simbi namabwe akaurungana; 13 nhumbi dzesinamoni nezvinonhuhwira, mura nezvizoro zvinonhuhwira, waini namafuta omuorivhi, upfu hwakatsetseka negorosi; mombe namakwai; mabhiza nengoro; nemiviri nemweya yavanhu. 14 “Vachati, ‘Muchero wawaipanga wabviswa kwauri. Upfumi hwako hwose nezvinobwinya zvako zvose zvapera, hazvichazowanikwizve.’ 15 Vashambadziri vakatengesa zvinhu izvi uye vakawana pfuma yavo kwariri vachamira kure, vachityiswa nokurwadziwa kwaro. Vachachema uye vachaungudza 16 uye vachadanidzira vachiti:“ ‘Nhamo! Nhamo, iwe guta guru,wakapfeka mucheka wakanaka, nowepepuru, nomutsvuku,uye unotaima negoridhe, namatombo anokosha namaparera! 17 Muawa imwe chete upfumi hwakakura kudai hwaparara!’“Vafambisi vose vezvikepe mugungwa, navose vanofamba nezvikepe, vashandi vomuzvikepe navose vanorarama nezvinobva mugungwa, vachamira kure. 18 Pavachaona utsi hwokutsva kwaro, vachati, ‘Pakambova neguta rakaita seguta guru iri here?’ 19 Vachakanda guruva pamisoro yavo, uye nokuchema nokuungudza vachadanidzira vachiti:“ ‘Nhamo! Nhamo, iro guta guru,vose vaiva nezvikepe pagungwavakapfuma noupfumi hwaro!Muawa imwe chete, raparara! 20 Farai pamusoro paro, imi denga!Farai, vatsvene navapostori navaprofita!Mwari aritonga nokuda kwamabatiro arakakuitai.’ ” 21 Ipapo mutumwa ane simba akasimudza dombo rakaenzana neguyo guru akarikanda mugungwa, akati:“Nechisimba chakadaiguta guru reBhabhironi richakandwa pasi,risingazombowanikwazve. 22 Kuimba kwavaridzi vorudimbwa navaimbi, navaridzi venyere navaridzi vehwamanda,hakuchazonzwikwazve mauri.Hakuna munhu webasa ripi zvaroachazowanikwazve mauri.Inzwi reguyo harichazonzwikwizve mauri. 23 Chiedza chomwenje hachichazovhenekerizve mauri.Inzwi rechikomba neromwengahazvichazonzwikwazve mauri.Vashambadziri vako vakanga vari vakuru venyika.Nouroyi hwako ndudzi dzose dzakatsauswa. 24 Mariri makawanikwa ropa ravaprofita neravatsvene,neravose vakaurayiwa panyika.”
In Other Versions
Revelation 18 in the ANGEFD
Revelation 18 in the ANTPNG2D
Revelation 18 in the AS21
Revelation 18 in the BAGH
Revelation 18 in the BBPNG
Revelation 18 in the BBT1E
Revelation 18 in the BDS
Revelation 18 in the BEV
Revelation 18 in the BHAD
Revelation 18 in the BIB
Revelation 18 in the BLPT
Revelation 18 in the BNT
Revelation 18 in the BNTABOOT
Revelation 18 in the BNTLV
Revelation 18 in the BOATCB
Revelation 18 in the BOATCB2
Revelation 18 in the BOBCV
Revelation 18 in the BOCNT
Revelation 18 in the BOECS
Revelation 18 in the BOGWICC
Revelation 18 in the BOHCB
Revelation 18 in the BOHCV
Revelation 18 in the BOHLNT
Revelation 18 in the BOHNTLTAL
Revelation 18 in the BOICB
Revelation 18 in the BOILNTAP
Revelation 18 in the BOITCV
Revelation 18 in the BOKCV
Revelation 18 in the BOKCV2
Revelation 18 in the BOKHWOG
Revelation 18 in the BOKSSV
Revelation 18 in the BOLCB
Revelation 18 in the BOLCB2
Revelation 18 in the BOMCV
Revelation 18 in the BONAV
Revelation 18 in the BONCB
Revelation 18 in the BONLT
Revelation 18 in the BONUT2
Revelation 18 in the BOPLNT
Revelation 18 in the BOSNC
Revelation 18 in the BOTLNT
Revelation 18 in the BOVCB
Revelation 18 in the BOYCB
Revelation 18 in the BPBB
Revelation 18 in the BPH
Revelation 18 in the BSB
Revelation 18 in the CCB
Revelation 18 in the CUV
Revelation 18 in the CUVS
Revelation 18 in the DBT
Revelation 18 in the DGDNT
Revelation 18 in the DHNT
Revelation 18 in the DNT
Revelation 18 in the ELBE
Revelation 18 in the EMTV
Revelation 18 in the ESV
Revelation 18 in the FBV
Revelation 18 in the FEB
Revelation 18 in the GGMNT
Revelation 18 in the GNT
Revelation 18 in the HARY
Revelation 18 in the HNT
Revelation 18 in the IRVA
Revelation 18 in the IRVB
Revelation 18 in the IRVG
Revelation 18 in the IRVH
Revelation 18 in the IRVK
Revelation 18 in the IRVM
Revelation 18 in the IRVM2
Revelation 18 in the IRVO
Revelation 18 in the IRVP
Revelation 18 in the IRVT
Revelation 18 in the IRVT2
Revelation 18 in the IRVU
Revelation 18 in the ISVN
Revelation 18 in the JSNT
Revelation 18 in the KAPI
Revelation 18 in the KBT1ETNIK
Revelation 18 in the KBV
Revelation 18 in the KJV
Revelation 18 in the KNFD
Revelation 18 in the LBA
Revelation 18 in the LBLA
Revelation 18 in the LNT
Revelation 18 in the LSV
Revelation 18 in the MAAL
Revelation 18 in the MBV
Revelation 18 in the MBV2
Revelation 18 in the MHNT
Revelation 18 in the MKNFD
Revelation 18 in the MNG
Revelation 18 in the MNT
Revelation 18 in the MNT2
Revelation 18 in the MRS1T
Revelation 18 in the NAA
Revelation 18 in the NASB
Revelation 18 in the NBLA
Revelation 18 in the NBS
Revelation 18 in the NBVTP
Revelation 18 in the NET2
Revelation 18 in the NIV11
Revelation 18 in the NNT
Revelation 18 in the NNT2
Revelation 18 in the NNT3
Revelation 18 in the PDDPT
Revelation 18 in the PFNT
Revelation 18 in the RMNT
Revelation 18 in the SBIAS
Revelation 18 in the SBIBS
Revelation 18 in the SBIBS2
Revelation 18 in the SBICS
Revelation 18 in the SBIDS
Revelation 18 in the SBIGS
Revelation 18 in the SBIHS
Revelation 18 in the SBIIS
Revelation 18 in the SBIIS2
Revelation 18 in the SBIIS3
Revelation 18 in the SBIKS
Revelation 18 in the SBIKS2
Revelation 18 in the SBIMS
Revelation 18 in the SBIOS
Revelation 18 in the SBIPS
Revelation 18 in the SBISS
Revelation 18 in the SBITS
Revelation 18 in the SBITS2
Revelation 18 in the SBITS3
Revelation 18 in the SBITS4
Revelation 18 in the SBIUS
Revelation 18 in the SBIVS
Revelation 18 in the SBT
Revelation 18 in the SBT1E
Revelation 18 in the SCHL
Revelation 18 in the SNT
Revelation 18 in the SUSU
Revelation 18 in the SUSU2
Revelation 18 in the SYNO
Revelation 18 in the TBIAOTANT
Revelation 18 in the TBT1E
Revelation 18 in the TBT1E2
Revelation 18 in the TFTIP
Revelation 18 in the TFTU
Revelation 18 in the TGNTATF3T
Revelation 18 in the THAI
Revelation 18 in the TNFD
Revelation 18 in the TNT
Revelation 18 in the TNTIK
Revelation 18 in the TNTIL
Revelation 18 in the TNTIN
Revelation 18 in the TNTIP
Revelation 18 in the TNTIZ
Revelation 18 in the TOMA
Revelation 18 in the TTENT
Revelation 18 in the UBG
Revelation 18 in the UGV
Revelation 18 in the UGV2
Revelation 18 in the UGV3
Revelation 18 in the VBL
Revelation 18 in the VDCC
Revelation 18 in the YALU
Revelation 18 in the YAPE
Revelation 18 in the YBVTP
Revelation 18 in the ZBP